Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
June 19, 2025 at 05:00 AM
Musangotumwa kukwenya kwenya misana yevanhu imi.Chero kunzi ndirasire wo marara or tuma small things .It will cost you .Vamwe venyu hamuna vana handiti makanzi ndivharirewo ka bag kangu ako .Dzungu
😢 ❤️ 🙏 😮 😂 👍 211

Comments