
PRECIOUS a.k.a MANYONI NOVELS 🇿🇼
June 20, 2025 at 01:52 PM
*🍓REPUDIATION🍓*
FOLLOW OUR CHANNEL https://whatsapp.com/channel/0029VaEFcd017Emn8kF5X63N
Comments group
https://chat.whatsapp.com/IRkAgpYqqEBLre1KGaLRQ0
Handei tinofollower munyori wedu kufb
https://www.facebook.com/share/1Hq74jNayz/
FACEBOOK GROUP
https://facebook.com/groups/560179280000560/?mibextid=rS40aB7S9Ucbxw6v
WRITTEN BY
PRECIOUS a.k.a MANYONI
PARENTAL DISCRETION IS ADVISED
FREE BOOK READ , COMMENT AND SHARE
C 16
Ndakaramba ndakatarisa kudoor paakabuda ndakavhura paper bag iya handina kana chandakaita moyo nacho imomo ndaive ndotonzwa kusvotewa hangu.Ndakatakurana nepaper bag yangu kwakunoiisa mukitchen ndichibva ndatoenda kunogeza.Pandakapedza kugeza mama vaitove mupassage vachikorobha vakabva vati "Hezvoo ndiwe wanga uchigeza?" Ndakati "Ehe" vakati "Wave seiko musoro?" Ndakati "Ndiwo watoita ndigeze ndakunzwa zviri nani manje" vakati "Wanza mvura yekunwa" ndakati "Thanks mama" ndichitopinda muspare mangu naVivianne tainge tisisa share same room.Ndakapinda nekugara pabed ndave kuzvibvunza kuti ndirikumbozama kuitei chaizvo.Ndave kuda kutanga kuzvikanganisira hupenyu hwangu here.Ndakanga ndatove stressed , ndakazopfeka pandakapedza Nicholas akabva afona , ndakadaira "Hello" akati "Babes urisei?" Ndakati "Mushe" akati "Why uriku sounder kunge usiri kuda kutaura neni?" Ndakati "Ndirikurwara Nicho totaura later" akati "Handiti ukataura neni mudiwa wako unoto feeler zviri nani, urikunzwei?" Ndakati "Musoro" akati "Be healed babe isa line rako muphone ndikuisire data ndikupe maphotos ako" ndakati "Okay" ndakabva ndatokata asi ane zvaaida kutaura handina kumupa mukana.Ndaitove nezvaindinetsa ndakabva ndatozvambarara ndakaisa line muphone data rakanga ratoiswa ndaka downloader whatsapp ndichibva ndatovhura acc yangu , ndakamuisira message ndakangoti "Hie" kwakusiya zvakadaro.Ndakagara ndichitongesa uye ndega ndakatoona kuti ndaizvinyengedza hapana pandaizoroorwa na Roland iye ari mwana watete zvaaitaura zvekuti tiende kuAmerica zvaive zvekupenga.Uye ini wacho ndaitofanira kugura muswe wake pachiri padhuze ndakaona zvakakodzera kutorega kuenda uye nekumupa cold shoulder zvaigona kundibatsira.Iro raive demon rudziiko raive randibata.Ndakagara kukanganwa ndichingofunga.Nicholas akatozoita zvekufona ndakdaira ndakatodhinhiwa hangu "Hello" akati "Hausi kundipindura neiko kuwhatsapp kwacho?" Ndakati "Inga ndakuudza wani kuti ndirikurwara tinotaura Nicholas imbondisiya ndizorore" akati "Get well soon babe , sorry hako nekukunetsa" ndakati "Thanks my love" ndaisada kuzvivhiringira relationship yangu nekuda kwemhepo dzaana Royco.Ndakatozviudza kuti handisikuenda kuHarare ikoko.Ndakatozobuda ndaita zvekudeedzwa kuti ndidye ndakatobuda ndakabata phone muruoko Vivianne akabva ati "Wow , wow matenga phone yepa app sisi?" Ndakati "Yah ndaipihwa iri birthday present" mama vakati "Yakanaka phone yako , saka isu tisu tisina kukupa ma birthday present hurombo huroyi sure" I forced a smile ndokuti "Don't worry mama zvichaita" Vivianne akati "I have something for you" akadaro achitosimuka ndaive ndakangogara pasofa ndakatarisa plate yesadza , ndakanzwa mama voti "Uchiri kurwadza here musoro?" Ndakaita kakuvhunduka ndokusekerera ndichibva ndati "Kwete mama" zvikanzi "Urikuita kunge urikurwara nei?" Daddy vakati "Siya mwana mbuya va Allaine ndiwe urikutoita kuti apuse puse" pandakada kudaira phone yangu yakabva yaringer ndakaona dziri new number.
Ndakadaira zvakanakanaka ndokunzwa ari Royco , ndakabva ndatosimuka nekuenda muspare ndakalocker door ndokuti "Roland?" Akati "Babe" ndakati "Aiwa handichadi ngazvipere hazvo zviri insane zvinhu zvatiri kuita im no longer comfortable nazvo" akati "Inga tavimbisana wani?" Ndakati "Yah ndirikutoona kuti tirikuita zvisina kukwana tinourayisa vabereki zvikazivikanwa Roland ngatiitei zvinhu zvakakwana" akaramba ari zii ndokuzoti "Saka mangwana hatisi kuonana?" Ndakati "Ndirikubva kuti chii?" Akati "Ndazvinzwa ndokumbirawo kukuona mangwana please" ndakati "Handikwanise" akati "Please moms ndokumbirawo tingopedza nyaya dzese" ndakati "Tatopedza Roland hatina umwe mutauriro watingaite tatotaura zvapera usacharambe uchindifonera.Hausi kuona here kuti tirikutendera Satan kuti apinde pakati pedu" akati "Ndirikukunzwai mainini Elly , ndokumbirisisawo kukuonai mangwana" ndakati "Ndinzwewo Roland hazviite" akati "Kana usiri kuda iri boe" akabva akata , kukata kwaakaita ndakanzwa kunge ndagarwa nechinhu pamoyo pangu ndakatadza kuramba ndakamira ndakagara pabed ndakabata phone ndakaitarisa ndakaita dzinenge 20 minutes ndakagara ipapo hameno zvandaive ndotonzwa mandiri.Ndakazosimuka kudzokera kudinning Vivianne akati "Feby enda unotora sadza rasisi kukitchen ndanga ndarivhara" akadaro achitonditambidza ka gift bag kered.Ndakati "Muneiko umu?" Zvikanzi "Ndatengawo zvinoenderana nemari yangu" ndakaseka ndokuti "Rich aunt vekumba kwedu" ndakavhura maive muine ma cup cake ne perfume nema roses." Ndakati "Thank you mainini" akati "Welcome sisi vangu ndangowanawo kamari kashoma next time ndichaita zvihombe" ndakati "Ndingadai ndazvinhonga here muroad" Feby akabva atopinda neplate yesadza.Ndakadya hangu asi raisadzika sadza racho , ndasiya ndichiti ndozodya mangwana.Ndakabva ndati kuna Feby "Torai zvinhu zviri mupaper bag mukitchen mudye na Kingdom" ungati kufara kwavakaita pasi pemhino vaipadawo chinobvira.Mama vakati "Elliana nemudiro waunoita kudya pane zviri kuitika pauri hako warwara here?" Ndakati "No mama nditori boe ini" daddy vakati "Pawadzoka naRoyco paya wanga wangopusa pusa" ndakaseka ndokuti "Daddy aaah hamusi makuda kutoitawo pamuromo here?" Takaseka tese , vakati "Zvichida manetsana muroad nekuti mwana wako haabvire" ndakati "Kana daddy" ndaida kunorara asi ndakatya kuramba ndobvunzwa bvunzwa zvisina basa ndakabva ndangogarawo maive nevamwe.Ndaive ndakutotaura na Nicho ku app , Roland akabva aisa message yaive yakanzi "Ndirikuuya ikoko mangwana" ndakamuti "Kuzodii?" Zvikanzi "Kukuona handiti maramba kuuya imimi" ndakati "Ini zvekufosekedzwa kuita zvinhu zvandinenge ndisingade handidi peace out please" akati "Sorry" ndakabva ndatomu blocker zvese nekuma calls ndakangozviita hangu asi ndakanzwa ziku sharp pain mumoyo mangu.Ndaka feeler kunge ndaita zvinhu zvakashata , ndakabva ndatooneka kuti ndakunorara.
Hadzina kubata hope ndaingofunga Roland ndakazvishingisa kuzviudza kuti handipenge uye handidi kutendera Satan kuti apinde pakati pangu.Ende iyewo haana kuzozama kuda kutaura neni futi kana kuzama kufona.Mazuva akafamba na Nicholas rudo rwaive rwakubvira chaizvo.Uye ndakanga ndazama nepese pandaigona napo kusafunga nezva Roland and ndakakwanisa kumuburitsa mupfungwa dzangu asi mumoyo zvakaramba kuita kurambisisa ndakazviudza kuti zvichaita hazvo mukufamba kwenguva.Musi waakanoroora musikana wake ndakanzwa nekuratidzwa maphotos emarooro na Vivianne ungati kufitana kwavaive vakaita nemukadzi wake.Ndakanzwa shanje kunzwa kutorwadziwa chaiko kuda kuchema asi semunhu mukuru ndakazvishingisa uye ndikazvitsiura.Tiripakati pekumaona maphotos avo kustatus neaanga aisirwa natete akabva ati "Pangu pamarooro ndirikuda orange ne gold ine ka white zvinobuda manje" ndakaseka ndokuti "Vaveko here bamunini?" Zvikanzi "Vaveko sisi arikutoda kuroora" ndakati "Ngavauye timboungane" apa ndaizama kuda kutaura kuti ndisafunge nezvaRoland uye ndisarambe ndichirwadziwa akabva ati "Tangai imimi asi Nicholas haasati oda kuroora?" Ndakati "Ndingamutume here munhu asingataure nezvazvo tongomirirawo ave kuda" ainge ave kumuziva Nicho akati "Chero hazvo asati ave ready munotosvika pamunotaura zvekuroorana" ndakati "Achataura hake , saka bamunini ndichavaona riinhi?" Akati "Munhu iyeye arikutoda zvekukuonai zvitori serious ndini ndinotomutsikira mabreak nekuti dzungu rizhinji" ndakaseka ndokuti "Ita ndivaone ka nhai neiko uine jerasi iwe" akati "Ndomuudza muchaona henyu kana muchiti ndirikukunyeperai akoma" ndakati "Uchanyepawo iwe" akati "Serious" takatanga kutaura hedu nyaya taive takagara mudinning.Takazosimuka tave kunobatsirana kubika mama vaive vabuda , pavakadzoka vakauya nemuriwo nyama yemombe tikaziva kuti vanga vaenda kufarm.Vaiita kufara nekuda kwekuroora kwainge kwaita Roland.Ndaingozviudza kuti aita right thing uye ndakabva ndatozviudza kuti kana kuchionana now hazvisisina basa nekuti ave nemukadzi uye hatichamboite mashura ataiita.Ndakazoona mukomana waVivianne ainge ave munhu mukuru hake anenge aive kuma 35 apa aitoratidza kuti arikuda zvekutoroora.Kubva musi wandamuona tainge tave kutaura paphone na Nicho yaingove mweya ndisesekedze hedu kwaive kungoudzana ma i love you pasina zuva rimwe raaitaura zvekuti anoda kundiroora.Umwe musi tichitaura paphone ndakati "Nhai Nicho ndingabvunzewo?" Akati "Bvunza bae?" Ndakati "Unotoda kundiroora here iwewe?" Akati "Ehe why wabvunza?" Ndakati "Handisati ndambokunzwa uchitaura nezvazvo hangu" akati "Babe hona tave ne 3 months tadanana hatisati tanyatsodzidzana zvekuti ndingabva ndada kumhanya kutaura zvakadaro" ndakanzwa kubhowekana chaiko ndakabva ndati "Iwe unoda kundidzidza kuti ndiri program here kana usina future neni tell me ndiite zvelife yangu" akati "To be honest Elly ini hangu nezvako handichadi uye ndaitotadza kuziva kuti ndokuramba sei ndakanzwa ma past ako , kumba kwedu havangambokutambire iwe wakambotenderera pasocial media uchiita sex neumwe munhu apa wakauraya futi sorry hako i wish you the best" mashoko ake haana kana kundibata bata ndakabva ndatoti "Okay mukoma Nicho magona mabuda pachena asi maizongoshaisha henyu pakusandibudira pachena dai ndisina kubvunza ndaingopedzerwa nguva anyways ndichamuwana anondida nepast yangu thank you" ndakabva ndatobva pachat rake uye handina kuzoda kurivhura nekuti anga aisa message.
Ndakabva ndatoudza Rue , akandisimbisa kuti ainge asiri wako.Ini zverudo zvainge zvakatondiramba hangu kubvira kare.Kubva musi iwowo ndaive ndakutofunga kuti ndoitei nemari yangu yaive mu ecocash.Ndakafunga kuti ndoenda Harare ndonovhura kashop imwe yacho ndotsvaga course yekuita.Ndakaona zvakanaka ndakaona zvakanaka kuti ndiudze mama.Sunday yacho ndabva kuchurch ndakatovaona vakagara paverandah daddy varikuzuva ndakakwazisana navo ndichibva ndanochinja nekudya.Ndakazoenda pavaive mama ndakati "Mama ndine zvandirikuda kubatsirwawo" vakati "Taura hako ndiripo ini chipangamazano wako" ndakati "Mama ndine mari yandiinayo 6500 US mu eco mangu ndanga ndichida kuti mundibatsirewo kuti ndoita business ripi uye ndoita course ipi" vakati "Mari yese iyo?Imbondiudza mwanangu kuti mari yekuwanda iyoyo wakaiwanepi chaizvo handingakupe mazano ndisiri kuziva kuti wakaiwanepi?" Ndakaseka ndokuti "Mama maive nemukuwasha ane mari zve imi zvino kupenga kwandakaita ndiko kwakaita kuti tiparadzane hedu" vakaramba vakanditarisa vakati "Taura chokwadi" ndakati "I'm serious mama" ndainge ndavatarisa kumeso vakati "Aiita nezvei?" Ndakati "Anoshanda muship" vakati "Hmmmmm iwe?" Ndakati "Mobvunza Roland anomuziva ndiye akatoita kuti awane basa , aindisira mari mueco zvino ini ndaive ndatengesa phone" vakati "Ndi Satan anga apindirawo mulife mako iwe , kana isiri yekuba zvakanaka hazvo mwanangu iwe wanga wafunga kuita sei?" Ndakati "Ndotaura nasisi Letty vonditsvagira shop muHarare mutown yeku renter handiti passport ndinayo ndono hodha hembe nebhutsu kuTanzania then imwe yacho ndotsvaga course yekuita" vakati "Wagona manje uku ndokufunga uku iwe urikuda kuitei chaizvo?" Ndakati "Ndanga ndada hangu kuita deccor mazuvano ndiyo ine mari mazuvano" vakati "Kana zvirizvo zvirikuda moyo wako ita" ndakati "Saka ndichataura nasisi Letty" vakati "Ndotanga kutaura naye ndini" ndakati "Okay mama itofonai" ndakadaro ndichitovaisira airtime.Vakabva vafona vakataura navo ndakafunga kuti vacharamba vakabva vatoti "Ko imi munomutaurira iye haapo here mama?Makuda kundiita kunge munhu asina rudo nemunin'ina wake mupei phone" vakati "Ndati nditange ndataura newe" vakadaro vachindipa phone ndakati "Sisi murisei?" Zvikanzi "Mushe mainini asi takatukana here zvamungape mama phone kuti vataure neni zvakaitika zvakaitika zvikapfuura now tave kuita zvinhu zvine future" ndakati "Zvatopera sisi , arisei mwana nabamukuru?" Zvikanzi "Vari boe havo mwana wamai kuriseiwo ikoko?" Ndakati "Kuno kuri boe" vakati "Better , ndainzwa nyaya yako huya hako ndingafare sure" ndakati "Ndouya mangwana chaiwo akoma handisi kuda kunonokera zvinhu mari muyenzi" vakati "Iri boe mainini mondiudza mapinda muHarare saka ndokumirirai pa show ground nekuti ndirikuda kuenda kwatete vandideedza tirikugadzirira zvemuchato waRoland matogona murikuuya vaitokubvunzai aunt" ndakanzwa chigodo chichinoti mbii pahuro panguva iyoyo ndakatadza kutaura ndakanzwa voti "Hello" ndakati "Ndakunzwai sisi ndokuudzai ndakwira" vakati "Iri boe mainini" ndakakata mama vakabva vati "Apa isu tirikufanira kutoendawo Harare handiti Roland arikuchata October atete vako vakati motouya next month mugarire pedyo" ndakati "Akarongeka mwana wangu abva ada kuchata" vakati "Regai achate plus basa rake rine mari ndivo vanhu varikuwana mari munyika muno" ndakati "Yah" kwaingovewo kutaura nezvake Roland asi pese pandaitaura nezvake or paitaurwa nezvake ndaitozorara ndorwara.
Ndakazosimuka ndokuenda kunorongedza bag rangu , asi ndaive ndotorwara hangu hameno zvandaive ndotonzwa ndakazvisimbisa.Manheru ndakarara ndaonekana naVivianne aimukira kuenda kubasa kwake.Ndakamuka nekugadzirira kubuda ndakanokwidzwa namama ndakavasiira mari 300.Ndakanga ndaita cash out ye 500.Pavakandikwidza ndakabva ndatofonera sisi Letty ndichivaudza kuti ndakwira.Pandakapinda muNorton ndakavaudza vakati taionana mutown ndakasvika muHarare mutown vatondimirira pamarket.Pandakaburuka bhazi vakandimhanyira takambundirana zvemufaro chaizvo.Vakati "Iwe urikusimba kudai urikudyei?Apa waitiseka isu vema body mahombe now wakuuya kwatiri apa urikusimba kuzasi chete" ndakati "Ndagara ndakasimbira kuzasi sisi neiko muchida kungondifananidza nemi?" Takasekedzana vachitora monarch , ndakati "Zivai kuti tiri muna Nyamavhuvhu imi munopfekawo rogwe rakadai iri kune mhepo uku muchafamba makatishamira" Vakati "Haundinzwirewo tsitsi here nemashoko ako?" Ndakati "Aiwa ka hamufambe makayanika zvinhu zvabamukuru panze moda zvirarame here?" Vakaita kufa nekuseka vakati "Elliana kwana iwe" ndakati "Munaitawo care nezvinhu zvevamwe vanhu vakazvibhadhara izvi" vakati "Nhaiwe?" Vachiita kufa nekuseka.Ndakati "Zvamuchaguka mbabvu nekuseka , mukati muchakakwana iyemi?" Vakaisa monarch pasi ndokuti "Elliana ndokumamisa wazvinzwa" ndakabva ndaseka ndokuti "Sorry sisi , I hope nhasi ndotengerwa KFC" vakati "Ndosaka ndatoti pinda nemutown tinoona bamukuru vako varipa Ximex mall pane zvavari kuita" ndakati "Ndirikunoona husband yuwiii" takazofamba hedu kuenda tave kukurukura takasvika pamall pavaitaura vakavafonera takamira pamota yavo iyo yaitove iripo ipapo.Vakabuda ndakatoita zvekufananidzira nekuti ndainge ndakavaona pamarooro chete.Pavakasvika pataive vakati "Mukadzi wangu wechidiki auya wagona shaaa ndaneta nemambuya ini" vakadaro vachitondikwazisa ndakaseka ndokuti "Bamukuru munondiroyesa imi zivai masholo ekutamba nawo" sisi vakati "Ini ndatorambwa hangu" bamukuru vakabva vati "Ndokudii nhaiwe muchembere?" Vakanditarisa ndokuti "Hesi chimoko , ndakakutsamwira zvekuti wakatadza kuuya kumuchato iwewe ucharipa hako" ndakati "Zvakatopfuura zviya itochatai kechi two" vakati "Manje apa ndochata newe" ndakati "Zvakangonaka samusha" takaseka tose vakatanga kutaura nasisi vachibva vavapa mari yavakavapa , vakabva vandipa 10 US ndokuti "Tsvaga chikafu babe ndokuona kumba , iwe mai Chloe ubikire mukadzi wangu good food kumba ikoko" sisi vakati "Handiti ndivo mai vemba vanoda kubikirwa nani?" Zvikanzi babamukuru "Nemi ka amu girlfriend" kuzondidaro ndakaita kufa nekuseka zvikanzi nasisi "Ndokumamisai mese nemukadzi wako" takabva tatobhabhaisana kwakutoenda.Takanotenga machicken slice edu ma 2 piecer tichibva tadya.Ndokusimudzira nerwendo rwedu , takasvika sisi Sheila vatoripo nemwana watete musikana mukuru nevana vake nemudiki wacho.Tete vakanditambira nemufaro zvekuti ndakatoona kuti sure yaive mhepo yaive pandiri.Tete vakabva vati "Elliana ukabva wati chitete ichi chaida kundichekeresa handichadi kuchiona" sisi Sheila vakati "Mega here tete ainge ativenga tese uyu" ndaingoseka ndakabva ndati "Musabhowe imi kungotaura nyaya dzisina nemusoro ko muroora wedu aripi?" Zvikanzi natete "Ariko upstairs akakusengerai muzukuru arwara zvasangana nekuyema arume ake aripo" pavakadaro hana yangu yakatanga kurova ndakanzwa kusatogadzikana asi zvandaizviita ndakazvisimbisa as usual.Tete vakabva vati "Uyu atove wepano kana manga mauya makananga kwamai Chloe very sorry pamba penyu ndepano mai Royco" ndakati "Aizve?" Zvikanzi "Ehe" ndakatadza kuramba asi ndaisada ndichionana naRoland izvo ndizvo zvandaisada manje.
Zvisinei hazvo Tee akaenda nema bag angu upstairs , tichibva tatoisirwa chikafu patable.Pakauya bowel resalad egg ndakanzwa moyo wangu kusimuka zvekuti ndakada kushinga asi ndakatoona kuti ndorutsira vanhu pano ndikavasemesa ndakabva ndatosimuka.Tete vakati "Hanziiko mai Royco?" Ndakati "Munongobvunzawo zvisina basa imi mabag angu aiswa muroom ipi ndine zvandiri kuda imomo?" Zvikanzi natete "Next nebedroom rangu" ndakafamba ndichinzwa moyo wangu wakaita kumira ndakaona mukadzi waRoland achibuda muroom make akabva ati "Mama titambire?" Ndakati "Hesi" ndakadaira ndakatoita kakukweva izwi , Roland akabva ati "Urikutaura nani?" Ndakabva ndamira ndakati "Ukawana nguva ukwane iwewe wazvinzwa" aitove mumba chaimo mukadzi wake ainge akamira padoor akati "Manjenje" ndakati "Budikira" akabva abuda pakarepo ndakaramba ndakamutarisa ndakanzwa kumerera , whole body yangu ichiita kuvibrater ndakanyatsonzwa fluid kubuda kuzasi kwangu takaramba takatarisana ndakazoona zvakanaka to break the silence "Urikuda ndikuuchire?" Zvikanzi "Moms makadii?" Ndakati "Mushe" mukadzi wake akati "Mama asi ini ndakumhoresai zvakanaka mangoti hesi ndanzwa kubatikana hangu" I faked a smile ndichibva ndati "Huya ndikumbundire makoti wangu" akasekerera achiuya kwandaive akangoti achisvika pandiri achivhura maoko ake perfume yaaive asprayer yakanosimudza moyo wangu ndakamumisa neruoko ndichimhanya kunopinda muroom manga maiswa mabag angu ndakamhanya kutoilet kunorutsa.Ndaisarutsa zvekumhanya ini zvakandishamisa kuti chii chapusisa moyo wangu kurutsa kudai.Ndapedza kurutsa ndakabuda ndokuona Roland akamira padoor akati "Madyeiko chamuri kurutsa?" Ndakati "Inenge nyon'o chete" akati "Hooo" aive akapetera maoko ake pachipfuva pake akamira akazembera door asi raive rakavharwa.Ndakabva ndati "Suduruka ndibude" akaramba akanditarisa haana chaakataura ndakati "Roland ibvapo" ndakadaro ndichimubata akabva ati "I miss you" ndakati "Watanga kuonana newe yave mhosva here?" Akati "I will never hide my feelings to you" ndakati "Usaitewo zvinhu zvekuti zvinounza ruvengo pakati pevehukama Roland" akabva afamba kuuya kumira pamberi pangu akaisa ruoko rwake muchiuno mangu.Ndakati "Usadaro , usadaro" ndichida kubvisa ruoko rwake kwaive kungobvisawo hako asi ndaive ndatonzwa hangu nema feelings akandiswededzera paaive achibva ati "As long as tichingoonana chete handikusiye ndisina kunzwa chinhu changu ichi bata bed tinakirane tinodya" ndakati "Aiwa usadaro" ndakataura kudaro ndichinzwa kakupera simba nekuda kwemubatiro waaive akandiita.Akati "Aiwa kuramba ita soo" akadaro achitotanga kundi kisser , ndakatadza kumu misa nekuti ndaitozvidawo zvaaita.Takakissana zvenzara chaizvo sevanhu vaive vasuwana.Akanditendeudza achienda neni kubed akanditendeudza achibva akwidza skirt yangu kwakuisa pant paside haana kuda kupedza ngiva akabva aipinza zvinyoro nyoro ndakapotsa kutaura ndimi ndakanzwa muviri wese uchiita kudairira nyama dzichitambanuka ndakaerekana ndati "Ro kani" akati "Usaite noise babe" ndakati "Ndanga ndakusuwa mhani" akati "Neniwo ndanga ndakusuwa manjenje ita so ndikunakire" akadaro achitanga kundikoira akandibata muchiuno ndaiita kunzwa kunakirwa kwakanyanya uye kunzwa kuti ndakazadzwa nayo mandiri.Pataka releaser takadonhera pabed tese akabva abva pamusoro pangu kwakuenda kubath akanotora towel kwakundipukuta iye achibva azvipukutawo.Akati "Pfeka ubude ndotevera" ndakati "Okay" ndakamuka kupfeka ndichibva ndabuda asi ndaingonzwa kakunyara kaya kekuti vanhu havafungire here kuti pane zvaitika nenguva yandapedza ndiriko.Zvisinei hapana akabvunza tete vakati "Salad tasiira imimi Roland haaide" ndakati "Handisi kuida ini" zvikanzi naSisi Letty "Kutanga riinhi?" Ndakati "Nhasi" vakaseka Roland achibva atouya vamwe vakasimuka ndokusara tave two payable tichidya chaingotaura patiri maziso chete.Tapedza kudya takabva taenda kusitting apa ndaiti ndikamutarisa Roland ndaibva ndanzwa kuda kunge ndiri padhuze naye.
Vakatanga kuronga zvinhu zvavo Roland akazobuda namukoma wake.Manheru tete vakati Roland aperekedze sisi Letty na Sheila akati tiende tese.Handina kuzvifarira hangu asi ndakangobvuma patakanopinda mumota ndakatanga kunzwa kakupindwa nechando kandisina kunzwisisa.Apa ndaive ndisina jacket ndakati kuna Roland "Ndirikutonhorwa ndave kusara ini" vana sisi vangu vakabva vaseka zvikanzi "Kusada kunoona kwatogara uku , Roland usamutevedzere iwe handei" akati "Moms hamusikuvaziva ava vane drama" ndakati "Marangana kuda kundikutsanira" vakaseka vese zvikanzi na Roland "Sorry moms" akamutsa mota achibva andikandira chihood jacket chake.Ndakapfeka takanovasiya vese ana sisi patakasiya sisi Sheila akati "Huya ugare paseat rako shamwari" ndakati "Handidi" zvikanzi "Tongorara pano zvinombonetsa here?" Ndakati "Pfutseki" zvikanzi "Horaiti mai nyon'o" ndakaridza tsamwa kwakuenda kunogara kumberi panzvimbo yekuti amutse mota akabva ati "Vhura gumbo ndifambe ndichibata chinhu chinonaka ichi?" Ndakati "Roland ukaramba uchidaro ndichavaudza tete kuti ndizvo zviri kuitika pandiri newe" akati "Zvaitaseiko?" Ndakati "Handisi kuzvida" pandakadaro ndakaita kunge ndamuti ndibate akabva amanikidzira ruoko rwake muskirt mangu ndakazama kurwisana naye asi ndakapedzisira ndave kutofemera pamusoro kutonzwa mafeelings kusimuka ndakatanga kuchema ndakati "Aiwa kani , aiwa Roland ini hangu handichadi" akati "Nyon'o ndiyo irikukuchemedza nekukupinzisa chando here?" Akanga atonzvenga nyaya , he kissed me pama lips achibva abvisa ruoko rwake pakati pemakumbo angu achibva ati "Wakutoda extra care nekuti unogona kungo destroyer nyon'o yangu ipapa" ndakati "Urikutiiko iwe?" Haana kuzondidaira akabva atomutsa mota....
End of chapter
kutsamwa kune labour🍓stay tuned
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
557