PRECIOUS a.k.a MANYONI NOVELS 🇿🇼
PRECIOUS a.k.a MANYONI NOVELS 🇿🇼
June 19, 2025 at 07:20 PM
*🍓REPUDIATION🍓* FOLLOW OUR CHANNEL https://whatsapp.com/channel/0029VaEFcd017Emn8kF5X63N Comments group https://chat.whatsapp.com/IRkAgpYqqEBLre1KGaLRQ0 Handei tinofollower munyori wedu kufb https://www.facebook.com/share/1Hq74jNayz/ FACEBOOK GROUP https://facebook.com/groups/560179280000560/?mibextid=rS40aB7S9Ucbxw6v WRITTEN BY PRECIOUS a.k.a MANYONI PARENTAL DISCRETION IS ADVISED FREE BOOK READ , COMMENT AND SHARE C 15 *ELLIANA* Ndakaramba ndakatarisa phone ndichiona mari iri 9500 saka Roland ainge akaudza roja rake kuti riise mari i nearly cried ndakatarisa phone ndakazvibvunza kuti mari iyoyo ndoitisei ndaienda kuchikoro ikangosara imwe yaive mari yekuti mota kana imba munhu aikwanisa kutenga.Ndakanga ndatopererwa nezvandaive ndaona ndakagara pabed ndakangobata phone ndakatozoita zvekuvhunduka pakavhurwa door aive Kingdom akati "Ndine nzara" ndakati "Chirimumukanwa mangu here chikafu chacho ita order iwe" iye munhu angandiudze kuti ane nzara achiziva kune kitchen.Ndaitove neconfusion nekuda kwemari yaive muphone mangu.Akabuda ndokusiya arovera door , saka Roland aive man of his words , zvaive zvakatooma.Ndakashaya kuti ndofara here or ndosuwa ndakazobuda ndakaisa phone yangu mubraa.Ndaiita basa ndichingobaya baya kuda kuona , pandaive ndakubika manheru mama vakandiona ndiri busy kukabaya vakangonditarisa havana chavakataura asi chiso chavo chairatidza kuti vane mashoko avaida kutaura.Yakabva yatoringer phone yacho dzaive new number ndakaziva kuti aive Rue ndakadaira ndokuti "Mai Munyanyi" akaseka ndokuti "Uriseiko nhai bestie?Dai zvaiita kuchata kepiri ndaida futi woita best girl wangu" ndakaseka ndokuti "Haa iwe mira izvozvo mhani" akati "Urikuiteiko?" Ndakati "Ndirikupedzisa kubika hangu" akati "Ndichakuisira matext totaura ndati ndinzwe kuti sahwira mukuru kupfuura nyaradzo arisei?" Ndakati "Sahwi boe hake rega ndipe vanhu chikafu Rujeko totaura" akati "Boe lovie wangu" akabva atokata mama vakabva vakosora ndokuti "Sahwira wako akadadisa vabereki ko iwe chawakagona chii kutirwadzisa" handina kudaira hangu vakabva vati "Pakura sadza radaddy ndivape richiri kupisa" ndakabva ndatotora plate kwakuvaisira sadza ndakavapa vakabva vabuda.Ndakazosara ndopedzisa kupakura sadza revamwe.Ini ndakangodya hangu asi harina kudzika.Ndakademba kuti dai ndaive newhatsapp ndaimufonera Roland ndomubvunza kuti unoda ndidii nemari yese iyoyo zvimwe aiidawo iye muridzi.Ndakaona kuichengeta irimo kwakanaka.Ndave kurara Sharon ndakanyatsomuona feya feya hake akamira pawindow panguva iyoyo ndaitogadzirisa curtain handina kuvhunduka ndakati "Inga ndakati ndiuraye kare wani" akabva atofuratira ndakavhara curtain kwakugara pamubhedha ndakabata kaphone kangu ndaiita kushaya zvekuita hangu.Pakabva papinda message yema messages ainge aiswa na Rue zvichiteverwa nemessage yaive yakanzi "Ndakuisirai airtime mai vemwana wangu" ndakapindura kuti "Thanks munin'ina wangu" , akati "Mangwana manheru tine service kuchurch unoda here kuenda?" Ndakambomira kupindura ndave kuzvibvunza kuti ndoenda here kuchurch ini ndairarana naRoland ndiri ndainyadziswa pamberi pevanhu.Ndisati ndapindura akabva ati "Hello tichiri tese here?" Ndakati "Mangwana handikwanise" akati "Unenge uchiitei?" Ndakati "Mama vanomboda here zvekuti ndifambe" akati "Ndouya ndotaura navo" ndakati "Hezvooo nhai asikana zvadiiko?" Akati "Zvandataura ndizvozvo kana usiri kuda zvemusoro wako wega ndinouya ndokutora handingakusiye uchirasika ndiripo Elly never even ndikafa ndokubatsira ndiri chipoko" ndakati "Iri boe" ndaive ndatobatikana hangu zvekuenderwa kumberi pamwe pacho ndaisada.Akaisa imwe message yaive yakanzi "Urare wanamata benzi iwe usaite chiramwa chisina basa apa" handina kumupindura ndakabva ndatoumburuka kurara ndakabiwa nehope ndakazvambarara pamusoro pema blanket ndakatozopepuka ndanzwa kudaidzwa asi munhu aindideedza handina kumuona.Ndakaziva kuti mabasa aSharon ekusada kundiwanisa peace.Pandakapepuka ndakati "Asi ndikangonamata izvozvi chii chinoitika?" Ndakadaro ndakabata shaya , ndakabva ndatopfugama ndokutanga kunamata munamato wangu waive wekuti Mwari vandikundise ndisaone Sharon chero hazvo ndaive ndakamuuraya ndaifanira kuwanawo peace nekuti ndakazviita nemistake.After prayer iyoyo ndakabva ndatofuga blanket ndokubva ndarara. Ndakatanga kubatwa nemadzikirira handina kurara makuseni ndipo pandakatozobatirwa nehope asi semunhu aifanira kumuka achiita basa ndakatongomuka.Ndakazorara ndapedza basa ndakatorara zvakanaka hangu.Ndakazotomutswa nekuringer kweka phone ndakaona dziri number dzaRujeko ndaive ndisina kudzi saver asi ndakaziva kuti ndiye.Ndakaidaira "Hello" akati "Gara wakagadzirira" ndakati "Unobhowa" akati "Ehe ndobhowa ndozviziva asi ita zvandareva ukada kuita sekunge uri mwana mudiki ini ndokurova nemunamato" ndakati "Ehoi mother mama mai Mufundisi" akati "Good kuma 6 toenda gara wabika kana uriwe uripa duty rekubika" ndakati "Iri boe" akabva atokata hake , ndakabva ndatomuka nekubuda mama vaive vakagara mudinning ndakaendamo ndokuti "Tirikubika muriwo upi manheru?" Zvikanzi "Mavegie" ndakati "Nditemhereiwo ndibike ndoda kuenda kuchurch" Vivianne akabva aseka arimu passage akati "Type ipiko inoenda kuchurch?" Zvikanzi namama "Siya zviende neiko uine pamuromo iwe?" Akati "Zvakaoma mama , ko ndipeiwoka pondo ndodzoka ndichikupai" vakati "Unoidiiko mari Vivianne unongobuda pano everyday hauna chipenyu chaunouya nacho unenge uchimbofambireiko?" Akati "Kutsvaga basa moms" vakati "Fambirai chimwe sadriver we ambulance handidi kuzounzirwa zvivana zvisina vana baba pano nhamo dzandasangana nadzo dzawanda imi vana imi handizive kuti ndakakubarai sei?" Akati "Ini ndiri munhu boe mama" vakabva vati "Tichaona" vakasimuka kubuda ndakabva ndatosimukawo ndakaona Vivianne akamira achizvitora mapic ko ndaimboziva here kuti ane phone akabva anditarisa ndokuti "I hurt you wakaita kuti daddy varemare iwewe daka racho haripere" ndakaramba ndakamutarisa ndichibva ndaita ka gentle chuckle ndokuti "Hoo nhai zvino uka booker match neni wotosimba usandione kunyarara wofunga kuti ndokukwata never iwe ndokupeta peta handiti unoziva kuti ndakauraya iwewe ndozokutadza ndidenhe uone" ndakamudhumha ndichitofamba kupinda mukitchen , akauya kumira padoor ndakamutarisa ndakati "Ibva ipapo" akati "Size yako ndinayo" ndakangonhonga banga raive patable ndaisada hangu kumuita anything naro ndakamusikiza kuda kumutema akaita kuscreamer achibuda panze achimhanya , vakadzoka vese namama vakapinda nekupopota "Watotanga violence handiti , uraya uyu Vivianne ari apa uyu muuraye handiti ndizvo zvauri kuda unodarireiko nhai Elliana ndakakuti shanda uendese Vivianne kuchikoro nebasa racho hausi kutsvaga ndirikukupa 2 weeks kuti utsvage ba..." Vasati vapedza kutaura ndakati "Urikuda marii inokwana kuti upedze chikoro?" Mama vakati "Iko kuganza ungati unayo mari yacho izvo utoriwo tsuro yemubook" mashoko avo akandibhowa ndakabuda kunotora kaphone kangu number dzavo mama ndaidziziva nemusoro ndakabva ndato transfer 3000 muacc mavo , ndakati "I hope mari yandaisa ichakwana kuti aite zvechikoro im tired mama , ndaneta nekugara ndichiudzwa mashoko handizive kuti chandakanyanyotadza panyika pano chii.Kugara pano hazvirevi kuti handina mari mama nooo mari ndinayo asi kudawo kuyanana nemi hama dzangu.I've accepted kuti ndizvo zvazviri itai zvamunoda neni" ndakadaro ndichigara pachair vakanga vangoshama muromo vakatarisa paphone Vivianne akati "3K asi wainge wave armed robber?" Ndakati "Ehe , chero zvamafunga" mama vakati "Mari yese iyi wakaiwanepi?" Ndakati "Zvekwayakabva handifungi zvine basa mama ndakupai mari yaVivianne yekuchikoro ngaapedzise hake chikoro ndongodawo kuti mashoko amunondiudza apere ndaneta nawo mashoko enyu ndinoita sekunge ndisiri mwana wepano.I accept kuti ndiri wrong kuita kwangu hakusi kwako asi munofanira kuvawo mai vane moyo wekubereka munotarisira kuti ndinochinja here muchindiudza mashoko asiri easy kudigester ndinotongoona sekunge kuchenama ndiko kwakanaka.Ndimi reason yakaita kuti ndibate zvinodhaka mama maindisarudza pavana vese yangu mhosva handiizive.Ndakabata mabasa akaipa akawanda asi maisafanira kundidaro video ramakaona rakabva rakuodzai moyo kusvika pakundiramba , kana murimi makandizvara mama hana yenyu yaifanira kukuudzai kuti mwana wangu haana kuzviita asi zvirikuratidza kuti im not worthy kunzi ndiri mwana wekwaMucheka its fine mama kana murikuda kuripwa pane zvese zvandakaita i will do so nekuti ndinotodawo rwenyu mama.Its not easy kurarama uchiziva kuti wakarambwa nevabereki vese you rejected me , you disown me ndiani achandida kana imi vakandizvara makandiramba" ndakataura mashoko iwayo misodzi ichiyerera Vivianne ainge angomira anditarisa ivo vacho vaive vangondiyeva i was totally shattered , handizivewo why ndaibatwa nekunze kweruoko kudaro. Ndakabuda kuenda panze ndakanogara pachi stoob ndave kufunga ndiripo kana iko kunzi ndiri benzi kwacho Mwari , zvaive zvandinyanyira hangu.Handina kana kutozobika ndakanga ndatomirira nguva dzekuti tiende kuchurch , ndakazosimuka ndonopfeka zvinodziya Vivianne ainge ave kubika ndakapfeka skin jean raivewo nani randakapfeka ndichibva ndatobuda kunomugarira kugate chaiko.Ende ave kuenda akatopfuura nepa gate pedu ainge asina mota hake akatomira akabata muchiuno ndokuti "Ko mamira pagate kwakanaka?" Ndakati "Tirikuenda here or tombogara toita zvenyaya?" Akati "Handei hedu , ko iwo maziso kuita sekunge mambochema hanziiko?" Ndakati "Ndachema ufunge" ndaisamuvanzira Rujeko akati "Maitei futi?" Ndakati "Nhasi ndabatikana Rue handidi kukunyepera zvirikuitwa namama naVivianne hazvisi kundiitira hangu" ndakatanga kumutsanangurira zvavanga vaita akati "Iwe washandisa mari iyoyo ko akadzoka achiti arikuda mari yake?" Ndakati "Akanga atumwa nemunhu here?" Zvikanzi "Yasara yacho ichengete hauzivi kuti anodzoka oti kudii , asi hey zvamakaita naye zvirikundipedza mate mukanwa mangu mai nemwana kutorara mese , I think ritori demon rinoda kunamatirwa" ndakati "Kana ririro ngariende haro nekuti ini wacho zvinondiremera ndikazvifunga kuti ini naye takarara tese" akati "Unonobatsirwa kuchurch usatye Mwari anokurwira zvinoita" ndakati "Handizive kuti ndakatadzei zvekusvika pakuiswa mweya wakashata kudaro" akati "Kushandiswa naSatan Elly" takafamba tichikurukura hedu takasvika kuchurch kuya service yatotanga , ini semunhu ainge asati amboenda kuchurch hupenyu hwake hwese iri first time ndaitadza kunzwisisa kuti chii chaitika ndaizongotwedzerawo.Takaita one hour tichiita ma prayers apa ini ndakasara kupedza kunamata ndisisina mashoko ekutaura ndaingodzokorora mashoko mamwe chete andaitaura.Pakazoparidzwa after preaching prophet vacho vakabva vati "Varikuda kugamuchira Jesu kuti ave muponesi wavo huyayi kumberi" ndakanzi na Rue "Enda" ndakasimuka ndokuenda , ndakati ndichimira pamberi pavo vakanditarisa ndokuti "Aaaaah" vakabva vatotanga kunamata vakanditarisa ndakanzwa hana yangu kurova ndikati nechemumoyo nhasi zvangu ndofumurwa pamberi pevanhu vapedza kunamata vakati "Neiko usingaterere vabereki vako?" Ndakatura befu ndokuti "Ndovaterera" vakaramba vakanditarisa ndokuti "Vana mai ka ndinoda kukukurudzirai kuti musagare muchinetsana nevanhu vamusingazive kuti vanobvepi uye kunetsana nevanhu hakuna kunaka" vakadaro vachibva vaenderera nekuti "Mwanangu mai vako vaine pamuviri pako mimba yavo ichiri netwo months mai vako vakambogara kupurazi kwaigara tete vavo vakanetsana nevamwe mai , mai ava vaive mrudzii vaibva kuMalawi.Mweya urikunditi vanetsana kudaro mai ivavo vakaku curser uchiri mudumbu kuti ungove chiseko uye uve munhu anongoshoorwa nekupomerwa mhosva dzausina kuita , pasawane munhu ane rudo newe kusanganisira navo vabereki vako.Zvose izvi zvirikuitika muhupenyu hwako wakagadzirwa naye mukadzi iyeye waka curswa , wakagadzirwa nemushonga zvakamboitikepi kuti mai vako vakakubereka vanokusema kukuvenga kunge varikuona tsvina.?" Ndakanzwa misodzi kuungana mumaziso panguva yavakataura mashoko iwayo ndakabaikana chaizvo vakabva vati "Chema upedze shungu nekuti wauya patsime nhasi unobva zimweya iroro rabva pauri asi ndinoda kuti ugokumbire vabereki vako ruregerero nekuda kwemashoko awavaiudza tengera mai vako gumbeze nematennis baba vatengere gumbeze kuti hupenyu hwako ugogona kufamba zvakanaka" handina kukwanisa kudaira pandakapedza kuchema vakandinamatira vachibva vati "Usazvipe mhosva Mwari anokuda hauna kuuraya munhu iwe , urikusairirwa mweya wemufi anova akatourayiwawo nasomeone nekuda kwekuti iwe wakanga wamboisa ruoko rwako ipapo ndosaka wakapomerwa ukasairirwa mweya wemufi uyu asi ndinoda kuurayira mweya iwowo , iwe Sharon ndirikutaura pano zvandiri kuudzwa naMweya mutsvene munhu akakuuraya unomuziva dzokera unotambudza nyakukuuraya" vakadaro vachitofamba kuenda kunonamatira aive parutivi pangu.Ndakabva kumberi ndokudzokera kwaive naRue akandi comforter , takazobuda service yapera hatina hedu kuzotaura nezvainge zvaitika nekutaurika.Akandikurudzira kuti ndisaite noise kumba ndakasvika nekunanga kunorara vaive vachakagara vana mama. Ndakapinda muroom mangu nekurara ndakatozopepuka makuseni Sharon handina kumurota ndakanzwa kufara zvisingaite asi mumoyo mangu ndaive nebundu , ndaive neshungu chaidzo dzakanyanya.Ndakazongoti Mwari ndakakugamuchirai ndibatsireiwo ndakabva ndabuda mama vaive vatoburitsa maplates panze ndakabuda ndokuvaona vave kutosuka ndakati "Mamukasei mama?" Vakati "Ndamuka hangu" vakatodaira nemufaro chaiwo ndakati "Siyai ndisuke" vakati "Tsvaira mumba ndosuka Elly" ndakati "Horaiti" ndakapinda mumba ndichizvibvunza kuti ndini here Elly ini.Zvakandiitira funny hangu ndakaita basa rangu kwakugeza Rue akabva afona pandakabva kunogeza ndakadaira nekuti "Mother mama mai Mufu?" Akati "Handei tinotenga zvinhu zvamoms namudhara" ndakati "Mother?" Zvikanzi "Ndakakumirira kasika ndiripa gate" akabva atokata ndakashaya mashoko ekutaura ndakatongoita zvaaive areva.Ndakachinja kwakubuda takaenda kunotenga matenniss nemablankets nebhutsu dzamudhara akaburitsa mari yake.Akanondisiya pamba pagate chaipo ndakananga kuroom kwangu nazvo ,ndakazobuda ndanzwa mama kutaura mupassage ndakati "Maswera sei mama?" Vakati "Ndaswera ndambokutsvaga wanga waenda kupiko?" Ndakati "Ndanga ndambobuda" vakati "Chikafu chako chirimo mukitchen umo" ndakati "Ndichadya , ndanga ndichikumbirawo kutaura nemi nadaddy kana makasununguka?" Vakati "Vanga vachitombokubvunza unouya mubedroom" ndakati "Okay" ndakadzokera muspare mangu kwakubuda nezvinhu zviya ndakasviko knocker padoor vakati "Come in" ndi mama vakadaira.Ndakavhura door kwakupinda ndakatarisa daddy vaive vakagata pawheelchair , ndakavakwazisa ndichibva ndagara pasi ndokuti "Makadii daddy?" Vakati "Ndinofara hangu mwanangu?" Nechemumoyo ndakati "Mwari ane simba kunzi mwanangu" ndakabva ndati "Irisei miiri?" Zvikanzi "Ndave nani hangu mwanangu" makaitika runyararo kwekanguva ndakabva ndati "Mama na daddy ndauya kwamuri semwana wenyu wamakazvara ndichikumbira ruregerero pane zvese zvakaipa zvandakakuitirai mashoko ese ekukurwadzisai andakataura pamwe nema actions angu ndinongoda kuti mundiregererewo munditambirewo semwana wenyu.Ndaive hwai yainge yakarasika ndadzoka mudanga ndinongoda kuti mundiregererewo vabereki vangu" mama vakati "Zvaonekwa Manjenje ndizvo zvandaingoda pauri chete kuti uone zvakanaka nezvakaipa" ndakabva ndavapa mablankets avo zvikanzi na daddy "Ndafara chaizvo mwanangu kuti waona mamistakes ako , titambire aManjenje vangu imi mai Harmony ini ndoda gumbeze iro rine ruvara rwembizi" mama vakati "Ibvai apa imi , nhai Elly mwanangu rawatenga uchiti nderangu nderipi?" Ndakati "Tarisai ramunoda mama" vakaramba vakanditarisa ndokuti "Sorry hako mwanangu ndakuregerera chaizvo , ndinokupa makomborero angu chimhandara changu" daddy vakati "Ini ndini ndaitofanira kukutengera gumbeze ndichiti sorry ndakakuudza mashoko anorwadza zvino ndave chirema handichafambi" ndakati "Ikodzero yangu daddy" mama vakabva vasarudza ravo takamboti kurukurei kwakuzobuda hedu namama vave kundibvunza zvekuchurch.Vakabva vati "Mwari ada kutiratidza hukuru hwake pauri hatina kubvira takada zvekunamata asi aratidza masimba ake ndafara kuti wave kuziva Mwari" ndakati "Ndodawo kuti mugonamate mama" vakati "Ndichatopota ndoenda newe' Vivianne akauya tirimu kitchen asi airatidza kunyara mama vakamudeedza akauya ndokuti "Maswera sei mama?Hesi Elly?" Zvikanzi na mama "Elly ndiani ndinokubachadza izvozvi havasi sisi vako here?" Akati "Sorry mama , maswera still sisi Elly?" Akadaro achibuda ma actions ake aive ekunyara chaiwo. Kubva musi uyu atmosphere yepamba yainge yachinja uye ndaive ndakuto feeler kuti ndave munhu pamba pano.Rue akanga adzokera akadzokera achifara akasiya andikurudzira kuti ndisarege kuenda kuchurch.Uye handina kurega ma Sundays ndaisarega kuenda kuchurch Vivianne akanga ahodha zvinhu nemari iya mama vainge vada kundidzorera ndikairamba aive ave neka shop yaive yasara handina kuibata ndakaisiya yakadaro.kuchuruch ndakanga ndave kutodiwa nevamwe brother vaiimba kupraise and worship ainzi Nicholas.Umwe musi iri Friday ndakaenda kuservice yemanheru akabuda neni kundiperekedza.Tichangobuda gate zvikanzi "Saka wakatoshinga kundiramba?" Ndakati "Nicho unonetsa unomboziva?" Zvikanzi "Ndokuda Elly ndoda uve mai vevana vangu ko iko kufitana" ndakaseka ka action kaakaita , ini ndaisamuda hangu ndaisanzwa anything ndakati "Imbondipa time" akati "Ndakupa yakareba une makore mangani?" Paakadaro ndakabva ndarangarira kuti Sunday raive birthday rangu ndaisvitsa 21.Ndakati "I'm turning 21 musi weSunday" akati "Woow , mangwana toenda kushopping Sunday ndokuitirawo zvinoenderana nehomwe yangu" ndakati "Okay" ndaimboda here zvekutaura naye , akati "Ndokufonera" ndakati "Boe" ndaitofamba kuenda.Zuva rakatevera akatofona ndakabuda kuenda naye uye ndakatozongoona kuti zviri nani ndimubvume pamwe ndaizotanga kudeveloper mafeelings tave kudanana.Akanditengera 4 ma dress nema heels ndikaiswa freeze mumusoro.Sunday yacho ndakaenda kuchurch ndakapfeka reblack nema heels pandakabuda mama vakandiseka chekuti pano.After service takaenda nekuphotoshoot he spoiled me kani ndikapihwa mari.Ainge anditengera phone Samsung Galaxy S 21.Ndakazoperekedzwa kumba ndikasiiwa pagate ndakaona paine mota yaivepo Ford Ranger yegrey handina kuziva kuti ndeyani pfungwa yangu yakangofunga kuti ndi ba Allaine ndivo vaive nesystem yekuchinja chinja mota.Pandakapinda mumba daddy vakanditi mwana wako ndakafunga kuti mwana watete mukomana mukuru but to my surprise aive Roland.Hana yangu yakarova ndichimutarisa zvese zvatakaita zvakatanga kuflasha mumusoro mangu.Ndakaenda kuroom kwangu misodzi yave kuda kubuda.Ndakatanga kuchema ndave kuzvibvunza kuti ndakaitei chaizvo iye wacho akabva anditeverawo ndaisada kutaura naye kana kutarisana naye.Asi pandakabuda ndakanga ndabuda ndisina bhutsu.Ndakabva ndadzokera kuti nditore mapush akabva avhara door padoor paive nemakey achibva ari locker ndakati "Iwe kwana mhani pamba pano pane vanhu vakuru chiiko chauri kuzama kuita" akati "Ndoda kutaura nemi can we go kwatisinganzwikwe" ndakati "Okay" iniwo ndaitodawo kutaura naye akabva akiinura door achibva abuda ndakapfeka mapush kwakubuda ndakaona mama vagara mudinning neumwe musikana wavaive naye vakanditarisa ndokuti "Elliana ka?" Ndakati "Matiiko mama?Rogwe rangu ririkukunakidzai fani" vakaseka ndokuti "Aiwa rega muroora wako aone hembe dzinodiwa navamwene agoziva dzekutenga" ndakangoerekana ndabatikana pavakati muroora ndakati "Mukadzi waani?" Vakati "Makuunzirwa muroora mai nhiya mukadzi waRoyco zvee?" Ndakati "Titambire makoti" ndakataura zvekuzvimanikidza zviya asi ndakanzwa kurwadziwa kwakanyanya chaiko.Ndakagara pasofa vachibva vapa ma intro mama.Ndaiita kufema mweya unopisa chaiwo uye ndaive ndotoda kubuda Roland achibva ati "Moms handei kumashops ndimbonokutengerai something" ndakati "Okay" ndakasimuka kwakutungamira kubuda inini.Ndakanomira pamota ndaiita kunzwa dzimwe hasha dzaitove unnecessary.Akasvika nekuti "Pindai mumota" ndakapinda ndichiita kufemeruka chaiko paakapinda ndaive ndakatarisa panze akati "Asi murikuziarirwa" ndakati "Usandinyangadze mhani" ndakadaro ndichimutarisa ndaive ndotoda kuchema akamutsa mota ndakatanga kuchema akati "Chii moms?" Ndakati "Ndiri mai vako ini?Heeee ndidaire zvekunditi babe zvakaendepi nhai Roland?" Akati "Moms please" ndakati "Enough?" Zvehasha chaizvo akairova mota akatora road yekuenda kufarm ende akanopakira musango tainge tave kure nekumba.Paaka parker ndakaburuka zvehasha ndichibva ndagara pasi chaipo , ndakatanga kuzvibvunza kuti hasha dzandiri kuita pamwana watete ndedzei?.Akaburuka kwakuuya kumira pamberi pangu akati "Munhu akachena kudai ave kuzvisvibisa simuka Elly" ndakamutarisa kumeso takaita eye contact ndakanzwa mandiri muchizara rudo chairwo ndakati "Nhai Mwari ndibatsireiwo kani?" Ndaive ndotochema futi akati "Simukai mupinde mumota titaure" ndakati "Nhai Roland harisiwo demon here?" Akati "Muchiri kundida?" Ndakati "Ndizvo zvandiri kutoona kuti ndizvo zvirikuitika" akati "Pindai mumota" ndakasimuka kwakupinda akapindawo.Paakapinda instead yekuti titaure tainge tangotarisana zvinova zvakaita kuti tizongoone tave kukissana , ma lips ake aive soft zvekuti i couldn't resist , ndakada kuzvibvisa paari ndafunga kuti ndabva kuchurch asi akandidhonzera paari achitotyora seat akabva auya pamusoro pangu , nyama dzangu dzaiita kudairira zvekuti ndaka surrender body yangu kwaari.Akamira kundi kisser achibva ati "I love you" hana yangu yakatanga kurova ndakati "Wakandi cheater Roland" ndakataurira mukuyema chaiko akaseka zvakabva zvaburitsa runako rwake rwese akati "Sorry mom ndimi makatora moyo wangu ndatosuwa be** rangu" akadaro achitopinza ruoko rwake mudress mangu akatanga kundipuruzira mathighs angu maoko ake aiita kudziya.Akabva andibvisa dress akadzikisa trouser rake zvandainzwa panguva iyoyo ndaingonzwa kuda iye uye ndainyatsonzwa feeling yekuve attached naye.Akatanga kundipuruzira mazamu angu ndakatanga ndichashinyira ndakapedzisira ndoburitsa tuma sounds akatanga kunditambisa manipples angu ndakati "Ro wangu" akati "Babe" ndakati "Ndokuda my love , apa wakuda kuroora unoti ndokwirwa nani?" Akati "Ngatimboitei zvatiri kuita siyana nenyaya idzodzo babe" ndakati "Usandirwadzise Ro" akati "Babe" ndakati "My love" zvikanzi "Ndakukupa mbo** yako" akadaro achiipinza yaiita kutsvedzerera ichipinda ndakanzwa nyama dzangu kutambanuka uye pazasi peguvhu pakatanga kuita sekunge paifambwa ndakanzwa mafeelings achiita kurwidzana mandiri ndakashaya pekubata , akatanga kundikoira , ndakati "Unondinakira Ro handidi kusiyana newe ini" akati "Ndanga ndakusuwa munhu wangu" ndakati "Ndinakirei Mhofu" akati "Newewo Manjenje wangu" akadaro achiwedzera kundikoira akatora nguva achingondikoira takabva tatundirana.Takamboita chinguva akarara pamusoro pangu akazobva akatora mawiper kwakundipukuta.Akazvipukutawo ndakapfeka uye pfungwa dzangu dzakanga dzadzokedzana ndanga ndatadzira Mwari ndichiziva ndainge ndangonyarara akati "Wakufungei babe?" Ndakamutarisa ndakati "Thanks mari ndakaiona" akati "Tenda zvakanaka tinzwe" ndakati "Urikuda nditi chii nhai son bae" akati "Nditendewo zvakanaka semurume wako kana tiri two tiri mukadzi nemurume tenda semukadzi kwaye" ndakaseka ndokuti "Makaitabasa daddy mari ndakaiona" akati "Saka urikuitei nayo?" Ndakati "Handisati ndaziva ndibatsireiwo ka nhai baba?" Akanditarisa he smiled ndokuti "Mira kuenda kuchikoro pane zvandiri kufunga" ndakati "Wafungei?" Akati "Ndoda kusiya ndaroora kakadzi kandasiya kumba uko ini newe toenda tese America" ndakaridza tsamwa ndokuti "Unotomuda" akati "Unoda kuti vana moms vago suspecter here?" Ndakati "Aiwa asi kumuroora kumuda ka" akati "Wakuitira muroora jealousy kuroora zvebhaizi ndoda iwewe ini ndosaka ndati ndosiya ndabvisa pfuma ndoudza vana gogo kuti ndakuwanira basa torova pasi mangwana ndichakufonera makuseni toenda tonogadzirisa visa rako handichakwanise kugara kure newe" paakadaro hana yangu yakarova ndave kuzvibvunza kuti am i doing the right thing.Ndakangobvumirana nezvaainge ataura asi ndaive nekuzvitongesa mafeelings ndiwo aindi controller.We kissed hedu achibva ati "Zvauriwe tadzokera kumba usvikorove mamoods ako" ndakati "ndine shanje ini" akati "Ndaona hangu nehasha dzako" akamutsa mota takadzokera akanotenga tunhu twebhaizi.Patakasvika mama vakati "Mai nemwana manga muchiripi?" Ndakangotarisa musikana waRoland ndakanzwa kubatikana ndakati "Ndakunzwa musoro ini mama" vakati "Enda umbonorara" ndakafamba kuenda kuroom kwangu ndichingorara pabed misodzi yakatanga kutoyerera ndakanzwa munhu akandibata ndokuti "Babe kwana iwewe wanzwa?" Aive Roland ndakati "Torana nechimunhu chako mubve pano" akaseka ndokuti "I love you ndipoo kiss" ndakati "Toonekwa mhani" akati "Ndauya nepaperbag ine zvinhu zvako toonana mangwana" ndakamuka kumutarisa akabva andikisser pamalips zvefast fast zviya kwakubva andisiya achibva atosimuka kubuda.. End of chapter kutsamwa kune labour🍓stay tuned
❤️ 🙏 😂 👍 😢 😮 533

Comments