
Lorraine SHONA NOVLES🇿🇼
June 20, 2025 at 04:09 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaDxdcsICVffB0UwJl19
**KANA UCHIDA BOOK IRI KUBVA PA ONE FOLLOW MY CHANNEL UNORIWANA RESE UYE KANA USINGADE KU JAMBWA NE BOOK IRI GARA WAITA FOLLOW MY CHANNEL*
💮SHINGIRAI 💮
STORY BY LORRAINE
READ AND SHARE
CHAPTER 6
SHINGI.
Nguva yaiva yakuda kupinda Jay mumachira ndokudzima kwakabva kwaita light ndichibva ndatomuka ndichitonetsekana kuti chii chaiva chaita kuti light racho ridzime kudaro sezvo kuno kwaisayenda magetsi zvekudaro. ndakatotsvanzvadzira foni yangu pamubhedha ndokuyiwana kwachibva ndabatidza torch zvikanzi na jay
"Asi magetsi apera kani ?"ndikamuti
"Handifunge kuti apera ini, chimboyenda kuno checker kuzvima plugs ku dining unowons kuti zviri right here coz ini handigone kurara murima."
"Ngatingorare Shingi tozviwona mangwana makuseni."
"Murima munobhowa kurara Jay chingoyenda unotarisa kuti chii chaitika ?"
"Idzo dzambonguvai ?"
"Nine."
"Horyt rega ndiyende kunotarisa ma plugs acho."
"Horyt."
Asati abuda akambotanga apfeka hembe yake kumusoro sezvo aiva akapfeka ka short kuzasi.kwakuchibva azobuda achiyenda kunotarisa magetsi acho. hameno kuti chiiwo chaiva chaitika ndakazongowona light riya rabaka uyu Jay achibva adzoka ndokusvika achinditi" Magetsi anga adhinguka."Akataura achitobvisa hembe yake yekumusoro ndichibva ndamuti"Hakuna mumwe munhu ayita kuti magetsi iwayo adhinguke kunze kwe mukadzi wa Taku,ndiye asingabvire neju baker apa anoita kunge anotenga chikafu pano pamba , havatogone kudya zvinhu zvine budget, ini chaiye muridzi wepano pamba ndakangodya ka1 ,zvangu zvinenge zvaita zvino ava vanoita kuswerera kubika zvinhu, ma cornflakes aye ukanditengera musiuya handina kumbomawona kuti akapera sei ndakazongowona chachi box kana ndiwewe."
"Shingi chikafu hachinyimwe vanhu, Chingosiya vadye zvavanoda ,kana chapera unondiudza ndotenga chimwe."
"Hatifane kutenga grocery kawanda-wanda pa mwedzi, semukadzi wako ndine zvakawanda zvandinenge ndichida kuti undiitire."
"Tingawanzwe nyaya, wa ready here kurara neni ?"
"Ndagara ndiri ready nechekare beb,."
"Chirara zvakanaka ."
"Okay."
Ndakanyatsorarira negotsi ndokutanga muviri wangu wese kutekenyedza zvekuti nguva yakazouya Jay pamusoro pangu ndakanzwa muviri wangu wese kumerera
Achibva atanga kundikissa tumazamu twangu twaiva twakamira kuti twiii achimboita kumapfanya-pfanya aive achiri netumabhora mukati ndaitonzwa kutapirirwa nezvaindiita panguva iyi.
Akatonditi ndivhure makumbo angu ndichibva ndaita sekudaro.ndokutanga kunzwa kuti kune chinhu chaitoda kupinda kuzasi kwangu but kuti chipinde pane chinhu chaiva cha blocker. ndakatomboyedza kupfavirira panguva yaitoyedza Jay kundibvisa humhandara hwangu.ndakazopedzisira ndaku screamer!" Nemba yese achiti akawedzera pressure pandiri ndaibva ndaridza mhere !" Ndakatombosvika pakumuti abve hake pamusoro pangu ndaiva ndabzwa nekurwadziwa pasina chirikubuda.
But Jay wacho akaramba akati kwati-kwati pandiri achibva zongondiita rough sex,
Ndipo pakakwanisa kundidimbura virgin yangu.ndokutqnga kundishandira zvainakidza hazvo zvichiita kakurwadzirira asi hameno kuti zvii zvaiva zvakubuda kuzasi kwangu handina kumbobvira ndakasangana nazvo.ndakanyatsorarwa na Jay kusvika pakupedzwa pese panonaka.nguva yakazobva pamusoro pangu ndaiva ndangopusa-pusa achibva anditi...
"Muka tinogeza haungamborare wakadai ?"
"Wandinetesa Jay zvekugeza ngatizviitei mangwana."
Ndakadaro ndichitorara ne side akati...
"Handisikuda zvekunhuhwirwa mumagumbezi mangu ,muka ipapo tinogeza, hanty mazuva ese aya waichemerera kurwara neni, ndakurara saka wakuneta chii ?'
"Kuzasi kwangu kwakurwadza Jay handifunge kuti ndinombokwanisa kunogeza apa ndine ma nails."
"Muka hako ipapo."
Akabva andikandira drying towel rangu .
Ndokurimonera tichibva tayenda kunogeza tese, adindakatotadza kugeza kuzasi kwangu nemaoko kwakuzongoita kukugeza nekatauro.ndichitopedza kugeza handina kumboda zvekuchinja ndakanorara ndisina kupfeka .
Zuva rakateera racho ndichiwona Jay ayenda kubasa ndakasara ndichiisira fungai call back achibva afona,,, ndokutanga kutaura naye ndichimuti....
"Wamuka boe here, nezuro Jay akazorara neni ,ndakafara zvisingaite."
"Waiva wamupei kuti azoda kurara newe ?"
"Hapana chandikambomupa."
"Hooo,, saka zvaiva sei ?"
"Zvairwadza pamwechete nekutapira."
"Kana uchirimhandara zvinorwadza asi pamwe pacho apa muchange makunonakirana ."
"Nezuro ndakanakidzwa, hameno kuti ndinoita nhumbu here,, ndakuda mwana."
"Yimwe nhumbu haibate ne one day, munomboita ma months muchingoita sex chete yozobata."
"Ok."
"Saka urikuitei hako ?"
"Ndakarara hangu,, mazwano ndine house maid wangu, izvezvi atomuka akuita basa."
"Inga hako wakazviwanira maid."
"Handingamboti ku feeder vanhu nemari yemurume wangu ndoti kuvapa chikafu.
Nyika haisati yapfava kudaro."
"Taura zvako, ndichazokufonera ."
"Ok apa handisikugona kufamba ndirikuita kunge ndakachekwa nereza kuzasi kwangu."
"Mangwana unenge watova right wakunzwa kuda futi sex."
"Nhasi une ma client here?"
"Nhasi ndomboswera ndega ."
"Ok ."
Achikata foni yake,,ndakatoburuka pamubhedha ndichibva ndayenda kunotsvaga hembe dzekupfeka mu wardrope ndipo pandikabva ndasanganidzana nejira riya raiva rakaiswa na Jay pamubhedha ndichibva ndaritora nekutoribhedhenura ndokuwona rine ropa rakabuda kuzasi kwangu ndokuti Jay anopenga chete angaise jira rine ropa mu wardrope, inga anozviti ari smart .
Ndakabva ndarikanda pasi kwachibva ndayenderera mberi nekutsvaga hembe yekupfeka kusvika pandikazongotora ka dress kangu kaiva kakanaka ndokupfeka ikako.ndichibva ndayenda kunowacha jira riya ndichiita rekutsokota,kwakuchibva ndayenda kunoriyanika panze. Ayawo mabonga e pano handina kumbobvira ndamawona ndofunga vaiva vamukira kuyenda kuchipatara, asi basa vaiva vasiya vaita havo. imi ndaitoti handitambise nguva yangu kuyenda kunowona mwana asiri we hama yangu.
Ndakanva ndatozvibikira tea yangu ndokuyenda kunodyira ku dining. Asi ndaingonzwa kusazi kwangu kuvava kuchiita sekuti kwaitoda kubuda turashi.ndakambotanga ndichazvi ignore ndokunzwa zvichitoita serious ndakapedzisira ndakukwenya kuzasi kwacho pamusoro pe dress.......
Nguva dzakafamba ndichingogwarabvura kuzasi kwangu ndajazopedzisira ndayenda kunogeza ndichiti pamwe zvinoita nani, asi zvakabva zvatoita worse handina kutokwanisa kupfeka pants.
Ndakatopfeka chi bottom ndokutanga kukwenyera pamusoro pacho zvekuti ndakapedzisira ndakunzwa kupisa kuzasi kwangu.problem iyi yakatotanga Sema funnies.ndakatora two weeks ndichingokwenya apa jira riya randikawacha handina kuzombobvira ndariwona pawaya hameno kuti raiva rakatorwa nani, ndakatombobvunza mukadzi wa Taku akati haana kumboriwona.ndaiva ndaita kuzvimba chinhu changu zvekuti ndakatoshaya kuti chii chaitoitika pandiri kwakubva ndaudza Jay problem yangu" akanditi, pamwe wakapfeka pendi remubhero ndosaka wakuita problem iyoyo "ndikamuti, handina kumbobvira ndakatenga pendi remubhero , zvinhu izvi ndakatanga kuzviira kubva pandakarara newe" akanditi"Saka urikuti chinhu changu ndicho chakonzeresa kuti kuzasi kwako kuzvimbe kudaro?"Ndikamuti"Ndicho chirikutokonzeresa kudaro."akabvs andi ingore achibva atobuda kuyenda mu town kunotora mota yake yaiva yakabva ku Japan.ukuwo mwana wa Taku aiva pa comma kubva atange kurapwa hapana chambochinja paari aiva angomirira zuva rekuyenda kwe mweya wake.
Ndakamboda kubuda mu bedroom umu, asi ndakazesa kurwadziwa ndaiti ndikangofamba ndainzwa kurwadziwa zvisingaite zvekuti ndaiva ndakutoita zvekuwunzirwa chikafu mu room mangu nemukadzi wa Taku.
Musi uyu ndakatoswera ndichichema.
Ndaiva ndakushaya kuti ndoipedza nei problem iyi.apa jay wacho aiva akazvikonzeresa ndiye ayitondi ignore achitowona sekuti ndaita ma funnies.
Nguva yakazouya nemukadzi wa Taku nechikafu changu ndakatomuti ayende kunochiisa pa couch ndichibva ndamuti auye kunogara pamubhedha, achibva ayita sekudaro ndokuvati...
"Ma cleaner here mumba mangu, mazwano handisi kukwanisa kufamba kuyenda ku dining ."
"Ndatsvaira zvangu asi ndavekuda kuyenda kuchipatara kunowona mwana ."
"Pane zvandirikuda kukubvunzai musati mayenda ."
"Bvunzai henyu ."
"Pamukatanga kurara nemurume wenyu mune problem yamukamboita here ?"
'"Sekuti chii ?"
"Ummm makamboita problem yekurwadziwa nekuzasi ?"
"Eh ,but ndezve two three day zvopera ."
"Hooo pane munhu wandirikubvunzira ,chiyendai henyu ."
"Horyt ndakuyenda,."
Handina kumbovadaira, ndaiva ndatonepfungwa yekumboyenda kumusha ndiko kwandaiva ndakutowona kuna mbuya vaikwanisa kundibatsira problem iyi vaizikanwa na mai vangu vaita zvehun'anga.Jay uya akazodzoka kuma 6 ndokusvika achigara pamubhedha achibva anditarisa ndokunditi...
"Wakatsamwei ?"
Ndakatotanga ndamuridzira tsamwa ndokumuti...
"Zvaukandikonzeresa ndizvo zvirikuita kuti ndikutsamwire, ungatoyende kuno collecter mota yako uchindisiya ndiri mu condition iyi.urikuda kuti kuzasi kwangu kuore ?"
"Problem yako unotenga zvinhu pese-pese ndosaka wakuita problem yekuswinya nekuzasi kwako."
"Pese apa pandaipfeka mabhero ndaidii kuzviita , mira uwone hako week rino rikangopera ndakazvimba kuzasi kwangu uchandiwona hako ,haundizive zvakanakisa."
"Ndezvako izvo zvaurikundiudza , waichemera kurarwa neni , ndikakurara saka mhosva yangu ndeyei ?"
"Chinhu chako chine virus ,kubva pandakarara newe ndipo pandakatanga kuita problem iyi."
"Siyana neni , irikuteverwa nemamhepo ekumusha kwenyu ."
Ayototaura achindiitira hu rude pamberi pangu zvinova zvakatondipa kudemba kuti dai ndisina kumbobvira ndakarara naye.
Ndingadai ndisina problem iyi.
Akatondigadzikira chikafu chaiva anditengera ndichibva ndachirasa pasi zve hasha akanditi....
"Wagarisa manji usingarohwe neni , kurumbidza kusimuka ipapo unhonge zvinhu izvozvo."
"Handisikuda."
Akabva andivinga kumubhedha kwandaiva ndakagara achibva andisimudza ipapo zve hasha ndokundidira magwati aiva strong akanditi...
"Wakambotenga chikafu pano zvaurikuchirasa kudaro ."
Ndakatadza kumupindura ndakuchema achibva anditi...
"Ndane mazuva ndisingakurove, rega ndimbokugadzirisa."
Akatondidhonza kuyenda neni ku wardrobe ndichichema kudaro ndokusvika achobuditsa bhandi rakatanga kundirova naro achiita zveundizamurira pamwe nekundipa mbama ayita kurira mumba mese zvekuti ndaita kuridza mhere yekuita kunge pafiwa.ndakazoponeswa na Taku akangovhura door akasuruvara ndokusvika achiti kuna Jay.....
"Mukoma Jay mwana wangu andisiya...
Tasvika ku hospital tichinzwa kuti atoyendeswa ku mortuary....
Asi nei zvadaro ,,,kubva Mwari wanditorera mwana wangu mukomana.....
Ndichamuwana kupi futi mumwe anenge Mukudzei?" ayigara akanditaurira kuti daddy ndoda kukutengerai mota zvino achanditengera kupi zvaave chando kudai............
Vaakataura mashoko aya vachitodonhedza
Musodzi murume mukuru.........
End of this chapter 6
❤️
😢
👍
🙏
😂
😮
1.7K