🇿🇼Chihelele Shona Stories
June 21, 2025 at 09:41 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFoSsbLikg4utskT10K
*Follow my channel for previous chapters and more books!*
https://chat.whatsapp.com/DO7EVxFjXBs34M6D4yq9YG
WINDFALL
Written by Nita Chihelele
0️⃣7️⃣8️⃣6️⃣6️⃣1️⃣5️⃣9️⃣9️⃣7️⃣
Chapter 4.
Samantha.
Tau aingondipuruzira kumusana all the way in the plane kuenda Ku South Africa. Ipapo ndaizevezerwa ndichinzi,"Babe please try not to stress. This process haitodi unestress." Kwandiri manje zvaitova hard not to stress. Ndaitotadza kugara zvakanaka ndichingo mover mover ingori nyaya yestress chete. Takasvika kuSA manherz. Taive tananga kuCapetown ndokwaive neFertility clinic yacho. Yaitonzi Cape Fertility clinic, it was of the best in SA, our doctor had recommended it.
We had booked a hotel. Taurai aive ati tisvike two days before ndimbozorora before going for the process apa yaidhura zvisingaite. Chimwe chaindidya was losing that kind of money nekuti idea yacho ndini ndainge ndauya nayo in the first place yekuita IVF. My husband didn't mind kuti nhumbu haisi kubata. Not that aizondipopotera kana zvaizofamba nepamwe but zvaizongorwadza so.
We ate dinner but in chikafu chakaramba kudzika. Tau akandinyengerera achiti,"you know kuti process iyi inoda uri healthy. Kutadza kudya ikoku might cause some problems."
"Love I'm trying but if I keep shoving the food down my throat ndinogona kutorutsa." I was being honest akabva atoti,"fine babe, if you aren't ready yet we can always postpone. Tongozvitora sekuti tauya kuvacation."
"No I'm ready sha, there's no way we're cancelling. Remember we have booked ka."He nodded achiti,"I know baeb but it doesn't matter kana wavakutya." Ndakagarisika trying to appear ready and excited akaseka hanzi,"you don't have to pretend kwandiri mai Karakadzi nhai."
"I'm not pretending hubby, I'm strong and I believe God will help me parwendo urwu." I said that almost praying akati,"God will definitely help us in this. He's involved babe saka there's nothing to fear." He was really trying kundisimbisa. But kudya akanditadza kundimanikidza kusvika asiyana neni. I got a very beautiful message from vamwene vangu before I went to bed. Yooh that woman was God sent. Message iyoyo yakatomboita ndinzwe kakurerukirwa mbichana. My mom called kuseni vachibvunza kuti tafamba bho here.
Mangwana acho we went to Camps bay kubeach. After that we went to have lunch at some restaurant yaitengesa sea food. My husband was really trying to spoil me.
Takadzokera kuhotel kuma late. Going to the beach really helped nekuti I was a bit relaxed patakadzoka. We had a steamy romance before we went to bed zvakawedzera kakusununguka. Ndizvo zvatainge taudzwa nadoctor Bvudzijena to practice stress reducing activities before and during the treatment. Kwainge kwamgosara zuva one chete.
Second day taida kuenda kuTable Mountain but my husband decided against it achiti zvinogona kundinetesa. Instead takazoenda kuboat cruising. Yooh it was fun zvekuti ndainzwa kufaranuka muviri wese which was good for me.
Musi wacho we woke up early mama mai vaTau vakati tinamate tese ivo varikuZimbabwe. Not that my mother didn't care asi kungoti vaisave munhu ari too much into zvechurch izvo. Unlike vamwene vangu vaive mukadzi waFounder we God's Disciples Ministries.
Appointment yedu yaive kuma 9 kuseni. We took an Uber kuenda ko. The doctor was so friendly. Akatiudza exactly what Bvudzijena had told us achiti," first of all we do initial consultation. And we do ovarian stimulation that last 8--14days. We then move to egg retrieval, fertilisation, embryo transfer and then pregnancy test. The embryo transfer and pregnancy test are typically performed 5days after fertilization." We already knew that. He went on to say," you will start medication before the first day of the cycle. The IVF will begin on the first day of your period."
First day ndakapihwa medication yema injections. Ndaifanirwa kuzodzoka futi after 14days . We had to rest for a day before taking a flight back kumba. Tau aive asisade kuti ndibate chii zvacho mumba. Chero kuenda kuOrphanage aive asisade hanzi," we have to be extra careful sha kuti zviite."
One day ndakamuti,"babe ndirikuda kutora musikana uya anonzani gara zviye? Uyu... Katherine nditange kuti azive zvinhu zvacho." Akabva atoti,"babe please zorora! Katherine wako uchamuona zvinhu zvava settled. It's a huge thing zvatiri kuita ka izvi." Ndaitoona kuti Katherine iyeye was going to make our business go far. She was curvy aneka waist kari slim. Aive ne figure yemamodels chaiyo. Manje murume wangu aisaona kunaka kwake ndaizviona hangu. Any outfit was going to look great on her beautiful figure.
Mazuva akakwana ekuti tidzokere kuSA. Ikaitwa process yacho kusvika yabudirira tingoriko. Challenge yakambovapo was that of choosing a gender. We didn't know you can choose a gender as well. Taurai akati,"we just want a healthy baby chete. Zvinobuda musarudzo yaMwari ndizvozvo." But inini I definitely wanted a boy. A boy who was going to be his daddy's little boy, his dad's right hand man. The prince, probably he was going to be Tau's photocopy. That I was so sure about. So takaita zvemukomana. Takadzokera kuZimbabwe ndava nenhumbu yangu.
That feeling yekuti there was a life growing inside me made me feel like a real woman. The feeling of carrying my beloved husband's first child arimukomana futi made me feel so special. Both our parents were so happy kani. Wangu murume aiita sekuti ndiri zai rinogona kuputsika anytime.
Mumba medu makatanga kunakidza kani not that maisanakidza before just that it was tripled, we had to praise God every day. Everything was so right, life felt good. It was really worth living.
I would go kuChinyaradzo Orphanage kamwe chete pavhiki. Taurai was so strict nenyaya dzekufamba famba idzi. Although we were ensured that there was nothing wrong in doing tuma light exercises zvatwo. Neniwo ndaimunzwisisa nekuti I was counting down mwedzi yekuzobatawo kamwana kangu. We had named him after baba vaTau Founder Elvis Karakadzai. Taive tavakutodeedzana mai nababa Elvis.
I managed to convince baba Elvis kunotora Katherine and started kushanda naye. Though aingochema chema achinditi,"babe please try not to strain you. Zvimwe zvinhu waizozviita waanemwana." Yoo ndaanemwana kwese uko? I wanted him to see what I had seen in that girl. I wanted to prove to him that I can easily spot a model chero arimumadhumbu chaiwo. And I he was going to be proud of my decision pamberi apo.......
Stay tuned.
❤️
🙏
👍
😮
10