Change Radio
Change Radio
June 20, 2025 at 03:50 AM
*Sei Diabetes or Sugar ichiuraya maziso?* Munhu wese tora mukana wekuona video iri ,ungave uine dambudziko re Diabetes irikugara iri High or Haisi kugara iri high but ziva kuti uku ndiko kumwe kwazvinokwanisa kusvika. 💔💔Chinonyanya kuuraiwa neDiabetes mablood vessels kana kuti tsinga dzinofamba neropa zvinoitawo kuti Optic nerve or Retina ife wotadza kuona zvachose ukasawana help earlier. *Diabetes can lead to the following eye conditions:* *Diabetic Retinopathy* *Cataracts* *Glaucoma* *Eye Edema* Kudzivirira zvirwere izvi nemamwe matambudziko tibate panhamba dziri pazasi kana kuti clicker link iri pazasi Contact +263 717567575 Link: https://chat.whatsapp.com/GDMhpKYII2LGSXzQNIRCqj
Image from Change Radio : *Sei Diabetes or Sugar ichiuraya maziso?*  Munhu wese tora mukana weku...
❤️ 👍 🙏 🎉 👏 😂 😮 🤔 11

Comments