TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
June 21, 2025 at 02:50 PM
Aiwa ngatiisei malikes akawanda pane chino tichiona naMandebvu waConnie uyu . Book iri rinonzi *PANODZIMBA* *MWOYO* . Zvakaoma zvirimukati umu hama dzangu . KwaMarange kunomboitwa zvinogara zvakadaro . Kambama kemwana kakadai konzi ngakanoroorwa nezimudhara rakadai ?. Haaa zvakaoma hazvo .Ok , ngatifambei narwo rungano rwaConnie muchanzwa henyu zvirimukati . Moto uyu mabviriiii chaiwo, Madhuve agara haabiki mbodza hazviite izvozvo. Chingobaya follow unozvinzwira mutakunanzva 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Image from TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼: Aiwa ngatiisei malikes akawanda pane chino tichiona naMandebvu waConni...
❤️ 🙏 👍 😢 😂 😮 26

Comments