🇿🇼MAI SHAMMAH SHONA  NOVELS 🇿🇼
🇿🇼MAI SHAMMAH SHONA NOVELS 🇿🇼
June 20, 2025 at 03:23 PM
Book redu guys harisi kudhura zvokuti pangaita imwe munhu asingadi kutsigira Munyori ndimi munozotishaisa free book Imi,dai tatove 100 kusub 😭😭 izvozvi kune vanhu 17 chaivo, *Zvisinei Munyori Ari kufara hake nokuti Ari kutenda ivavo mareal fans ake* Ini zvikundirwadza guys, nedollar CHETE here dollar CHETE zuva rovira tisata tava 50 kusub 😭😭 ndikurwadziwa hangu. Mafans amai Shammah chaiwo where are you 😭😭😭 nedollar CHETE here nedollar CHETE here😭😭😭😭 Tumirai Mari yebook 0778349453 p ndirire Ngatitsigirei Munyori veduwe 😭😭😭😭
❤️ 😢 👍 😂 🙏 15

Comments