
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
June 19, 2025 at 07:59 AM
Akakudaidza Mupe kamu azvikwenye kana katanda or kuenda kumadziro ogweshera nyora dzake kumadziro.iwe unongoti sorry Handina nzwara.Hazvinei ihama yako Mupe kamuti akwenye ega .
❤️
😂
🙏
👍
😮
😢
193