Miss Novels T.N Bvaru
June 18, 2025 at 11:57 AM
Iii ska akatora certificate raAbed ndiyani nhaimi kuti ndizivai here kana kuti ngozi haitodi kuti ashande ndarwadziwa ini hupenyu hwenherera hwakaoma vasikana ummm ini mwari dai vazonditora vana vangu vakuzvishandira cz Abed dai vabereki vake varipo asingaitwe bhora risina mweya kudaro
😢
🙏
3