MITI🌿NESORA💐ZVINORAPA💊
June 16, 2025 at 05:56 PM
*CLOVES GARA UINAWO MUMBA*
*Tora 4 ma cloves woisa mumafuta Ako ekuzora hazvinei kut anonhuwirira here kana kut ingoisa mumafuta chete but before usati waisa mumafuta unomabata then pray pane zvose zvauri kuda wakamabata wozoisa mumafuta wozora hako ,ndati Mari inouya at any angles kufarirwa uku ma favors pangava pose pose nevaikuvenga vanotanga kukufarira eve mabosses kumabasa more favors, even kuchikoro your school teacher anotangawo kukufarira kukupawo attention pawork yako , haaa zvakawanda even mumarriage unogona kuisa mumafuta anozorwa kana nababa ,mabasa aya vanoita ekuramba , mafavors aya anenge akawandisa*
*Now another second remedy for cloves unoisa mumvura yako yekugeza wogeza zvako zvaunoita unomanyika mumvura wopota uchitora mvura iya pamunopedza kugeza normal bath wozvidira worega kupukuta uchaona minana hako*
*Imwe yacho Vaya vanochema kut Mari yangu handisi kuona kushanda kwayo munoisa munogara Mari yenyu kana Vaya vanotengesa munoisa mune Mari yenyu kana vana baba munoisa mu wallet ngaagare imomo anobatsira kut Mari isatorwe nem*CLOVES GARA UINAWO MUMBA*
*Tora 4 ma cloves woisa mumafuta Ako ekuzora hazvinei kut anonhuwirira here kana kut ingoisa mumafuta chete but before usati waisa mumafuta unomabata then pray pane zvose zvauri kuda wakamabata wozoisa mumafuta wozora hako ,ndati Mari inouya at any angles kufarirwa uku ma favors pangava pose pose nevaikuvenga vanotanga kukufarira eve mabosses kumabasa more favors, even kuchikoro your school teacher anotangawo kukufarira kukupawo attention pawork yako , haaa zvakawanda even mumarriage unogona kuisa mumafuta anozorwa kana nababa ,mabasa aya vanoita ekuramba , mafavors aya anenge akawandisa*
*Now another second remedy for cloves unoisa mumvura yako yekugeza wogeza zvako zvaunoita unomanyika mumvura wopota uchitora mvura iya pamunopedza kugeza normal bath wozvidira worega kupukuta uchaona minana hako*
*Imwe yacho Vaya vanochema kut Mari yangu handisi kuona kushanda kwayo munoisa munogara Mari yenyu kana Vaya vanotengesa munoisa mune Mari yenyu kana vana baba munoisa mu wallet ngaagare imomo anobatsira kut Mari isatorwe nemushonga kana kut isangopepereka*
*Geza nemvura ine ma cloves , zora mafuta ane macloves uone shandukoushonga kana kut isangopepereka*
*Geza nemvura ine ma cloves , zora mafuta ane macloves uone shanduko
🙏
❤️
👍
❤
😂
😢
👏
😮
🩷
🙇
280