Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
June 19, 2025 at 05:01 AM
Haaa true munhu anobatsirwa but tofanira kuva careful, ini ndaiva pamba pangu ndobva pasvika vamwe baba handivazive vakati baba varipo hr ndikati nooo ndozovaudza kuti manga muchidiwa nani and he didn't answer vakazokumbira saga ndikavapa vachibva vaisa tsvimbo yavo vakazokumbira kusiya tsvimbo iya iri musaga ndakakurumidza kufunga ipapo ndikati mozotora rini zvikanzi mangwana kuma8 ndikati sorry hazvibude ndiri kumukira bus ra5 and handisi kudzoka zvekumhanya mozondishaya zvikanzi ok rega ndibhadhare saga he insisted ndikazviramba kusvika vaenda bt ndakatya nazvo ini kusiirwa tsvimbo apa it wasn't ordinary
😢 😮 ❤️ 😂 🙏 👍 327

Comments