🇿🇼Chihelele Shona Stories
June 21, 2025 at 09:42 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFoSsbLikg4utskT10K *Follow my channel for previous chapters and more books!* https://chat.whatsapp.com/DO7EVxFjXBs34M6D4yq9YG WINDFALL Written by Nita Chihelele 0️⃣7️⃣8️⃣6️⃣6️⃣1️⃣5️⃣9️⃣9️⃣7️⃣ Chapter 5 Samantha. Chakandifadza ndechekuti Kathy aive fast learner. Zvizhinji haana kana kutora time kuti akwanisa kuzvibata and waiona kuti munhu arikuita neshungu. Pakuti ambofamba nema heels apa ndipo patakamboseka zvekuita mabayo. Kana Tau ndakanzwa oti,"Iii ko kuzofamba uchityora muzura ndiko kudii nhaiwe Kathy?" "Haaa babe nhai Siya mwana," ndakamudaro asi ndave kutobuda misodzi nekuseka. Aitominyuka pamwe pacho opotsa adonha kusvika ndazomuti chizorora nekuti ndainge ndave kunzwa mudumbu nekuseka. Iye manje semunhu aive neshungu akaramba kwave kuenda kwake ega kwaakazotanga kuzviitira zvinhu zvake. Ndakasara ndichizembera Tau wandainge ndakagara naye kwave kutambisa tundebvu twake zvikanzi,"Hazvitenderwe izvozvo. Dai ari umu Ari musikana ndiye ega aibvumirwa kudzitambisa ndozopiwa hangu matekenya ndebvu." "Saka handibvumidzwe kutambisa ndebvu dza pastor?" Ndakabvunza zvikanzi,"Watanga Sam manje ini ndokurova nemboma." I giggled kwave kurara pakati pamakumbo ake. He separated them zvekuti musoro wakabva waenda pakati chaipo. "Manje haunyare?" Ndakamubvunza zvikanzi,"What? Your presence ndiyo inokonzeresa zvese izvi." "Don't blame me," i said looking around kutsvaga if Kathy was still around. Rudo aisavepo it was just the three of us. Ndakamunzwa Kathy wacho achiridza magogo ari mu lounge. Ndakatarisa Tau ndikati,"Manje Shumba vakakonewa kudzikama pese pese bho here?" "Babe handiti ndiwe wanga uchingondizembera zembera here?" Akabvunza ndikati,"Saka urikutoda?" Akaramba akanditarisa and ndakanzwisisa what he meant ndikati,"Hande." "Aarg," he said achitarisa mumba zviye zvekuti urikuda ndionekwe ndakadai here. He was wearing a pair of bottoms and a sweater. I looked around ndikati,"Iiii wona yekutamba wave munhu mukuru." He didn't comment ndikati,"Usanzwise tsitsi apa." "Ingoita zviye zviye," he said ndikati,"Iiii kana. Hande ndokuvharidzira." Zvinhu aizvida Tau and ini I always made sure kuti pandinoona kuti zvaoma ndoita plan. He shook his head achisimuka kwave kubva ndapeta Ka carpet katainge takagarira. Ndakatora fleece raive pamusoro kwave kuisa pamafudzi ndikafamba tave kupinda mumba. Munhu wataisada atione aitoratidza kuti bhutsu dzanga dzamunetesa dzainge dzangosiiwa pamusuwo. She had moved in with us taona kuti kumbobva Ku Highfields achiuya kwedu zvaive ne labour. Aitenge akubatsira Rudo nomatter how much I tried kumuita kuti anzwisise kuti basa rake raive rei. Wainzwa oti,"Ndatojaira kuita ndega saka kuitirwa neumwe munhu zvinondiremera." Kwavo kumba aizongoenda during weekends chete. Phone yangu yakaringer tichangopinda mu bedroom kwave kutarisa aifona kuti ndidaire. Aive Noku cousin sister yangu. Ana mai vedu were blood sisters. Unfortunately phone yangu yakangobvutwa nadaddy kwave kubva vaikanda pamubhedha. "And the...," haana kundipa mukana wekutaura ndainge ndamiswa against the wall munhu ave all over me. Ndakabva ndatokanganwa zve phone ndave kurwisana nezvaainge akapfeka iyewo achiita the same. Shumba vainge vatori ready kare takadzedzereka tese tisisina chinhu and landed on our bed. Ndakamutarisa kumeso achiuya pandiri zvikanzi,"Urikuda kundidya here?" "Yes. In all the best way possible," ndakadaro ndichiruma muromo wepazasi ndikanzi,"Don't do that." Ndaiwanzozviita ndichida kudenha. He had said he loved it and it always gave him dirty thoughts. "Aaa," ndakadaro feeling him penetrating kwave kumbofemereka ndikatoti,"Zvakatanga rinhi izvi daddy." "Sorry," he apologised ave kutobata mukaka asi atovamo kare. I dug my nails into his skin as he rocked me going to every corner. "Masi babe," ndaiziva kuti kana odaro zvanyanya. Zvainge zvanyanya wo zvesure kana inini ndaizvinzwa. Ndakanzwa Kathy achindisheedza ndikati nhasi zvangu. Ndakavharwa muromo nekiss na Tau uyo aitozama kundiudza kuti hapana pandaizomumisa ari pakati. Handina kudaira I moved for my husband kusvika ndanzwa kuti zvave kuita. Ainge ave kundiziva in and out. Pandakafinyamisa kumeso akanonyura ndikati,"Iiiii..pa..po....Shumbaaaa kani" "Apa?" He asked and I nodded fast. Damn it Tau was just a beast in human form when it comes to love making. Phone yakarira again asi handina kuita basa nayo. Satisfaction was all that we needed. Fortunately takapedzerana kwave kubva andiruma nzeve ndikanzi,"Shit mukadzi iwewe urima1." I giggled lazily kissing his neck trying to calm myself down. Akazobva pandiri after a while kwave kumira nemakumbo akandidhonza kuenda ku bathroom. We freshened up kwave kubva ndazotora phone yangu ndave kufonera Noku. "Sisi," akadaro ndikati,"Mwana wamai vangu hesi. Sorry ndanga ndichimbogeza pawafona." "No problem I just wanted to check on you. Muri bho?" "Ndiri bho hangu urisei iwewe? Kurisei Ku Bulawayo?" "Kuno kuriboe Sisi. Ndakawana attachment ikoko so ndanga ndichida kutaura nemi. Ndimi munoziva Harare ndokumbirawo kutsvagirwa imba. Sorry nekunonoka kukuudzai apa I'm supposed kutanga basa neMonday. I need a room to rent kunana DZ, Kuwadzana kana Budiriro kunema rentals akachipa nekuti handina mari. Ipapa mai venyu ndivo vandiri kutonetsa pandakawana pacho hapabhadharwe saka ma1." "Aaa Noku manje ukanetsa mama zvingabuda here? Urikuti vanoiwanepi mari yekukubhadharira rent mu Harare?" "Iko kujingirisa kwavanoita Sisi zvino manje ndingadii? Now ndine yandanga ndakambosaver hangu ndichitengesa tengesa mafuta kuchikoro so for a start I'm covered." "I will get back to you kana ndaita zvandiri kufunga." "Thank you my sister. God bless you," she said ndikati,"Don't thank me yet. Anyway Ndokufonera." "Iribho," akadaro pandakango cutter kwave kutarisa Tau zvikanzi,"Watanga Samantha. Matotanga so." "Sorry babe but hona ka zvingaita here kuti abhadhare rent isu tine imba? Anongorara na Kathy room yaari kushandisa handione Paine dambudziko. We're already helping vamwe vanhu and it won't hurt helping our family members as well. The reason why ndisina kuda kumuudza ndeyekuti ndanga ndichida kutanga ndakubvunza iwewe." He sighed zvikanzi,"Handina kana problem na mainini. Ko zvanga zvakaipei renting for her somewhere hako?" "Ko pano pakashatei?" I asked akati,"Hapana babe it's just that you know what just go on nezvauri kufunga. I think it's actually a good idea than kuti vanogara kumwe." "Handiti waona point yangu manje?" "Ko handiti unozviita unofunga stereki," akandidaro ndikaseka akati,"Apa ndini ndega munhurume muno mumba. Haisi yatova abuse iyoyo?" I just laughed kwave kusara ndichifonera Noku iye abuda. Ndakamunzwa ave kutaura naKathy achimuti,"Maneta nekufamba nemagogoka? Muchaminyuka makumbo ana Katherine imbozororai." "Ko zvepamuromo ndozvinei nhaimi?" Akabvunza ndikaseka shaking my head. Noku akabva adaira ndikati,"Don't worry about finding a place hanzi na bamukuru vako mainini ngavauye tigare hazvina kuipa." "Aaa guys ndanga ndisingade kukuremedzai. Ndave munhu mukuru kaini." Aive mudiki kwandiri nema months chete asi tirive same year. "Hauna kukumbira Noku tisu tirikuti imba iriko huya hako ugare uchishanda. You're family." "I know Sisi but eish makundiomesera." "Iwe sha just bring your ass here putseq. Takuomesera chii ipapa haiwa. Kabenzi." Akazoseka zvikanzi,"Mai Mufundisi mukwane manzwa." "Come home Sisi. Don't worry about anything everything is here. Ingotakurai hembe don't bother yourself kuti motiigirei. Muchazotiigira kana mave kupiwawo pay yenyu mumaoko." Ndakanzwa Kathy akundidaidza futi ndikati,"Anyway I've to go. I've to attend something chiri urgent. Let me know musi waunokwira bhazi. Unofanira kusarira ku showground usaenda kumbare." "Thank you mwana wamama. Mwari vakuitirei zvidhafu vanhu imimi." Ndakazobva paphone ndikabuda ndakutsvaga Kathy. Ndakamuwana Ku sitting akamira zvikanzi,"Ndanga ndichida kukuratidzai kuti I'm now a pro." Ipapo aitotaura achipfeka bhutsu dziya kuti afambe nadzo. Stay tuned
❤️ 🙏 👍 😂 😮 10

Comments