PERSEVERE JAY KAY NOVELS📕📕
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                June 19, 2025 at 03:55 PM
                               
                            
                        
                            https://whatsapp.com/channel/0029VaqNyGVFXUuSnNG8Z32I
🐍The snake Goddess🐍
Story by Portia 
 0713716630
Chapter 1 
** Mwando**
As l was walking to the forest while crying nhamo dzanga dzandiwandira ndaida kundogara hangu musango umu chero ndikadyiwa nezvikara ndanga ndisina basa nazvo iri sango rakanga richiyera Mai vangu vaigara kundiuudza story 
"Years back makanga mune munhu aichinja kuita nyoka and the place was sacred because of that and yaisangoonekwa asi zvainzi akafa akasiya vana 2 "
"Mom how come aivanevana iye Ari one "
"I don't know about that asi zvanzi musaenda kusango ikoko pliz "
"Mom handiendi ini but l have a question "
"Enough of your questions hanti"
  
Saka kubva zvakafa amai vangu vachinzi vaiva vandiudza zvandisingafanhi kuudzwa
 chakaitika pandakaudzwa namai vangu zvesnake goddess ndakabva ndaudza friend yangu Saka handina kuziva kuti achandoudza vanhu ndopabva panzi Mai vangu vaifanha kuurawa Saka day ravainzi varikundokandwa mumvura kudhuze nekusango riye vakukumbira kutaura neni apa misodzi yanga yazara kumeso kuti Mai vangu vofira izvozvo apa baba vangu vainge vakafa ndichiri mudiki 
"Mwando my daughter usare zvakanaka but ndoda kuti *my death must revenged* vakabva vandisvitsa necklace yavo zvikanzi take this uzondirangarira pliz uve mwana akanaka "handina zvandakakwanisa kutaura kunze kwekuchema ndivambundira nekutomhanya kubva padam 
ndakasvika kumba ndakachema zvorwadza Mai vangu vaisarwara asi vafa nekuda kwaSnake goddess wavasingazivi ndakachema veduwe ndakazongonzwa kuti vanhu vakatobvapo 
Rimwe zuva ndakamuka zvangu ndikagara panze ndopakasvika vanhu naKing vachibva vatora hembe dzangu vachibva vandidzinga ndakasara ndisina option
 ndakaenda kumba kwana Ruva ndichibva ndadzingwa ndakaenda pazasi pemuti ndakatora necklace yamai vangu ndikachema veduwe ndakabva ndabatwa nehope ndakabva ndarara ndikabva ndarota ndichihwa voice richiti *you should go there it's now the right time* 
Ndakabatwa nepfungwa yekuti ndinofanha 
kuenda kusango iroro ndimbondoona kuti chii chaicho chisingafanhi kutaurwa pamusoro paro zvekuti Mai vangu vaurawe
 
ndakatanga kumhanya ndichienda ndakasvika musango macho ndikaona kaground yaiva kasina muti maityisa manga makanyarara  ndichibva ndafunga kuti ndodaidzira hre ndakazofunga kuimba song yandakadzidziswa namai vangu vevanhu varimurudo kaisava keshona exactly ndikabva ndati 
End of chapter
                        
                    
                    
                    
                        
                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                    
                                        3