🇿🇼Chihelele Shona Stories
May 31, 2025 at 09:37 AM
https://chat.whatsapp.com/IXeARB7AxU9Kdq0UPhiFDH *KANA UCHIDA BOOK IRI FROM PARAKATANGIRA FOLLOW CHANNEL* https://whatsapp.com/channel/0029VaxesKw0G0XjP7oQIv0q *Blood Ties* Nita Chihelele & Mai P #ashava Chapter 18 Lindiwe. Chokwadi chaicho ndaive ndapererwa chaiko. I had become to love Donnel with my all. Plus ndiye munhu wandaitoona kuti aigona kundichengeta. Nekuti future chaiyo pasisi vangu yaive isisina kundijekera. Kupedza chikoro chaiko ndaitoona kuti hazvibudirire. Nekuti Ivo sisi vakazvitaurira vega one day vachiti," ndavakutotadziswa kudya zvandinoda pamwe nekuita zvandinoda mumba mangu nekuda kwekudzidzisa vana vevamwe vanhu. O'level mainhiya hakuna motongobatisisa chitupa cheform 3 ichocho." Munhu wacho I knew aisadzora tsvimbo. Bamkuru on the other hand chero havo vaive vandiitira havo hutsinye he wanted kuti ndipedze chikoro. But chandaiziva ndechekuti mwana wamai vangu chaatotaura ndicho chaiitika chete. Bamkuru vaisazobudirira kumanikidzira kuti ndiende kuchikoro. Ivo bamkuru I would blame him but ndaikasika wo kuzvipa mhosva. Curiosity had pushed me to kubvuma zvaive zvaitwa nabamkuru pandiri. Ndaida kungonzwa kuti inodii kiss iya. So I was partly to blame pakubvumira izvozvo which lead him to sleeping with me. Plan yavo yekuti ndibvume kurara naDonny ndega ndaive ndatomboifunga. Donnel was my future so I had to do what it takes kuti andiroore. Kuroorwa ndiko kwaive kwava mupfungwa dzangu. Rimwe zuva ndichibva kuchikoro. Ndaitove mutown semazuva ese waiting for bamkuru kuti vauye vatitakure. Tete Onai kwavaidzidza kwaive kamufambo wakutobuda mutown. Saka ndaisakuenda every time. Ndaizongovamirira kuti vauye ka1 nabamkuru nemota. I was seated zvangu ndiripa phone pangu chatting naDonny. naMicah on the other side aive azouya neimwe number. Micah kubva musi wandakamuwana aina Rumbidzai ndaive ndatongomurambira tuu. Ende munhu wacho aive azoshandisa nzira dzese to get me back. But I had made it impossible for him semunhu aive atovewo neumwe mukomana. Ndaiedza posting my pictures angu ndiina Donnel kumusvibisa moyo. But aibva auya hot kunge mapictures iwayo ndiwo aimuchidzira. Donny ipapo aitoti," babe ngatisare ka mutown tinozotevera Sha I need time with you." Ndaimbosara tombosara zvedu tichitenderera sevanhu vanodanana. Saka musi iwoyo ndaive ndazvipira kuita zvataive taronga nabamkuru though hana yangu yairova zvisingaite. Ndaiti ndikafunga mupindiro wakaita zvinhu riye richindibvarura ikoko ndainzwa kuteta chaiko. But ndaizokasika kuzvisimbisa ndichiti," do it Lindy if you really want Donny to marry you." Saka paakaisa message iyoyo ndakabva ndatopindurawo ndichiti," okay neniwo there's something I need to tell you." Kwakuona zvisingaite kumuudza kwakukasika kuidzima ndokuti," okay ndinosara." Akabva aita kufara kani. Pavakazosvika nemota handina kutombokwira iye ndiye akabva aburuka zvake. Kumba I knew kuti bamkuru vaizondikavhira vese naOnai . Bamkuru vaisimbozviita zvekundikavhira. Pandaibvunzwa nasisi kuti mota yandisiya sei ndaingoti ndanonoka kubva kuchikoro. Vaitozvibvuma since I was doing form 3. Vaiziva kuti pamwe pacho tainonoka kuchayisa busy studying for the next year exams. Ndaiti ndikasara naDonny he would spoil me tonodya murestaurant. Ndizvo zvatakaita musi iwoyo ndichivimbiswa denga nenyeredzi dzaro. Donnel aindida zvisiri zvekumanikidzira kana. Zvaibva zvaita ndimude wo zvakanyanya. As always akabva ati," hande ka kumba kwangu sha umbonoona, please." Ende aigara achikumbira kuti ndisvike kumba kwake ndichirambira padenga denga. Kuri kutotya kunoitwa zvimwe zviye zviye. Asi semunhu aive ava nechinangwa. Musi iwoyo ndakabvumira mudenga ndichiti," it's okay hande but handisi hangu kuda kunogarisa." Ndakaona mufaro mumaziso make chaimo. Kwakubva ndapihwa kakiss kahuma hanzi," thanks babe wangu waratidza kuti unondida zveshuwa." Instead of taking a kombi akabva atoita zve taxi yakakasika kutisvitsa kumba kwake. Ipapo ndaiita kutadza kugarisika nekuda kwehana yairovera mudumbu chaimo. Mumba macho maive makarongeka zvamo for a single guy. Aisave hake nezvinhu zvinoshamisira but wega waitoona kuti his future is bright. Ndakanzwa kamoyo kufarira kuti ndakagona kudanana naDonny. Munhu wese wepamba ipapo akatopihwa maintroductions achinzi," ava ndivo madam vangu ava." Takazoti tagara ndaive ndagariswa pabed chaipo. Sezvo paive pasina pamwe pekugara. It was a king sized bed yaive necomfort yese kani. I confirmed kuti pfungwa dzangu was right all this time nekuona bhurugwa raDonny rafuta pamberi apa. Apa aive akungomedza mate kasingaperi. Akauya kwakugara padivi pangu and hugged me tight achimedzerera mate kasingaperi. Akazevezera hanzi," I love you Lindiwe, zvekutodaro hako." I nodded achibva azoti," I heard blaz vachiti you might not go kuform 4. Sha ndakuda hangu zvekukuroora ndobva ndasimudzira pacho pasiirwa nablaz wopedzesa chikoro wavapano. " I nodded akati," unoda here tiroorane this year babe?" I nodded futi achibva anyatsoridza huro achindidya muromo wangu. Handina kutombomurambidza but hana yaiita kuridza ngoma muhembe umu. Yaisave yangu ndega yairova neyake wo ndaiinzwa. Akabva andibatisa pachest pake hanzi," urikunzwa kuti hana dzedu dzirikuroverana babe?" I nodded achibva andipa imwe kiss. But it was just different from bamkuru's kiss. Yabamkuru yaive yemunhu ane experience chaiyo. Whereas Donnel aiita kunge anodzidzira. Anyways I didn't stop him. One thing led to another, ndikanzwa ruoko rwapinzwa mukati mebhurugwa rangu. I didn't even attempt to stop him. Kusvika azokurura bhurugwa rangu kwakuzoti," Donny I was scared to tell you kuti I'm no longer a virgin. I was rape......." Ndisati ndapedza manyepo angu akabva andinama kiss achiti," babe inini ndakada iwewe nezvauri zvese. Zvimwe zvese izvo inhoroondo, what matters most is you're now mine. And the past haina basa shamwari nekuti neniwo ndinayo wo past. Let's focus on the future and leave the past in past..." He said that ava kutogogodza pamusiwo. Guilty made me swallow as he inserted his member in me. Ndaiti achangopinda 1 na1 since pakavhurwa kare asi he struggled akazopinda after some seconds. Ndakaita kugomera as he filled me. Misodzi yakabva yatodzika nematama asi i dont know chandaichema chaicho nekuti zvaisamborwadza sezvazvakaita pana bamkuru. "shhh babe its okay. Zviri kurwadza?" I nodded my yes akandipukuta misodzi using his thumps. "Sorry babe". That's all he said achitowedzera pace yake. Ndaive ndonzwawo kwazvaiyenda nako and i remembered tete Onai vachiti manhanga kutapira. In no time he was done ndikanzwa akuti, "eish that was quick ndanyara wena". I just smiled hangu ndaida kudaira kutii ipapo. "Sorry sure ndavhiringika neheat iri kubuda umu iih inouraya munhu". Aidara achirova rova umu macho maaitaura nezvamo ndikanzwa kunyara chaiko. He took a towel akandiwiper. Paaive izvipukuta iye ndakatarisa his member ndikakasika kutarisa kuside and he laughed. "Uri kunyarei manje ipapo. Thanx babe I really enjoyed ndabva ndanzwa kuda kutokuroora nhasi chaiye". I swallowed hard hana yangu uchindiudza kuti Donny doesn't deserve such kind of betrayal. Aona ndaramba ndakanyarara he came pandaive akandipfekedza bhurugwa rangu kwava kundisimudza ndikamira netsoka. He grabbed me muchiuno takaita kutarisana. He planted a soft kiss pamalips chaipo akati, "Babe pandakakuda handina kumboti ndoda your virginity ini. Ndakada iwewe Lindiwe. Im not a saint either kusvika pandiri pano ndakatomboitawo sex. Iwewe ndanatsonzwa kuti hausi munhu ari loose so i believe whatever zvakaita wasn't your fault. Do you mind telling me what happened. Trust me it's not going to change how i feel about you. Ndongoda kuziva hangu". Something in me whispered kuti ndiwo mukana wekutaura chokwadi uyu Lindy but another voice screamed kuti kana usina kukwana taura haazombokude and imba yasisi vako inobva yaparara. This one rakascreamer ndiro rakaita nditi, "It was long back ndiri form 1.He was my first boyfriend akandibata ndakarivara ndaenda kumba kwake that's why wayiona ndairamba kuuya kuno. Ndaive ndangosangana naye muroad ndiko kudanana kwatakaita kusvika azondinyengetedza akandibata ndisingade". "Shame boys rimwe rakaoma kani but it's okay babe neniwo ndatozvinzwa kuti imistake yakaitika so ndokunzwisisa. Now chipachengetera inini chete handiti ka". He said that smiling and i forced a smile. Ainatsa kuoneka kuti ari kufara kwete mbijana. Hatina kuzogarisa hedu takabva tatotanga kunanaidzana achindiperekedza kumba. Zvekuti ndamunyepera zvaive zvoita zvichipera ndaive ndotonzwa kamufaro kekuti i have succeeded. Ndainzwa kuda kutenda musiki nekundipa munhu anonzwisisa saDonnel. I couldn't wait kuti gore racho richipera haro ndonotanga wangu musha.Akatondisvitsa padhuze pagate chaipo and ndaisatombonzwa kutya kana. Zvekuti kuri kusangana nasisi Ethel hameno paibuda chisvinu here. Akadzokera ndikasara ndopinda mugate. I was feeling relieved kuti finally munhu wangu avakuziva kuti handisisiri mhandara. Ndakapinda nedoor rekukitchen and maisave nemunhu. Musitting ndimo mandakazoona bamkuru naivo sisi. Ndakavaswedza bamkuru vakadaira zvakanaka asi sisi vakabva vatongoita sendavadenha. "Bee handiti unomuona Lindy hunhu hwake. Asi Lindiwe imbondiudza iwewe pano uchiri mwana kana kuti tave pabarika newewo watova mai vemba?" Ndakaramba hangu ndiri zii ndakavatarisa. Ndaisatove kana nenergy yezvese izvozvo chandaitongoda kurara chete nekuti ndainzwa kunge munhu apedza nhamo dzese. "Nhai chisikana ndipindurewo zve. Inguvai dzauri kupinda mumba mangu idzi? Kana makura makuda kuita zvamunoda mobva henyu pamba pangu inini handingazvigone izvo. Mapoto akatomirira iwewe mukitchen umo kasika vanhu vanoda kudya". Ndakanobvisa uniform ndimo mandakawana muna tete Onai avo vakangoti ndichipinda vakatanga kuseka havo vachindiwanzira nekupopoterwa kwandaive ndaitwa. "Ibp yekuvapindura kwawaita kuseni sisi vako. Ndanga ndakuda kutobika ndikanzi regai anouya achibika Lindiwe". "Varegei zvenyu vachandidemba ndaenda ini. Munhu wangu atori serious mai mwana nenhau dzekuroora". "Paya makazvibatira munhu ari right mainini mumubatisise.Mukaroorwa naye uya munenge magarika moisiya nhamo yapano iyi". Takazobuda muya tese tonanga kukitchen. Pakudya bamkuru vaingondicheka neziso. Patakazonorara ndakawana paphone paine messege yavo yakanzi, "Mainini madii hamuna kumbondipa feedback". Ndakaziva zvavairevera asi ndaitoshaya mapinduriro chaiwo. Kubva zvataive taita musikanzwa ndaive ndisisanzwe kakusununguka kaya around him or talking to him. Ndakazongovati, "Zvaita". Ndakaona typing kukanzi, "Natsotaurai ka mainini marara mese here or mazongomutsanangurira kuti hamusi mhandara?" "Iih bamkuru ingozivai kuti zvaita nhaimi". "Don't tell me kuti mapa mfanha uya chikitsi changu, chikafu chevakuru icho." Ndakaitarisa message yavo ndikaridza tsamwa vakakasika kutuma imwe message yaive nezvima laughing emojis vakati, "Its okay mainini. I do care about you and i will always say sorry kusvika ndapinda muguva". Handina kuzoipindura iyoyo i saw no need to reply. Ndakabva ndatotanga kuita nyaya nemunhu wangu uyo aingondirumbidza. Days moved by apa naDonny taive tadzokera pedu pakudanana chaipo and ndainatsozvionera ndega kuti apa ndinodiwa apa. Nabamkuru taive totaura hedu asi we were not close like before. After a week ndarara naDonny date remanyaradzo amhamha raiveko mangwana acho isu takaendako the day before kuitira kunocleaner. Imba yaive isina kuzombotengeswa asi baba vaive vasina kudzoka vakuita zvekumusha. Hameno kuti bamkuru vaida kuitengesa zveshuwa here kana kuti kwaingova kuda kudzinga baba nekuti hapana akazombouya achinzi ndiye atenga imba. Takaswerera kucleaner and vehukama vazvinji vakauya kuti vazorarirapo. Sisi Vaive vakagara zvamo mumota vachiti musana waive uchirwadza isu tichicleaner. Hameno dust zvaraive rondiita pahuro apa zvekuti ndakatanga kukachidzwa. Ndakakosora dzamara ndarutsa ndikanzwa tete hanzvadzi yadad vachiti, "Muroora. Mai Memo wamuona mwana wako ari kurutsa uyo. Ndambokuti kudii paya ukati haaite izvozvo uyo akadzikama.Imimba iyo ane nhumbu mwana waPhibie uyo". Ndakasimudza musoro kuvatarisa ndichitonzwa kakupera simba chaiko. Our book will be*on sale* from chapter 19. Please make sure you secure your seat kusubgroup nekuti kunenge kuchibvira moto. You don't want to be missed nemabvira-bvira emoto aya!! Usaite zvekuzofungidzira kuti zvakazodai huya uzvinzwire wega! Tichatanga nepromotion before chapter 19 unouya hako ne$1.50/ 75zig/ $2 airtime buddie/30rands voucher. 75zig apa O78O368492 N.Makohliso $1.50 us apa 0776134925 V. Zengenene
❤️ 👍 🙏 😮 😢 😂 139

Comments