
🇿🇼MAI SHAMMAH SHONA NOVELS 🇿🇼
June 17, 2025 at 07:18 AM
*THE GIRL HE LEFT*
BY MAI SHAMMAH
APA0778349453
EDITOR MAI RYAN
APA0719925853
FOLLOW MY WHATSAPP CHANNEL
https://whatsapp.com/channel/0029VaDyrAr8fewnrBCUcz1c
JOIN MY WHATSAPP GRP
https://chat.whatsapp.com/ItU0b5FyjSZD3OaJOZlE7O
CHAPTER 27
MAI KELLY
"Mwana wako haana kukwana,ticharega kuuya pano"
Vakadaro vachiratidza kuti vakatsamwa Tete.
"Aiwa Tete mwana veduwe"
Ndakadaro futi,vakabva vadzosera mushonga yavo mubag.Vakabudisa kamwe kamudzi
"Chiohh aka ndiko kanochengeta imba unokaisa chero pawaisa asi pakanaka pokuti kasarasika"
"Oraiti Tete"
"Ndakatora ndokukaisa pamusoro pewadrop.Ko kaingove kamudziwo zvako.
"Ndopfeka hangu hembe"
"Ehe pfeka zvatoita Soo pauchasangana naye murume wako haafi akakusiya futi achakuda sekunge Ari kuda mhandara yakazara"
"Maita basa shuwa Tete"
Ndakapfeka hembe dzangu ndakafara nokuti ndaiona sendabatsirwa chaizvo.Ndakavhura door kuti tibude tose natete,Kelly aive akazembera door achichema.
"Manga muchiitei Mai vangu imi"
Tete vakarova Kelly imwe mbama yakandichisa,mwana wangu anga asina kumbozvitarisira akaratidza kurwadziwa Mai Kani akachema seabaiwa netsono,Ini wacho Ndakatotanga kumunzwira tsitsi uku Tete vachipopota ndakapedzisa ndanyarara ndisisina kana mufaro.Monika ndiye aive Ari ziii zvake.Tete vakazonyarara kutaura pava paye uyu Kelly anga akuroom yake.
"Tete mungatotsamwa kudaro nokuda kwemwana here sorry henyu?"
"Mwana mwana uchidyaidza mwana kamwana Kako kakachenjeresa stereki"
Vakaridza rimwe zitsamwa randakatya naro.Ndakanyarara hangu,ndakazobika chikafu chemanheru Junior naKelly vaive muroom yaKelly.Ndapedza kubika ndakapa Tete chikafu chaMonika ndokupakurawo chababa Kelly ndaitovimba kuti vachakasira kuuya.Ndakapa Tete chikafu naMonika ndokuenda kuti ndinomutsa Kelly najuju vadye.
"Mweya yose yohuroi baba,Haina Simba ndataura ropa raJesu richandiponesa Ini naJunior nesimba renyu Moto wedenga Moto wedenga huroi hwose ndouparadza in tha name of Jesus,zvose zvavachatumira ndataura moto moto"
Ndakavhura Door Kelly achinamata,Junior ndiye aive palaptop yake.
"Manga muchiti kuroya kudya nyama dzevanhuka imi"
Akadaro Junior Kelly ndipo paakati amen achitarisa kwandiri
"Nhaiwe ukuti hama dzangu dzoroya Kelly URI munhu akaita sei asingade hama dzangu haaa,Tete vakakunzwa uchinamata kudaro vanoita sei?"
Ndaive ndasvotekana fani,
"Mhamha siyanai neni"
"Ndabika sadza huyai mudye"
"Nhasi handisi kudya Ini endai naJunior"
"Hooo charamba anomukira chikafu husiku"
"Handimuke ini"
"Juju handei unodya hako"
Ndakabuda naJunior Kelly akasara,takanodya paya Tete ndobva vati tipei imba yokurara tirare hedu. Ndakavaendesa muroom yaishandiswa naChipo iya.Ini ndokuzonorara waiting kuuya kwadaddy hangu.Zvino ndaingove boi boi maziso. Munhu haangauye 9 o'clock munhu haangauye 10 o'clock munhu haangauye.Ndakatoti regai ndifone ndokufona ikasadairwa,ndikafona kechitwo ndokubva yadairwa asi pane voice rechikadzi rakabva Rati,
"Idzimei"
Ndakazongoti hello hello yati duuu duuuu.Ndakabatikana imi aitove kuhure zvake,kuzama kufona yakabva yatoramba zvachose.Ndakamuka fast mumachira ndokupfeka gaun rangu ndokubuda ndichienda kuroom yatete.
"Tete imi Tete baba Kelly vatori kugirfriend havo ndatofona ndikanzwa voice rechikadzi richiti dzima vanenge vatovhutirwa foni ikadzimwa Tete hapana mushonga wokupfungaidza here kuti vauye vasararako"
Ndakadaro ndichiyeredza misodzi,
"Vari kuna Chipoka iyeye,asi hazvinetsi iwewe enda unorara mushonga yandakupa unotanga kushanda husiku paunobatwa nehope.Mangwana kuseni vanouya uye havadzokeri futi ikoko"
"Zvakaoma Tete murume wangu akuenda shuwa"
"Ukachema mushonga haishande ndeyematareka iyo. Nyarara uite zvandataura enda unovata ukotsire mishonga ishande. "
Tete vaifunga inyore kudziti bwai hope uchinyatsoziva kuti umwe wako Ari kugirfriend nhaimi.Ndakapinda mumachira hangu asi misodzi yaingobuda uku ndaingozama kuzofa ichiramba zvayo foni.Ndakazozama kufona yaChipo ndokubva yatopinda ipapo ipapo,haana kudaira first call akazodaira second call.
"Hello sisi".
"Sisi sisi kudii uchikwirwa nemurume wangu every day URI imbwa yomunhu wanzwa dakukuendera kun'anga ndikuuraye nokuti wauraya hupenyu hwangu"
"Nhai Mai Kelly ndine murume wenyu here ini,makandivengerei sisi tingadai tabatana kunyangwe nokunamata chaiko bamukuru kana vachiita chihure vasiye asi mondivenga ndisina mhosva,ndine murume wenyu here ini?"
Akadaro ndikati kuda kundi ona sendakadzungaira,
"Ndiwe une murume wangu benzi remunhu mwana wandaitengere hembe dzokupfeka ndichitenga chikafu muchidya"
Akangotiii eeee ndokakata foni ndichiri kutaura ndakasara ndofonazve haana mumbodaira kusvika ndaneta.Ndakadzungaira kani pfungwa dzangu dzaingoti vana Chipo chete.Ndakasikidza kufonera baba vake kumusha ndaida kunovatuka chaiko baba vaChipo namhamha ndivo vari kutuma mwana wavo kuti aiite chipfambi chakadaro vanhu vasingatendi vakaita sei? Zvisinei hope dzakazondibata hamheno sei,ndaingorota ndina Tete tichibhururuka ndokuona ndiri kumakuva anzi iguva ramai vababa nderambuya pinda mukati uvaone. Ivo vaitodeedza Zita rangu varimo,ndakatanga kutya,ndokuona baba Chipo vachifamba vakati,
"Mukuitei mwana iyeye ndimi mslakamuchengeta here?"
Ivo ndokubva vati,
"Mune ropa naye imi"
"Iwe tiza usadzungaire ukapinda muguva imomo URI kufa"
Pavakadaro ndakatoona Kelly naJunior vachichema kuti Mai vafa,ndakatanga kutiza Tete vakasanduka kuita nyoka vachitevera,ndakamhanya Kani ndichiti help help.Ndakazoona Kelly ndiye anga ane matombo achitema nyoka iya ndokubva ndapepuka.
Ndakatanga kufunga hope idzi dzorevei chaizvo.
"Mai Kelly muzukuru auya murume wedu muka"
Ndakati kwanyanu ende ndakatonzwa voice rababa Kelly ndakafara sei? Aive auya Saka Tete vairevesa paya shuwa,
"Imi bamunini manga muripi haaa mune shuwa here bamunini mukuita chihureka imi"
"Ndarara kubasa Ini Tete"
"Aiwa mukadzi wenyu anga achichema kunonoka kumuka uku kunonoka kurara"
"Sorry hake,Mai Kelly huya"
Ndakabuda mubedroom zvehope ndakakandira uko ndaifara kuti Tete zvavakataura kuti anouya kuseni achitondida ndizvo zvaitika baba Kelly vari kutoti sorry kureva kuti vakundida ende vatomuramba Chipo.
FUNGAI
"Musandirwadzise bamukuru"
"Shinga shaaa dakutoita"
Vakatanga kuiisa zvishoma nezvishoma ndokutotanga kuroverera bhora mberi ndakaita sendichabowa nokurwadziwa imi,Ivo Havana kumbozvitsvaga zvose izvo.Aiwa regai zvinzi vanoita neko havapinde denga.Kunorwadza imi vakapedza inenge hour vachiita chete,hamheno zvandaibudisa budisa sooo ndaifunga kuti itsvina asi vapedza Ndakazoona kuti haisi tsvina.Kana bolis yavo yaive isina tsvina,asi yaive neropa
"Ndarwadziwa ummm"
"Ini ndatonakirwa zvokuti ndipukute timbozorora tozoita futi"
Ndakazoita vokugezesa chaiko,Ini ndokunogeza futi.Ndipo pandakadzoka vakarara havo negotsi,Ini pamusoro Pavo Ndaitoona kuti tava murudo manje nokuti vakatondibatirira wena,takakisana Kani.Ko kuudzwa kuti ndokuda,
"Buti kumashure kuri kurwadza zvakwana asi"
"Ka1 chete babe"
Ndanga ndisina marambiro hangu.Ndiyo nguva yakafona Mai Kelly,ndakavanzwira tsitsi hangu.Foni yakatodzimwa nokuti taive murudo.Handina kuzoramba kurohwa hwepiri kuda kuti ndinyatsodiwaka.Apa kurwadza kwanga kwava nani chero kwaiveko hako,ndakatombotambirira magaro zvokuti iye aitoshinyira nokunakirwa,ndosaka ngochani dzichiita Mari Shure inonakira varume iyi.Ipapa takazoita kaviri kureva kuti ndakarara katatu husiku uhwu. Kuma 4 Tete vakasenda msg.
*Midzimu yekumusha kwakarerwa Mai Kelly yakati simbei ichiri kuvarwira asi ichatsamwa zvayo nokutuka kwaari kuita baba vake.Zvanga tichida kuita nhasi zvaramba,nekamwana kake kanonamata ndanga ndichingotsva ndikada kubuda husiku.Ita kuti murume auye kuno kumba kuseni seni chaiko pane zvandoda atende*
Ndakangoti oraiti Tete,
"Daddy chimukai tiiende,mukasvika muchanoita noise nasisi hant varatidzei rudo"
"Shuwa thanks ndanga ndichitomufunga mukadzi wangu unoziva ndimai vevana vangu plus munhu ane rudo anotokudai mose zvokuti waisatofanira kubvuma kudanana neni iwewe"
Ende baba Kelly zvakavaomera,
"Imimi futi inga sisi nemunin'ina vanogara pabarika murimurume wangu musaudza sisi iye zvino asi"
"Ndikuzvinzwisisa"
"Basa rangu rakapera"
"Ndichakuvhurira yako shop"
"Oky"
Takakisana ndokumuka,Ivo vachipfeka Ini ndichigeza.Takabuda tose na5,asi Ini ndakasara mutown Ivo ndokuenda kumba.
Ndakanga ndichitenderera hangu nguva dzichifamba,
Ndakazofunga kuenda kubasa kwandaishanda ndinoona manager nokuda kwemari yangu Ndakashamisika kuona Trevor ariko Ari muoffice naManager ndakaridza tsamwa ndichigara pachair.
"Ohhh asi mabva madeedza madam kuti munoona mose shop"
"Madam vapi ndiwe wati apinde taura naye abude titaure nyaya dzedu"
"Ndati pamwe muri pamwe inga modanana Wani"
"Nani takarambana kare"
"Ndakakuramba kwete kuti takarambana ndokudii ipapa shittt"
Ndakaridza zitsamwa,zvikanzi naManager eee ndaita musikanzwa ndangofunga kuti muri mose,sooo chisimuka Fungai ndimbotaura naboss Trevor nyaya dzedu"
"Handibude ndisina kutaura nyaya yangu ndikuda Mari yangu makandisiisa basa Ini ndiri Ini ndaisona maunform evanhu venyu pano rimwe basa rose ndini ndaiita kutsvaira mashop kudii muchindituma Mari yangu iripi?"
Ndakadaro Trevor akatanga kuseka,ndakashaya kuti aisekei ipapa ndakaita sendichamusvipira kumeso.
"Ukusei izvozvi watouya muzotsvagawo basa pano haunyare ndonzi roorwa nerombe noooo"
Ndakadaro asi akatoramba achiseka,
"Hooo uyu ndiye aive musoni nemutsvairi wemashop"
"Yes but boss vakazoti ngaasiye basa,regai ndifonere boss vauye nokuti Mari yake haisati yavemo muaccount"
"Oky"
"Yess ndikutoda Mari yangu"
"Ini regai ndimbobuda kana kuti tosangana kushop na3pm kuglenview"
"Oky ndizvozvo boss"
Trevor akabva abuda,ndokubva ndasara naManager.
"Zvanzi huyai kuoffice"
Hana yakarova kuoffice kwaboss uko ndiko kwandisingaendi manje.
"Kuoffice handidi ndikuda Mari yangu"
"Anzi huyai kuoffice!"
Ndakasimuka ndichiridza tsamwa.Ndakabva ndatobvako ndakuenda kumba kuoffice ummm handiendi hangu.
The end of chapter 28
❤️
🙏
👍
😂
😢
😮
640