
PRECIOUS a.k.a MANYONI NOVELS 🇿🇼
June 16, 2025 at 01:51 PM
*🍓REPUDIATION🍓*
FOLLOW OUR CHANNEL https://whatsapp.com/channel/0029VaEFcd017Emn8kF5X63N
Comments group
https://chat.whatsapp.com/IRkAgpYqqEBLre1KGaLRQ0
Handei tinofollower munyori wedu kufb
https://www.facebook.com/share/1Hq74jNayz/
FACEBOOK GROUP
https://facebook.com/groups/560179280000560/?mibextid=rS40aB7S9Ucbxw6v
WRITTEN BY
PRECIOUS a.k.a MANYONI
PARENTAL DISCRETION IS ADVISED
C 11
Pandakapinda mumba ndakanogara pasi chaipo ndaive ndakutonzwa kamwe kakusvotekana soo vainge vatondibhowa ivo vamupurisa kuda kunditsamwisa inini manje.Zvakatondipa kuti ndisunge imwe mbanje.Door rakabva ravhurwa ndakataramba ndiri busy nezvandaiita ndakanzwa Royco akuti "Makato loader badness handiti?" Ndakanyatsoisa danda rangu rembanje pamuromo kwakurikweva ndiri zii akati "Moms" ndakati "Vanhu vako vanotouya pano vachida kundi cutter ndaka cooler handiti?" Akati "Maya moms , musaite iyoyo" ndakati "Aiwa wonera wangu" akati "Ma top shatta angu moms musa worry" ndakati "Boe" ndakaenderera mberi nekuputa fodya yangu iye akanga atobuda i think anenge anga aenda kunotaura nemapurisa ake , ndaitoti ake nekuti vainge vafambira iye.Pandakapedza ndakabva ndanozvambarara muroom mandairara.Kuti nditi pfungwa dzangu dzaifunga zvimwe zvinhu dzinenge dziri nhema nekuti zvese zvaive zvakandinakira ndaive ndotozviudza kuti im living a better life pane life yandairarama ndiri kumba kwedu.Ndaingozviudza kuti handina hama ndakaraswa handina hama Royco iyeye ndiyo yaive hama yangu handiti.Taive tangosangana hedu vana murambiwa tese taingonzi hatibviri.Handina kurara zvinoenda kure ndakamuka kunogeza ndapedza ndakapfeka chi track bottom next t shirt.Ndidzo dzaive hembe dzangu matrouser nema shorts pamwe nema t shirts.Ndakabuda kunomira panze pegate ndakaita dzinenge 30 minutes ndaka stanna ipapo ndakazofamba hangu kuenda kuposhto kwataibhemera mbanje.Uye ini chandaida dzaive mbanje dzega chete nedoro zvinana mutoriro handina kuda kuzvizama.Pandakasvika ndakaona pasina munhu vanenge vanga varova zvima rounds.Ndakadzokera kumba ndakasvika pagate ndichiona kamota kaScorpion kakaparker pagate ipapo ndakafamba kuenda kuwindow.Akabva atoburuka ndokuti "Moms madii?" Ndakati "Bhoe here?" Akati "Boe moms" ndakati "Ndirikubva ku poshto handina kuona munhu vana Mazowe vaenda kupi?" Akati "Handina kuvaona ini , mune musotonono moms" akadaro ndakaseka ndokuti "Usaite iyoyo" apa aireva hake magaro angu takapinda mugate ndokunanga mumba patakapinda ndakaerekana ndonzwa kubatwa muchiuno.Ndakati "Wakuda kundikata ndaka cooler , ndeipi yauri kuita iyi?" Akati "Ndipoo ka 1 mulundukwa wese uyu wongogara usina kana anoudriver" ndakati "Hausi wakuda kutamba neni mutambiro usiriwo here?" Akati "Maya Elly ndoda kutoku wifer unomboziva here kuti wakanaka?" Ndakati "Kunaka ndakanaka hangu asi kaskiri kauri kuda kundiitira aka hakako haugone here kusofter babe mushe mushe" akati "Urikuona iwewe , inini newe tave kutodanana" akadaro achindidhonzera pachinhu chake chakasvikogumha magaro angu apa chaive chakamira.
Akati "Mira tingoita" ndakati "Usaite iyoyo ndisiye" ndakadaro ndichimupusha nemagadziko angu ini zvekurara nevarume pathat time ndaizanzwa kuzvida zvandaive ndakaitwa na Kissmore zvakaita kuti ndilooser intrest muvarume aitondibhowa Scorpion akandisiya ndakacheuka ndokuti "Buda muno bharanzi remunhu" ndakabhidhaira kuenda kukitchen.Ndakanonwa mvura ndainge ndakuvara nedry mouth.Ndakabuda ndokuona atorova pasi Scorpion aida kutondiitira kunge anofunga nechinhu chake sei.Aitove sasikamu hake.Ndaka laxar hangu pasofa Royco akazodzoka manheru aine chibhodhoro che Whiskey ndakanzwa kufara ndichimuona akabata bottle redoro.Aive nemasahwari edu ainge atove edu tese nekuti taibhema tese mbanje aisavepo ndi Scorpion chete.Chakarohwa dilution ne 7 up takachirova patakapedza takarara takaita upside down mumba imomo.Hapana ainge achaziva zvaaita uye ndiwo waingove muitiro wedu kana tikanwa doro taingorara chero zvataita.Takarara kudaro ndakatanga kurota Sharon achipinda mumba asi akapinda nepamadziro paive pasina kana door akapinda akabata dumbu rake uye akaita kutsamwa zvekuti ndakatadza kunzwisisa panguva iyoyo kuti chii chirikuitika.Ndaive ndakagara pasofa ndakabva ndati "Ko imi munongopinda nepamadziro hamusi kuona pane door here?" Akada kutaura asi aiita sekunge aive akabatwa muromo zvekutadza kutaura.Ndakati "Sharon hautaure here?Urikumbodeiko nhaiwe enda ka kune mabiyako kumakuva uko usiyane neni kadhodhi" akatanga kuyeredza misodzi achibva atongonyangarika ndakabva ndatopepukawo.Hana yangu yakatanga kurova pandakapepuka ndakatarisa tarisa mumba vamwe vangu vaive vakarara.Ndaive ndakutya manje kuti ko kana ndikamuona reality, hana yaiita kunge ichatsemuka nekurova regai zvinzi mhosva hairovi.Zvakandipa zvivindi zvekutosunga mbanje ndichibva ndaputa sezvo ichidzinga zvese zvakaipa.Pandakapedza ndakanorara muspare ndakarara hope svinu ipapo.The following day pandakamuka ndakatanga nekubhema mbanje dzangu ndichibva ndazoita basa.Ndaiti ndikafunga hope dzandaive ndarota ndainzwa kamwe ka fear mandiri uye ndaibva ndatobhema mbanje dzangu.Mazuva akafamba haana kumira uye Sharon ndaimurota almost everyday zvinova zvaive zvakundiita kuti ndigare ndakadhakwa ndikangoita sober chete ndaiona zvinhu zvaisanzwisisika mumaziso mangu.Muna August gore iroro Royco akaisa roja yaitove young couple vaive vachangobva mukuroorana.Umwe musi makuseni ndichangobva kumuka ndakarova mbanje yangu one danda as usual.Pandakabuda ndakaita kabasa kangu ndichibva ndageza ndakabva ndatora whiskey yaivemo kwakunogara panze , Mai Zvicha vakabva vatobudawo kuuya kwandaive ndaingovati mai Zvicha nekuda kwekuti vaisada nezita ravo surname yemurume wavo yaitobhowa kudaidza.
Vakasvikogara paside pangu ndokuti "Wadiiko kugara pazuva nhai Elly pano parikutonhora" ndakati "Magadzikwa nemunhu here endai kuzuva kwacho munogara murikuda kuti ndizviroye kugara pazuva ndichinwa doro ndiite dehydration hangu" vakaseka ndokuti "Une makore mangani nhai Elly unonwa doro munwiro uyu ndokuona almost everyday uchinwa doro nekuputa mbanje" ndakabhowekana last nemubvunzo wavo ndakati "Musandibhowe , musaite kunge matumwa manzwa handidi zvekunetsana nemi achiri makuseni ano bratishiti wako , musandipengere manzwa makore angu unomadii.Chero ndikanwa doro racho everyday nekuputa mbanje unobatikana nei dhemeti musade kundimhepukira simuka kadhodhi kanonhuwa" vakangoshama muromo vachisimuka ndakati "Usade kunditsvaga kabharanzi kemunhu" vakafamba kuenda mumba.Ndakasara ndave kutozviimbira hangu ndaida kufungei iyo yaive stress free.Pandakapedza kunwa doro rangu ndakasimuka kuenda mumba , pandakapinda mupassage hameno kamovement kandakanzwa paside pangu pandakatarisa kuleft side razvanga zvaitikira handina chandakaona.Ndakanzwa izwi rakzevezera munzeve dzangu kuti "Ndi Sharon hesi?" Ndakaita kuti "Maiweeeeeeeeee!" Ndakabereka tsoka kuenda mumba mamai vaya vandabva kutuka.Ndichipindamo ndichivatarisa ndakaona face yavo yakachinja kuita yaSharon chaiyo ndakamhanya kubuda ndakanobuda gate ndakatanga kumhanya ndisiri kuziva kuti ndaiendepi ndakazovhunduka ndatsikirwa ma emergency breaks nemota ndave kuna patrenda road.Ndakadonha negotsi nekuti ndaive ndonzwa dzungu pamwe nekupera simba semunhu anga anwa doro.Ndakatora attention yevanhu vaifamba apa munhu ai driver mota haana kana kuburuka.Ndakaramba ndakatsikitsira akango reverser achibva atoenda nerimwe side.Ndakaramba ndakagara muroad imomo ndichingofemeruka ndakatanga kuzvibvunza kuti ndasvika sei kuno.Asi ndakatadza kunzwisisa kuti ndaive ndambomhanya mumhanyiro rudzii.Pakarepo vana Royco vakabva vasvika ,Scorpion ndiye akamhanya kuuya kundibata kuda kundibvisa muroad zvikanzi na Royco "Moms speed yamanga muchirova manga muchidaidzwa kupi manga muchiita kuvhura meter" ndakati "Usaite iyoyo" ndakasimuka kwakuzvizunza zunza.Akabva ati "Mamhanya kani chiiko?" Mazowe akabva aseka ndokuti "Moms vanovhura hombe ava musatifendere" handina kuseka zvaisa tove funny kwandiri.Takatanga kufamba ini ndaive zii vaingoseka vachitaura nyaya takasvika kumba ndokunanga kuroom kwandairara na Royco.Akabva ati "Chii nhai moms?" Ndakati "Royco musikana uya wekufa ave kundinetsa manje" akabata musoro ndokuti "Pashata apa" ndakati "Zvave nenguva kubva February" ndakamutsanangurira muitikiro wazvanga zvaita kuti ndizonosvika kuna patrenda.Akati "Ingozi iyi moms" ndakati "Pakashata zvikaramba zvichidai ndozviuraya" akaramba akanditarisa ndakafunga kuti achataura anything asi haana akaramba akanditarisa izvo zvakaita kuti ndimuti "Chii?" Akati "Kuzviuraya kwei nhai Elliana?" Ndakati "Ndoraramira kutambudzwa nemunhu akafa ndofawo tonopedzerana kudenga ikoko arikuzviona kunge akanyanya stereki" akati "Hazviite mhani kwana hausi wakuto matcher kupenga here?" Ndakati "Ndirikukuonesa fair shaaa" akati "Rega tifunge imwe way hupenyu hunonakidza uhu" akadaro achitobuda.
Ndakasara ndikatarisa tarisa mativi ese ndaingonzwa kutya chaiko.Zuva iroro handina kana kufara manheru nguva yekurara ndakaenda kuroom ya Royco aitove busy kurova mbanje dzake akati "Chii moms?" Ndakati "Wangu ndirikutya kurara ndega ndauya kurara muno" akati "Handidi kurara pasi ini ndeipi yamavakuda kuita?" Ndakati "Une dzungu wanzwa , toganhura nepillow" ndakadaro ndichitorara pabed paside pake ndakaisa mapillow pakati pedu.Akati "Takano loader badness" takabva tati bvuu kuseka tese akabva atondipa mbanje takarova tese.Achipedza takabva tatorara umwe neumwe aive neblanket rake.Pandakabiwa nehope ndakatanga kurota pawindow pachigogodzwa.Ndaive ndakatogara pabed ndakasimuka kwakutoridza tsamwa ndichiti "Ndianiko?" Ndakasimuka kwakuvhura curtain ndokusanganidzana maziso angu na Sharon ndakascreamer ndichipepuka asi ndaive ndambundira Royco.Akabva ati "Wamurota futi?" Ndaifemeruka panguva iyoyo uye hana ichiita kurova ndakati "Ehe" akati "Relax" akadaro achitondipuruzira musana wangu handitozive kuti chii chakaita ipapo ndakatanga kunzwa mafeelings angu achisimuka zvandainzwa pana Kissmore chaizvo ndizvo zvandakanzwa ipapo , ndakabva ndapfavirira akabva amira kupuruzira musana wangu ndokuti "Chindisiyai moms" handina kudaira akati "Elly warara here?" Ndakati "No chibaba" zvikanzi "Chindisiya" handina kumudaira ndakatowedzera kumumbundira akazama kundibvisa paari asi ndakaramba.Akati "Ndoipi iyi?Urikuzama kuda kundionesa horror handiti?" Ndakati "Aiwa" ndakaita kakusimudza musoro wangu ndokumutarisa mumaziso chaimo ndaive ndotonzwa kuda kumu kisser iye wacho akati "Hatirarane hazviite yamuri kuda kuita haiko" ndakati "Ka 1 chete" akashama muromo ndokuti "Hatitambe tichidaro" ndakabva ndatoti its too late ndakamubata matama ake kwakutanga kumu kisser apa ndaifunga kuti acharamba asi takatanga kutodyanana muromo zvainakidza patakamira ndakati "Wamirirei?" Zvikanzi "Toita here are you comfortable nezvatiri kuda kuita?" Ndakati "Handiti ndini ndakutanga usapuse" Haana chaakazotaura akabva atozvidzosera pakiss uku achindibata pese pese.Takapedzisira tabvisana hembe achibva auya pamusoro pangu akatora gumbo rangu kwakuriisa pashoulder rake.Akatanga kundipuruzira kuzasi kwangu ndainge ndatotota hangu.Pasina nguva akanga atoipfekera hana yangu yakatanga kurova uku mafeelings achirwidzana mandiri zvekuti ndakatadza kunzwisisa kuti chii chaiitika pandiri ndakazongonzwa kakufizuka akatanga kunyatsondirova hake kuzasi uku ndaka enjoyer zvandaive ndisati ndakamboita muhupenyu hwangu takaita tiri zii chainzwika kufema chete.Patakapedza takabva tarara kuita flat takatorara takambundirana.Makuseni ndakatomuka nekunogeza kana kutombo feeler shy hangu ndaitongoona sekunge zvinhu zvese zvaive normal kwandiri.Pandakapedza ndakaita basa ndakazoenda kuroom kwake ndakamuona akatogara achirova mbanje ndakati "Ndipoo" akati "Hausi kunyara nezvatakaita nezuro manheru?" Ndakati "Kunyareiko?" Ndakadaro ndichifamba kunogara pamakumbo ake ndakazama kuda kumu kisser asi akanzvengesa face yake , apa ini ndaitongonzwa kuti mafeelings angu atori high.Ndakati "Roland nditarise?" Akati "Elliana please ngatisiyane nezvatiri kuita" ndakati "Roland kani?" Akabva anditarisa ndakabva ndatomunama nekiss i think ndainge ndave kutopenga chete handitozive kuti zvainge zvabvepi zvese izvozvo zvekumunzwira mafeelings.I thought acharamba asi akatopfavirira takaita sex futi.Patakapedza ndaive ndarara paside pake tese taive tisina kupfeka akabva ati "Hatichamboregi zvatatanga izvi?" Ndakati "Tinotyei nhai Roland?" Akati "Why all of a sudden kutanga kundidaidza nezita rangu chairo?" Ndakati "Ko iwewe urikungonditi Elliana wani asi waimboti moms" akaseka achibva ati "Ungaite kamai kangu iwewe?" Ndakasekawo ndokuti "Ndingaite zimwana rine mhasuru kudai rine mutumba" akati "Saka unondida?" Ndakati "Kutokunzwira mafeelings hangu handingasiye handsome boy wangu achinodanana nevamwe vasikana uko ini ndiripo" akati "Neniwo ndaitove nejealous hangu handitodi kukuona uine vamwe vakomana kubva nhasi ndini ndega ndave shamwari yako" ndakati "Newewo promise me kuti uchada inini ndega" akati "I promise" ndakasekerera ndakamutarisa we kissed ndakabva ndati "Saka tichaita sei nemusikana chipoko nhai my love?" Akati "So fast ndatove my love?" Ndakasimudza musoro wangu kwakumutarisa ndichibva ndati "I love you Roland" ipapo pandakataura kudaro hana yangu yakarova zvekurova zviya ndichibva ndakasika kuzvibvunza kuti ndirikuitei kuudza mwana watete kuti ndokuda apa tarara tese two times.Dzimwe pfungwa dzikati "Ita zvirikuda moyo wako" ndakamutarisa achibva ati "I love you too" takaita chinguva tirimo tichitaura nyaya.Takazobuda ave kunogeza mai Zvicha vaitobudawo muroom mavo.Vakangomhoresana na Royco ini handina kumhoresana navo paakapinda mubath ndakamutevera takageza tese tichitamba mumvura imomo.Kubva musi iwowo ini na Roland tainge tatove mukadzi nemurume taive takushare same room.Uye Sharon haana kumira kuuya kuhope dzangu , taive tisisanyanyotambe nana Scorpion vaitoti vakauya pamba taingovapa cold shoulder nekuti most of the time taingoswera tiri two takavharirana hedu.Tichiputa fodya nekunwa doro umwe musi takagara muroom make akabva ati "Elly ndave kuda kudzokera kuAmerica" ndakati "Wakuda kunditiza?" Akati "No babe hona ka ini newe tatove mukadzi nemurume unoda kuchengetwa ndoda kunokushandira shaa" ndakati "Ngatiitei zvatajaira handiti tinotengesa madrugs pano plus tine roja" akanditarisa necorner yeziso akabva ati "Iwe" achindinongedza ndakati "Usandinongedze" akati "Ini ndokwanisa kusiya zvekuputa zvinodhaka im now regretting chandakakusiira uchiputa uchandinetsa kusiya madrugs iwe" ndakati "Handisiye ndofa nazvo" akati "Ndokuendesa kurehab" ndakamuka kugara ndokuti "Like seriously?" Akati "Ehe kutoti usiye ka" ndakati "Unoiwana kupi mari yacho?" Akati "Totengesa imba ino" ndakati "Imba yamukoma vako?" Akati "Imba yangu ino dai iri yamukoma usingagare uchivaona pano handidi babe rakapusa ini ngwarawo mhani" akadaro achidhonzera musoro wangu pachest pake"ndakapfavirira achibva ati "Ndakaisirwa email yekuti ndidzoke kubasa" ndakati "Unoziva kuti handitombozive kuti unoita basa rei chero takazivana kare uye tiri hama nehama" akaseka ndokuti "Let me tell you more about myself , ndaishanda muship ndaive Captain so ndakangoitawo ka heartbreak kakapotsa kandiuraya pandakapihwa off kubasa ndakadzoka kuno kuZim ndakatanga kurova madrugs kuri kuda kupedza stress izvo zvakaita kuti ndive more addicted kwaari pandakadzokera kubasa ndakaenda nawo akabva aonekwa zvinova zvakaita kuti ndimiswe basa ndakadzoka kuno kuZim mudhara vakanga vatoziva the whole story vakabva vanditorera mota dzangu 3 dzandaive nadzo.Vachiti vaida back mari yavo yavakandidzidzisa vese namoms ndakavapa ndikabva ndauya kugara kuno.Ndakawirirana nana Scorpion nekuti ndaifamba ndichitsvaga mbanje pese pandaifamba.We became close zvekudaro but now ndave kuona kuti ndave boe uye ndaonawo mama bae vanondida uye ngazvive between me and you usaudze anyone kuti tinodanana ndichanokushandira zvese zvaungada mulife mako mdichakuitira" ndakati "Thanks my love , hoo I didn't know kuti ndizvo zvakaitika.Ko kubasa vakakudeedza how vakaziva sei kuti wakasiya madrugs?" Akaseka ndokuti "I applied kune imwe company ndikanzi huya so don't worry" ndakangonzwa kamwe ka excitement kakanyanya mandiri ndichibva ndati "Usazonoita zvevamwe vasikana ikoko?" Akati "Takabatanidzwa neichi usatye babe?" Akadaro achinongedza kuzasi kwangu ndakati "Chakutokuda" zvikanzi "Neiko uchifarira zvisina basa" takaseka tese.
End of chapter
kutsamwa kune labour🍓 stay tuned
❤️
🙏
😂
👍
😮
😢
433