PHIBIE ALL NOVELS
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                June 20, 2025 at 09:22 AM
                               
                            
                        
                            *1000 reactions for our cover photo*
*Ibvooo 💋💅🏽🔥*
*Kubva kumunyori ane ruoko rwekunyora nyaya dzinopisa semoto— zverudo, zvechinyakare, manjuzu, hurombwa, huroyi  nezvimwe zvinopisa kwauyazve chizimbe chinotyisa, chinobata mwoyo... Ibvo!* 💃🏽
> Mwanasikana anozvarwa pachipare
> Hunhu hwechipare hunoita kuti akure achida kunzi ndinzi ndini
> Anokura achitunhidzwa naamai zvekuti chero atadza amai vake vaimira naye
> Pakuzoda zvakapfava sehonye ndipo paita tisvike panyaya yake iyi isvitswe mumaziso enyu, anokwezvwa zvishoma zvishoma munyika yehunzenza zvekuti akange asisina chinoyera pamberi pake.
*ichi chizimbe choda magloves esimbi, ko wakamirirei?*👇🏼
👉🏽 *Baya pa* *View Channel* *uite follow – hauzorasikirwe nechitsauko chimwe chete kusvika tapedza!*
🔥🔥🔥 *Ibvoooo!*
https://whatsapp.com/channel/0029VaFUMTz3LdQP9KFcYL3H
                        
                    
                    
                    
                        
                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                    
                                        5