
TENDAYI AKA MAI MUKU NOVELS 🌳
June 2, 2025 at 04:50 PM
https://chat.whatsapp.com/GJ1fPGPEacsAjnWbmdLa5n
Vanod from 1 gara wapinda muchannel ubatane nevamwe
https://whatsapp.com/channel/0029VaF2xB8EKyZCws6MdZ07
Join us kufacebook towanikwa zvakare
https://www.facebook.com/groups/670692785081137/?ref=share&mibextid=NSMWBT
💥💥💥PAIVAPO💥💥💥
( Rema's Bleeding Heart)
A FRIEND OF THE ENVIRONMENT #nature
A SHORT FREE STORY CREATED AND WRITTEN BY TENDAYI AKA MAI MUKU #muzukuru WACHIHERA
0️⃣7️⃣1️⃣9️⃣7️⃣6️⃣9️⃣2️⃣0️⃣2️⃣
CHAPTER 13
Ini nhamo yangu haipwro zvayo pandinoti ndinwngw ndakuzororawo zimwe zvotangawo. Fon yakarira vaiva doctor kuhospital kunamom. He didn't even gave me ti.e to say anything his words were clear, so direct akngoti, " Please be here like now will talk when you are here." Just like that fon ichitocutter. Ndakangomhanya kunopfeka gown sezvo ndaiva ndakapfeka night dress. Ndakatsvaga bhutsu ndokuona zvimamorning shoes kwakutopfeka izvozvo. Ndakatora macar keys nwkutibuda. Huby akateera achimhanya akasvikondibata.
" Babe are you okay chii ndiani afona uye ukendepi?"
" Hospital babe the doctor just called kuti ndisvikeko now. I am confused and afraid kuti chava chii again."
" Okay so ukuenda wega here mira tiwnde tese and hauna kupfeka kana pant Rema huya upfeke tibue tese."
Eish ndakanyara for sure ndaisava nepant nhaimi kuri kudonha kuchipatara vanhu vanopnerera havo. Ndakadzoka nekupfeka pant netight kwakuzobuda. Zvehembe zvakafungwa naniko ini ndaitoona ndichinonoka. Takabuda nahubby oasina kana wataudza taizovaona tadzoka sezvo hwaiva husiku zvaisaita kumutsa munhu wese. Mota yakarohwa nahuby takananga kuhospital. Tichinosvika takatsvaga doctor akabva atiti tauya just in time. Akafambisa nesu akananga kuward yaiva namama. Hana yangu manje yaiva toita kuriva zvaipneka nemihembe. Sylvester just squeezed my hand achibva andibata zviri tight. Takanoponda ndokuona mama vakarara vakatarisa kuside. The moment yatakongopinda she moved her head kiratidza vaiva vakamuka.
" Thank you doctor, ndibatsirri kumuka ndigare."
I was shocked and at the same time happy kuti mama vakutaura zvainzwika kudaro. Takavabatsira kumuka ndokubva vagara zvakana.
" Thank you doctor, can you give privacy please, l need to talk to my daughter alone."
Vanhu vachingobuda mama vakabva vandisekerera havo kwakubva vandibata ruoko.
" Rema my daughter, did anyone ever tell you kuti wakanaka mwanangu. Look at that smile ko iyo flawless skin zvayo mmmm apa Mwari akandigonera hangu. Moyo chaiyo Rema handizive wakauona kunani nekuti mmmm ini nyakubereka ndomboedza kuva sewe ndokundikana. I thank God ndiwe first born your siblings are safe."
" Mama is everthing okay, you look like mapora pane patakusiyai and yet you called me here in the middle of the evening just to praise me here?"
" Listen baby girl l called you kuti ndikuudze zviri pamoyo pangu."
" But mama can't it wait here kusvika kuedze mukumboziva inguvai here?"
"Yes l know exactly what time it is, Ream ndikada kumirira kuedze maybe it will be to late. "
" Too late for what exactly?"
" Will you stop interrupting me lady and listen to what l am about to tell you?"
Ndakangogutdurira musoro wangu mama vachibva vatova smile yavo again ndokutanga kutaura vachiti, " Rema l know you have a golden heart please whatever life gives you accept don't question God. Life is not easy at all and it's never fair, learn to adjust in any situation. Ukaona vana vamai vako voita sevakuneta be there for them uvasimbise. Nancy is naive and spoiled ndakumbirisawo whatever chingaitike kwaari please Rema usamurase. Support her always pane pamwe ungazoona sewakumujaidza anozviitisa but please be her guardian angel. Mwana akajaidzwa iyeye l know and l blame myself for that but please Rema she is your sister. Noco is a man handimutyire he will be your number 1 comforter. Rema my time is up please pangu ndakarwa pakakwana now it's time l go and join my ancestors. Achasara ari amai ndiwe Rema and vana ndevako."
" Mama stop talking like that please, your time is up kudii.?"
" Rema my daughter words of a dying horse are very powerful and special. Handichina chekuraramira wakura you can take care of my family whilst l am gone. Chimwe chinhu mwanangu l know your marriage ine maups and downs but hear me Sylvester ndiye wako iyeye. Ini amai vako ndakaita murume 1 kusvika nhasi teedzerawo izvozvo. Haubvumidzwe kuita mumwe murume kusvika wako iyeye ashaika kana kuti ndiye akuramba upabatisise ipapo. Gara uchiziva kuti ndingashaikwe panyama asi mumweya ndinewe my angel l love you and l trust you can make it in life, God be with you."
Mama vakabva varegedzera ruoko rwavo pandiri vachibva vavhara maziso avo. Ndakazama kuvataidza asi havana kana kundidaira.
" Mama please wake up this not the time for ma pranks okay. Mama kani mati ndidiniko ini ko Nancy ndomutii mama ko Nico zvake musandidari please. Sure mungandisheedzere kuuya kuzondioneka here mama?"
Ndakachema ndokumhanya kunodeedza doctor vakauya vachiona mama vayi zii. Vakanditi ndibude oanze vachibva vasara varimo nemanurse vega. Sylvester aiva akagara pabench paakaona madoctor omhanya akateverawo. Akasvikondibata ndokutanga kundinyaradza. Doctor vakauya kuzotaura nesu asi ndakaziva zvavaida kutaura zvacho nekuda kwechiso chavo. Vasati vatombopedza kutaura ndakaerekna ndaikwetsura mhere yakavharira chipatara chose. Valayozopinda busy manirse kundibata ndichirwisa kud kunoona amai vangu kuti zvesure here vaiva vaenda. Lucky my hiby was with me ndiye akayozoita paperwork yacho kuti mama vaiswe mumortuary. Zvapera takabva taenda kumba tichinosvika pagate takaona mota yaCassy ichisvikawo. I knew ndihuby aiva amufonera chete, kungomuburuka kwandakaita ndakabva ndanozviwisira mumaoko ake ndichiieidza mhere.
" Cassy mama is gone, mama vatisiya kani Nancy naNoco ndovaudza kutiii?"
" Shhhhhh Rema please try to calm down husiku ko vana vanozodii iwe ukadai."
Aitiko uyu calm myself how ini amai vangu vaenda. Takanopinda mumba ivo vana vacho kunge vanga vanzwa noise takatovaona mudinjing. Nico achingondiona ndakabatiranwa l think akaziva zvaivapo. Akangomhanya kukwidza upstairs pasina time ndokuburuka ati speed akananga kudoor. Patiri kuda kuudza Nancy kuti chii chaitika takazongonzwa mota yomutswa panze munhu atobida. Nancy audzwaqo news akangodonha pasi ndiye zii vamwe zvino vobata Nancy vamwe vomhanyira Nico aya ndiwo akava ma1.
End of chapter 13
❤️
🙏
😢
👍
😂
😮
71