𝑩𝑢𝑺𝑺 π‘³π‘¨π‘«π‘°π‘¬π‘ΊπŸ‡ΏπŸ‡Ό π‘ͺ𝑢𝑡𝑬𝑹 πŸ‘„β€οΈβ€πŸ©Ή || π™‹π™„π™‰π˜Ώπ˜Ό π™π™•π™‘π™„π™Šπ™‰π™€π™π™€ π™ˆπ™π˜Ώπ™•π™„π™ˆπ˜Όπ™„ π™’π˜Όπ™‰π™ƒπ˜Όπ™Žπ™„πŸ’ƒπŸ½
𝑩𝑢𝑺𝑺 π‘³π‘¨π‘«π‘°π‘¬π‘ΊπŸ‡ΏπŸ‡Ό π‘ͺ𝑢𝑡𝑬𝑹 πŸ‘„β€οΈβ€πŸ©Ή || π™‹π™„π™‰π˜Ώπ˜Ό π™π™•π™‘π™„π™Šπ™‰π™€π™π™€ π™ˆπ™π˜Ώπ™•π™„π™ˆπ˜Όπ™„ π™’π˜Όπ™‰π™ƒπ˜Όπ™Žπ™„πŸ’ƒπŸ½
June 16, 2025 at 10:02 PM
*LADIES VANETSA NEKUDA MATINJI* Madzima anoteta kuvaviva nenhundurwa pakukudza matinji Verenga ugoisa 🌟 uchazozvida mangwana *Tora lemon* πŸ‹ cheka checks kuita slices. Boil it kusvika zvaibva chaizvo zvose nemakanda acho zvava zvima porridge. Chiisa makajira kakachena wosvina muto chete vose Heat cooking oil inesalt shoma. Chisanganisa cooking oil nemuto velemon juice uya, mix chaizvo kusvika zvasangana. Chiisa mubottle raunozvichengetera *Method*______chipota uchizora Tumatinji twako twembutu. Zora uchidhonza tudhori twese zvakaenzana but usazvirwadzise. Nyatsodhonza hako uchiisa zviri mubottle. Dhonza zvose usasiya chimwe, donza ose akure akaenzana.pasazoitanrimwe hombe rimwe diki, shape your punana zvakanaka. Ita izvi for ,3!days ugoona zvazvinoita. Please, ndati dhonza zvakaenzana usazoita chirema kubeche, kuita zidinji rimwe hombe nekadiki, shapeless mheche.πŸ™‡β€β™‚οΈ Follow this channel βœ… https://whatsapp.com/channel/0029VanORuA9Bb5qX5KLAR1h *Tora mhodzi dzeMufuta* about 30. Chidzimenya kubvisa makanda utore kamoyo kano Mera kaya kewhite. Kanga tumoyo utwo kusvika twaita tsito like. Kuya futi into powder n mix the powder ne cooking oil yakafanira kusvika zvasangana zvaita black. *Method* Chipota uchizora patumatinji twako uchidhonza zvakaenzana both left n right side. Ngazvienzane uite mheche inofadza murume.πŸ‘™ Batsirikai ladies vanoda nzeve dzebeche. *MARUVA EMUUYU* Tora maruva emuuyu womapisa hako, chitora dota rancho.Chiisa kunzeve diki idzodzo uchidhonza hako.Iwe ndive unoziva size yeaunoda. πŸ‘™ *MUCHECHERE VECHIBAGE* Enda pachibage chakuda kutumbuka muchekechere, chiya chamona kuti chitumbuke.Iwe chigura muchekechere kumusoro kuya, Pisa wopota uchizora dota racho kuzasi uko. *NB* Chiisa rupavo or mark pabagwe ravatora muchekechere kuti uzoriziva.Kukura kunoita pavatora muchekechere uchibuda panze ndiko kukura kunoitavo nzeve dzako dzekusikarudzi Ukazokanganwa kunocheka muchekechere uya kana bagwe racho, unoita nzeve dzekuzopepa. Paunoona size yaunoda chinocheka muchekechere uya zvekuti hauzitungire futi.πŸ‘‚ _React & share link asikanaπŸ’ƒπŸΎπŸ’ƒπŸΎπŸ’ƒπŸΎ_
πŸ‘ ❀️ πŸ˜‚ 😒 πŸ™ 10

Comments