🇿🇼MAI SHAMMAH SHONA  NOVELS 🇿🇼
🇿🇼MAI SHAMMAH SHONA NOVELS 🇿🇼
June 21, 2025 at 05:04 AM
THE GIRL HE LEFT SEASON TWO CHAPTER 1 BONUS CHAPTER NOTE: BOOK RINO HARICHAUYI KUMA GRPS OSE INO NDIYO CHAPTER YOKUPEDZISA,BOOK RAKUWANIKWA KUSUB GRP. KUTI UVE MUSUB GRP UNOTENGA NENZIRA YANDICHAIISA PANOPERERA CHAPTER INO. (BOOK KUNAKA SEHUCHI,UNOVERENGA UCHIZEYA NOKUTI UCHADA KUNZWA ZVIRI MBERI. USASARA BOOK RAKACHIPA  *NEDOLLAR*  URI KUVERENGA ROSE) *LAST* Muchena akauya kubasa rimwe day masikati.Ndaifunga auya nemunhu waari kuda kutengesera shop yake,asi ndakatoona kuti aive Ari one zvake. "Handitenderi vanhu kuti vadanane pabasa pangu umwe anogona kusiya basa izvozvi" Hana yangu yakarovesa ndakanzwa kudikitira nokuti ndini ndainge ndichidanana naLoice.Ndakatarisa kuboys ndakaona vose vatsika kureva kuti umwe neumwe aive nenyaya yake. "Umwe anobva kuno achinodada nemusikana wekune rimwe branch,umwe anodanana nemusikana wemuno mushop.Ini manje ndosiisa mose basa handide mahumbwe iyayo,iye zvino shop Ino ndoda kuitengesa,muchenjere kuti ndoitengesa ndaivhara iyi ndaivhara basa rokudanana pabasa" Hana yaiita kurova imi,pokutangira kutaura naye chaipo paive pasina,aive akatozvitsamwira zvake.Akatobuda mushop achipopota,ava padoor ndakaona Loice omumhanyira achiti boss boss vanhu vose mushop vakasekera pasi pasi.Ndaiita kudongorera paaitaura naye akaita kudemwezeka musoro,zvavaitaura handina kuzvinzwa.Akabva adzoka mubasa achitora handbag rake,ndokuuya pandiri. "Ndakuenda kumba ndapihwa off nhasi ndiri kurwara handisi kuda kushanda" "Loice!" "Chii?" "Watanga rinhi kurwara" Vamwe vasikana vakatoseka, "Kare ndakuenda Ini" Moziva ndakapererwa, "Right mushande zvakanaka ipapa,iwe wakangogara patill hapana munhu Wani Humanager rudzii ihwohwo wokuti wakangogara patill hapana munhu" "Ndipo panga Pana Loice" "Asimuka Saka hant monogara ipapo,ita zvebasa kwete zvehubhuru mashanga ndopisa mashanga manje" Ndaitotya kusiiswa basa,iye Loice anga atove kumota yamuchena kare.Mufaro wangu wanga wava kure chaiko.Saka anodanana naMuchena here? Nemadiro andomuita Soo,pamwe akungoendawo nemota yaboss.Muchena adzokera vanhu vakatanga kuseka, "Hamusati mamuziva mudhara uyu Loice anotova nenharo naye chaizvo" "Loice ane demon rekuda varume" "Manager havasati vamuzivaka ndikuzviona vari kumuda chaizvo" Ndakaramba ndakanyarara nokuti ndanga ndakatoperera hangu, "Vachamuziva havo" "Ndikumuda uya ndini ndichamudzikamisa" Ndakadaro vakatanga kuita nharo neni vachiti hamumugoni ipfambi chaiyo.Nguva dzakatozofamba tichiitisana nharo ma customer achitenga ndichivaudza kuti ndini ndichamudzikamisa. Nguva yokuenda kumba yakakwana ndokubva tavhara shop.Ndakanga ndakutaura naLoice pawhatsapp achitondiudza kuti Ari kumba, "Ndikuda uuye kumba kunight" "Iiii rinhi unondipei" "Shaaa mwedzi hausati wapera asi chokukupa handishaye hangu" "Oky ndouya" Ndakafara chaizvo nokuti since tavata tose achanakirwa netsvimbo yangu haazodi futi zvevamwe varume. Ndiko kutanga kwakaita kufamba kwamazuva,Loice ainge achipota achiuya achirara kumba mamwe mazuva chero ndisina kumupa Mari.Zuva rokutanga kurara naye,ndini ndakabowa nokunakirwa nokuti kunakirwa kwangu kwaive mupfungwa,ndakarara naye ndichifunga kuti anonaka zvino pazvakasangana nokudziirwa nokunakirwa kuya iye chikapa achigona,ndakaita kubowa chaiko kugomera kunge mombe.Ndaibva ndafendera pamusoro pake ndichinzwa kuti yes yes ndanakirwa pono. "Ndinoda kugara newe Loice usiye tsika yako yokunorara nemadhara" "Ndinenge ndichida marizve" Moziva ndakada kumurova nehasha, "Une shuwa Saka unotovata nawo zveshuwa" "Zvine basa here nhaiwe inga iwe wanakirwa Wani hazvipere kunaka chero pakararwa nevarume 10 apa mose munonakirwa
❤️ 🙏 👍 😢 😂 😮 60

Comments