
PRECIOUS a.k.a MANYONI NOVELS 🇿🇼
June 18, 2025 at 08:58 AM
https://whatsapp.com/channel/0029Vb67aKoJP20zkGKv3x0O
*The Shadows We Cast🩸*
Written by Royalty
+27640768483
Chapter 1
Kazhinji vanhu vanonyanya kuyeva runako rwemadzimai vachikanganwa kuti varikowo varume vakazvarwa denga richada. Varume vekuti ukamutarisa unonzwa muviri wose uchigwinha sokunge wakaiswa pamagetsi, ropa iri rosara richiita mujaho nemuviri wose. Zuva aiti akatarisa Kieran aiita sokunge aiona ngirozi yakange ichangobva kudenga. She would always reminisce the first time she had met him. His beauty had mesmerized her, took her breath away and left her whole body shaking. Zvainetsa kutenda kuti Kieran akange ari chizvara chemuZimbabwe. Hakuna murume akange akanakirana naye pamuviri zvose nechiso.
His masculine figure and the well chiseled countenance made you believe Kieran was a god. He had this dark chocolate skin and shiny eyes that would make you agree he was one of those mythical Greek gods. Nyangwe zvazvo Kieran aive munaku uye akadzikama pamaitiro ezvinhu zvake, Zuva akange achine kakusamunzwisisa muhana yake. Yes he was beautiful but his demeanor breathed this dark aura which scared her. Pamazuva mashoma avakange vaziwana iwayo, nguva zhinji hana yaZuva yairova kana aina Kieran. There was something unsettling about him. Dzimwe nguva zvaitoita seainzwa mazwi munzeve dzake achiti, ‘’Run’’.
‘’Babe, you seem lost in thought..’’ Kieran akadaro achibata Zuva muhuro. Zuva akafemera padenga achibva atendeuka achitarisa mukomana wake.
‘’I feel a bit dizzy babe. Zuva riri kunyanya kupisa. Hausi kurinzwawo here?’’ Zuva akadaro.
‘’Should we get inside?’’ Kieran asked and Zuva nodded. ‘’I was still enjoying these warm waters but anything for you my queen.’’ Murume akadaro achitsvoda musikana pamuromo.
‘’The wine is starting to kick in as well.’’ Zuva giggled. Vakange vatora maawa maviri vachitandara zvawo pamapools epaCoastal Oasis Resort, kudya pamwe nekunwira nwira. Zuva akange achitora nguva iyi sedanho rekuzivana naKieran.
‘’I don’t want you to get drunk babe..’’ Kieran akadaro. ‘’Come here..’’ He said and swept her off her feet.
‘’Handisi kuda zvekutakurwa kani babe. Ndisiye ndifambe..’’
‘’Shhhh..’’ Kieran akadaro achinyaradza Zuva. ‘’ Sei usingade kuti ndikuratidze rudo?’’
‘’You spoil me a lot..’’
‘’I am going to spoil you for the rest of your life..’’ Kieran akadaro.
Zuva akatarisa mukomana wake uku kahana kachiita kuroverera. She didn’t mind him spoiling her that much except that it was too early and she felt like he was love bombing her. Vakapinda muhotera vachibva vanopinda muroom yavakange vabhadhara kuti vasasane zvezuva iri. Kieran had gone all his way to decorate the room with red roses.
It was so beautiful and romantic, Zuva thought. Something that Takura had never done for her. It didn’t feel right to compare Takura with Kieran but she couldn’t help it. Vaiwe vakatosiyana pamaitiro avo ezvinhu.
‘’Take me to the balcony..’’ Zuva akadaro, Kieran achibva ati, ‘’I want to make love to you babe...’’ He said in a husky voice and playfully bit her neck whilst sucking it gently.
‘’Mmmmmm’’ Zuva moaned. Kieran’s touch was lethal to her body.
She felt his fingers trace down from her neck to her chest. He cupped her left breast in his hand and faintly rubbed his thumb on her nipple.
‘’Babe..’’ Zuva said faintly.
‘’Don’t say anything my love.’’ He claimed her lips, kissing her passionately with all his mighty. Her body drove him crazy. She was slim, light skinned with thick curves and a round firm butt. Ganda rake raive rakatsetseka sokunge raive rakakuyiwa nehurungudo. Akange asina kana bundu zvaro pachiso kunze kwemitsetse yehumhandara yakange iri muzvidya zvake. Mitsetse iyoyo ndiyo yaiita kuti Kieran anzwe seairasika njere pose paaiyeva muviri waZuva.
She was so beautiful and he wanted to possess her with everything in him.
‘’Don’t you want to take it to the bed?’’ Zuva akabvunza ari mukati mekufemeruka.
In just 2 minutes, her whole body and insides had become jelly from Kieran’s touch. She couldn’t even move or lift a finger. She was so weak, almost melting down enough for Kieran to swallow in all of her.
‘’No bed mami. I want you just right here. Against the wall, against my body.’’ Kieran said turning her around as Zuva faced the wall.
Kieran akatanga kutsvoda Zuva muhuro uku maoko ake achipuruzira mazamu. He yanked her bra away, followed by the bikini pants she was wearing. Zuva almost screamed when she felt Kieran’s fingers between her thighs.
‘’Babe please..’’ she whimpered likes she was in pain. But no! She wanted him inside her.
‘’Say daddy..’’ Kieran said whilst groaning. His voice was deep and sexy, sending sweet little shivers down her spine.
‘’Daddy..’’ Zuva moaned. '’Please…’’ the word came out of her mouth as a whisper.
‘’Say it again and I am going to give it to you..’’ Kieran’s voice was so commanding that Zuva had no choice but to obey.
He grabbed her neck and made her face him for a hot kiss. She was no longer moaning but wailing for him with need. Kieran parted her thighs from behind and slowly entered her. Zuva wanted to scream but he quickly silenced her with a kiss. She pressed her chest and hands against the wall as she felt him moving inside her. He was big enough to fill every inch of her in a way which was so magical and amazing.
Kieran grabbed Zuva’s arms with one hand and pinned them behind her back. She loved how he possessed her body. He was the only man who had managed to handle her that way. A passion which she felt was so dangerous but couldn’t get enough of. She surrendered all her body to him, let him savor all of it until she was exploding and shaking with ecstasy.
He finally collapsed on her whilst holding on her body tightly. When he turned her around and looked into her eyes, they were filled with tears.
‘’Did I hurt you babe?’’ Kieran akabvunza achipukuta misodzi yaive mumaziso aZuva neruoko rwake.
Zuva shook her head. ‘’No..’’ she blushed, feeling a little embarrassed. They were just tears of love. ‘’I want you to make love to me again.’’
Kieran’s face lightened up and he kissed her. ‘’Let’s get in the shower.’’ Murume akadaro ndokutakura haranga yake vachipinda muchigezero.
Nguva yavakange vachigeza, Zuva aiyeva nekufambisa maoko ake nomuviri waKieran wose achigutsa zvake meso. Kieran akange akanyorwa tattoo remapapiro engirozi nechekumusana uku. It was one of those imaginary angel wings with seven eyes on it. Nechepakati petatto racho paive pakanyorwa kuti, ‘’YOU CAN’T DEFEAT THE DEMONS YOU ENJOY PLAYING WITH.’’
Mazwi aya akange asina kuitira Zuva zvakanaka zvokuti akatombobvunza Kieran kuti zvairevei asi mukomana akange angotsenga tsenga.
‘’Kie, wakaramba kundiudza kuti tattoo rako rinorevei.’’ Musikana akadaro achimonera maoko ake muchiuno chemukomana.
‘’Come on babe it’s just some unhinged shit I did. Usabva wanyanya kushushikana nezvinhu zvisina basa.’’ Kieran akadaro.
Zuva akabva anyarara zvake. Rakange risiro rega zvaro tattoo raaive naro sezvo akange aive nemamwe pachipfuva chake. The ink on his chest was more like a gaming puzzle, ende zvakange zvisinganzwisisike zvachose.
Before they got out of the bath they were all over each other again, making love and drowning into each other.
Nguva iyo Zuva akange ave kuzvizora mafuta, nhare yake yakatanga kuchema. Akaitarisa ndokuona ari Takura akange achifona. Hana yemwanasikana yakatsemuka zvinotyisa sezvo akange asina kutarisira kuti Takura aizomufonera nguva idzodzo.
‘’Babe aren’t you going to take that call?’’ Kieran akabvunza uyu Zuva achibva aita kakuvhunduka ndokudzima runhare rwake.
‘’It’s not important.’’ Musikana akapindura asi nhare yakabva yatanga kuchema zvakare.
‘’Ndiani ari kukufonera?’’ Kieran akabvunza.
‘’No one babe..’’ Her voice was shaking which made Kie suspicious.
‘’Ndipe kuno foni iyoyo.’’ Kieran akadaro achienda paive naZuva. Zuva akange ave kungobvunda zvino asisazive zvokuita. Akange asina kumbobvira audza Kieran nezvaTakura. Kieran took her phone and accepted the call. Haana zvaakataura ndokuiisa panzeve ari zii.
‘’Hello. Hello. Muri kupi mai mwana? Ndasvika pamba penyu zvikanzi haupo.’’ Takura akadaro.
Achinzwa izvi, Kieran akashatisa chiso ndokudzima foni achibva aikandira kwakadaro. Kieran akatarisa Zuva kwechinguva neziso raireva zvizhinji. Zuva sweared she saw Kie’s eyes turn from almond to red. Mwanasikana akada kuti ataure asi hapana shoko rakakwanisa kubuda. Her whole body went cold nekutya chaiko.
‘’Takura ndiani?’’ Kieran akabvunza. Neizwi rake panguva iyoyo rakange rachinja. It was low, a deep menacing growl and terrifying.
End of Chapter!
TSWC
❤️
😂
🙏
👍
53