
TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
June 19, 2025 at 05:05 PM
*LOVE AFTER MARRIAGE*🌴🌴🌴
https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02
Don't forget to follow channel yeduu ugare wavako book huchie
Whatsaap Group ⬇️
https://chat.whatsapp.com/GxnwVxnoEhpBM26X9TiVoo
*FREE BOOK*
Read , Like & Share
•CHAPTER 5
STORY BY TADIWA
*MELODY*
Ndakatosimuka kwakushingirira kupeta blanket rangu ndokuriisa kuseri kwesofa kwandairiisa kwakubuda panze ndokugara ndakatogara paye ndakanzwa gate kuvhurwa handina kumbonotarisa kuti ndiani inii ndakazoona asvika yanga iri friend yaDesmond Richard akatosvika akanditi
"Murisei Mai Shumba" hayaaa
Ndakatoseka kuzonditi Mai Shumba senge ndinodiwa panoo
"I think if you call me Melody it's better" ndakatomuudza coz situation agara anoiziva
"Haa mwana iwewe kaa anyways murume wako arimo heree"
"Ehee aripo Desmond "
Akabva apinda mumba hameno akanzwawo yave sound ipi ndakamuona abuda akaita kuperewa ndokubva anditarisa kwakudzungudza musoro kwakuti
"How are feeling Melody" in a low voice
"Nothing"
"Noo Melody usanyepe" akaita kunditarisa kana ini ndandakutonyara
"Ahh Richard handiti ndakaudzwa kare kuti haandidiwe what else than this should l expect from him iye akanditi ndine musikana wangu wandoda....."
"But haafanhire kudaro ifriend yangu but not kudayi noo"
"Musiye kohanditi ndozvaari kuda heree it's my fault why did l sleep with him and forget to take pills it's my fault l should suffer...."
"But atleast anofanhira kuita care about you cause uri pregnant iwewe and inhumbu yemwana wake futi "
"Heeeeeedee Richard , Desmond chaiye taking care to whom ?? bed bug inini"
"Iiii kana Melody stop insulting yourself utori munhu bho iwewe and you don't deserve munhu akaita saDesmond you know unodeserve mumwe munhu ari better"
Ndakaramba ndiri zii.......
Akabva atura mafemo kwakuti
"Handitozive kuti akakushoreri achidaro wakanaka Melody as for me ndoda...."
Phone yake yakabva yaringer asati apedza kutaura kwakuitora muhomwe ndokudaira achifamba akanotaura ari paside ndakazeya mashoko aanga andiudza mupfungwa mangu paanga ati l deserve someone ari better than Desmond yess l don't deserve him and this life ndakazvitarisa pamirror inini lm beautiful why am l used like that naDesmond ndakanaka inini akazodzoka kwakuti
"Sorry Melody ndikudiwa kubasa eish but ndokutsvaga ndikaita free ndine nyaya newe handiti"
"Okay Richard "
"Usazvidye moyo Melo just remember you are beautiful..."
Ndakabva ndasekerera kwakubva andipa flying kiss maihweer ndakatosekerera zvese nekutonzwa moyo wangu kureruka kufara chaiko ndakatozosimuka ndichida kumwa mvura ndokunzwa mutambo uchiri kutsva yuwii haaa vanhu vane simba zvavo but l doubt ichiri man power iyii pane zvavaita vatora drug ndakadzoka panze kwakugara hanguu pasina nguva ndakanzwa gate kuvhurwa futii asi adzoka angave Ani ndakacheuka ndanzwa mafoot steps kwakuona a beautiful classy woman anga akachena zvake akapfeka zvakadzikama ndakabva ndatosimuka kwakuvamhoresa and she answered nicely vakabva vati
"Desmond aripano" she asked
"Ehee" l said um vanenge Mai vake Des this lady vanga vakaita kakufanana vanhu avaa vakabva vapinda mumba ndakatofambisawo kupinda ndichida kunomunokera vanotii nhayi Mai vake vakanzwa ruzha irworwo rwavanga vachiita better ndakasvika zvanani ndakasvikokncker padoor pake zvekuti anzwe chaizvoo
"Melody ndikabuda ipapo ndokubvisa chiri kumeso ibva ipapo "
"Ukudiwa"
"Nanii muudze lm busy "
"Busy uchi...." Ndakabva ndazvidzora muromo wangu
"Melody udzikame wanzwaa...." akashedzera arimukati
Hameno Mai vacho vanga vateverawo nguvayi ndakanzwa vakuti
"Desmond vhura door..."
Ziiii shasha inenge yakavhunduka mukati imomo hameno zvavakatanga kuzevezerana vari 2 ndakabva ndatomira hangu paside ivo vainditatisa ndakazonzwa door kuti tswii kuvhurwa kokumhanyaisa maziso kwandakaita ndichida kuona akabva abuda achida kumhoresa Mai vake vakabva vati
"Enda ukuu" vachimupusha kuside vachitopinda mubedroom make ndakanzwa votii
"Heeeedee ndochii chawakuita panapa ichii Desmond simukai apo mainini huya pano newe iwewe" vakadaro vachirevawo neni
Hana yangu yakatanga kurova kovakandidzinga obvious Desmond akuti ndikunyepa mai ava vanongobeliver mwana wavo kaa ndinodii pano nhasi haa kutodzokera kumba kwedu kauku ndingadii ndakazvitongesa ndichienda kudinning ndasvika ndakasvikogara pasii Desmond nemusikana wake vakazotevera later kwakusvikogara pasofa
"Ndiudze zvikufamba sei pamba panapa wakutopaita paShabin kaaa kutounza vatatu vatatu kuda kutipinzisa busy mane AIDS handitii kaa.." vanga vakatotsamwa
"Kwete mhamha vatayu vapi futii"
"Desmond ukundiona sebofu heree"
"Ahh mhamha mukuona musikana uyu akunyepedzera hunhu husina basaa akatondinyeperawo kuti ane nhumbu yanguu handitozive akuzviitirei uyu ndiye wangu uyuu anonzi Beauty mhamha matogona mauya ndiwandikuda kuroora kwete zvauyu"
"Ukwane Desmond wanzwa kukwana chaiko ndinokurova zvekuti wakura handina kana basa nazvoo usandiitire drama wakura iwewe nhayi musikana une pamuviri"
She asked me..
"Ehee nhamha"
"Mai vako kuseri kwemaraini ukoo ndokwavari just answer zvawabvunzwa mhamha kudii" Desmond said
"Ndabvunza iwewe here woti wagara une mhosva dzako ndokugadzirisa Desmond wanzwaa usandipe hasha "
Haana kuvapindura Mai vake anenge aivatya vakabva vati
"Saka unoreva kuti musikana uyu akunyepa kuti ane pamuviri pakoo "
"Yess "
"Saka anopenga heree zvaari kuti ane nhumbuu yakoo'"
"Tototi kudaro"
"Nei uchiita senge usina kukwana Desmond wakakanganisa mwana wevaridzi wakutii nhumbu handiizive chii chausingazive usanyepedzere kupusa imhosva yawakaita iyi wotora zvinhu light kaa unenge uchizama kuda kudii chaiko pamusha panapa kutoita zvaunoda over vana vevanhu kuti ndakuda uyuu ,,, uyu ukumurambira pamuviri paunoziva kuti ndepako kupedza kudii kwauri kuita pamusoro pemwana uyu kuramba pamuvurii Pako haaa ukuda aita seii wouya zvee nemumwe musikana worara naye mumba arimo kuda kumupfidzisa kaa kuda kumurwadzisa kanaa kamani simukai pasofa ipapo ndimbopedzerana newangu iniii"
Vaireva musikana waanga akagara nayee
"Beauty haana kwaari kuenda mhamha"
"Ukupindura anii Desmond .."
Kamusikana kacho kega kakabva kasimuka kwakubuda iye akabva atii
"Murikubeliever musikana uyuu akundinyepera kutadza kutruster mwana wenyu but why mhamha musadaro imimi"
"Ndisadaro asi kudii ndikubatsire kudzinga mwana uyu wawakaisa seed ikamera very sorry"
"Ndokuudzai ndakaita sei veduwe kuti nhumbu ine musikana uyu haisi yangu akundinypera ndokuudzai ndakaita seii ndiite manje inini nyangwe mukaramba kundibeliever haasi wangu mwana iyeye handichengete asiri wangu handimude handimbofe ndakamudaa nhumbu yake handiizive"
"Haa zvaakaoma" vakadaro vachitoombera maoko zvekupererwa kokwandiri zvitsva here hapana chandoshamisika
"Ngaede kumba kwavo " Desmond said
"Asi yngarambe hako kutii nhumbu haisi yako but ndeyako asi handiti unoziva kuti maDNA ariko mwana achinge angozvarwa tongoenda chokwadi chongobuda..."
"Ahh..ekudii nani ngaende kumba kwavo handina mwana naye inii"
"Ndatiii maDNA akaitwa akabuda asiri wako ndipo paachaaenda kumba kwavo full stop achatombogara pano hapana kwaanoenda kusvika azvara haundipikise arikuzogara panoo final usarambe uchinditi mwana haasi wangu blah blah handichade kuzvinzwa uchine chekupikisa neni here??..."
"Horaiti "
Akabva asimuka zvekuramwa achiita kubhidhaira achienda kunedroom kwake ndakasara naMai vaye vakabva vanditi
"Gara pasofa unopiindwa nechando makhoti wangu pauri apa "
Ndakabva ndasimuka ndokugara
"Unonzani" vakadaro vachisekerera havoo
"Melody"
"Wakauya rinhi"
"Mmm pane mazuva maviri "
"Hooo Saka waigara naye seii"
"Ndaingoshingirira coz kumba hakusi kudzokereka daddy vanga vakatsamwa"
"Inga zvakaoma zvandongoparirwa nemwana uyuu zvakaoma sorry hako makhoti wangu don't stress yourself handiti ndavepo now ndini Mai vako vamwene vako feel free with me for everything handiti zvauyu usazvitedzere you look very innocent haungambonyepere munhu kuti mimba ndeyake isiri but ndomuziva Des munhu asingabvume mistake yake but sorry come and hug me my daughter in law ...."
Vakadaro vachivhura maoko ummm ndakanzwa tumusodzi mumamuziso kuvavira kuda kubuda tears of joy ndakasimuka ndokufambisa ndichinovambundira very tight kunyatsoinzwa mother's love chaiyoo ndakanzwa kufaraa kuti atleast ndawana anondida neandipawo Simba ndakuda kutoita give up but no........
Uchipedza siya like📌
End Of Chapter
Stay tuned 🌹
❤️
👍
🙏
😂
😢
😮
1.0K