Mai Ishe"SHONA"online Nove🇿🇼🇿🇼
Mai Ishe"SHONA"online Nove🇿🇼🇿🇼
June 17, 2025 at 08:31 AM
MY GRANDMOTHER'S WISH 💅💋💅 *VARIKUDA BOOK FROM CHAPTER ONE PINDAI UMU NDOO MANDICHAISA BOOK KAONE IMOMO👇👇👇👇👇👇* https://chat.whatsapp.com/Lve8DAHBLwU0SaXLsTHrFN STORY BY MAI ISHE FOLLOW US KUCHANNEL ⤵️ https://whatsapp.com/channel/0029VaRyyBBIyPtcBppd9033 📱0783873⁷¹5 📱0716964³⁴5 All rights reserved. Parental guidance is advised Chapter 2️⃣5️⃣ *VIMBAI* Ndichiona murume wangu achisvika kumusha Kwedu anditevera ndakanzwa kufara,asi pasi pemoyo wangu hana yairova chaiko nezvakange zvaitika kwandiri husiku hwapfuura,Hilton akatsanangura nyaya dzese sekunetsana kwataiita pamberi pagogo,asi gogo vachimupa mhinduro zvinhu zvose zvakarerutswa hazvina kutozomboita sekunge rakange riridambudziko mumba medu""ko watogara chiisa zvee mvura yekugeza murume wako ageze Harare kure uku""vakadaro gogo ndakatoziva kwaive nenyaya yavo sezvo vaive vambozvitaura pachine nguva,uye ini ndakabva ndaitawo gadziriro,Ndaive ndakatarisira kupera kwedambudziko asi hazvina kuve sekufunga kwandaiita nokuti ini naHilton hapana chakaitika husiku uyu kusvika kunze kwayedza,husiku hwese ndichizama kufadza Hilton asi hapana kana chakafamba kana kubuda zvako,ndaitotamba naye kumubata nekuita zvose zvingaite kuti mboro imiri asi zvakaramba,pakutanga yakatomira zvekuratidza kuti akange ave kutodawo asi nguva yandakaenda pamusoro pake yakabva yatorara kusvava kudzoka kuita kadiki chaiko""Hilton chiii ndamboenda kukubata nekutamba newe mudiwa wangu asi ndinosvika pakukundikana zvazonyanya izvi,asi wave nekumwe kwave kukugutsa""ndakadaro ndachigara,apa iye ayive akarara hake negotsi akatarisa mudenga ""pandakadaro Hilton akatura mafemo ndokundibata hake ndokundiradzika pachest pachest. ""haaa ndiri kutoshaya kuti ko chii,neniwo ndave kutogumirwa handichazive zvekuita"" ""Ndinodawo kusvirwa Hilton, asi kana zvichidai ndinosvika kupi ndiri panzara"". Pandakadaro ndakabatwa face ndichibva ndakiswa munhu ndokundimbundira zviye zvekuratidza kuti munhu ayisada neni. ""I love you Vimbai zvichanaka don't worry,mboro uchange wave kuita yekuramba"". "I love you too ": Paakadaro handina kana chimwe chete chandakazotaura takabva tatorara hedu kusvika kunze kwayedza, makuseni iwayo ndakatomuka ndakabhowekana chaiko ndokunzwa ""Vimbai I know kuti gogo vachabvunza kuda kuziva asi sezvatakangoita pana tete ndoo zvatinoita "" akadaro Hilton awona ndamuka pamubhedha asi ini mumoyo mangu zvakandirambira ndichibva ndamuti""tinosvika rinhi tichivanza dambudziko iro richikura""pandakadaro Hilton akabva amuka paive akarara ndokugara "" hazvisati zvazivikanwa ane dambudziko asi ini kuside kwangu ndiri 100% sure kuti handina dambudziko randinaro"" paakadaro ndakada kuseka ndokutoona kuti ndikaseka ayigona kunyumwa ndichibva ndamutarisa regai gogo vakati irema chairo"" hoo saka ini ndini ndine dambudziko anditi""ndakadaro nezwi raive pamusoro ndokuzvidzora sezvo taive kumba kwedu ndokubuda hangu panze,zveshure gogo vaive vakamirirawo mhinduro ndakavaudza sezvaive zvataurwa naHilton vakafara chose,""hauna kundi nyadzisa kaa Vimbai,chikapa wakasimudza kaa,kunyatso pepeta muzukuru wangu wedangwe,ndoda kuti murume wako aziva kuti all the way from Charlton London is not a joke,handina kupusa ini muzukuru ndaidikwa nevarungu vaiita kudai""vakadaro vachirova maoko avo,ko ndaigodii hangu hangu ini ndaive ndanzi ndivanze zvose""sekutaura kwenyu gogo nemo nemo ko ndingaenda nepi mbuya vangu vari lecture wemu bedroom""pandakadaro vakabva vaseka zvavo""chirega kugara zvee nokuti mvura yekugeza yatopisa,chitorai mugeze musikana ari kutopedzisa kubika breakfast,""vakadaro gogo apa kwaitove makuseni chaiko zvekuma past 7,ndakatorawo mvura ndokuisa mu shower ndichibva ndamutsa Hilton ndokupinda mu bathroom kuti tigeze,ndakambozama kumubata ndichiti zvimwe zvingaite, takatoita romance svinu tirimo mubathroom,kutomboisvisvina chaiko ndine tarisiro yekunyatsosvirwa zvokuti pandakazomukotamira akangoti kuisa musoro asati atokoira chaiko akabva atotunda apa masperm ake akabva ayerera achiuya kuguvhu kwangu,ndakangosimuka ipapo ndokuchema ndakanombundira Hilton ""sorry babe am trying shaa but zviri kuramba,""akadaro hake asi kutaura chokwadi ini ndaive nepain pamoyo pangu paiita kurwadza chaiko kunge pane ronda,zvakangooma vasikana kunzwa kuda kusvirwa worega kusvirwa kwacho iwe mboro wakaitarisa,Hilton akatozviona kuti ndaive mupain chaimo nguva iyoyo akabva asimudza gumbo rangu one ndokurimisa pachamber rumwe ruoko rwake akandibata zvakanaka neche pamusana,akanyatsonditarisa kubva kumeso ndokudzika neni kusvika atarisa beche,matinji anga akarembera zvawo even hujucy waive uripo sezvo ndanga ndagara ndatota kare, nguva iyoyo akabva amabata softly ndokumakwiza,ndakatoona mboro ichisimuka ndichibva ndangoti ""why me""ndakadaro nechemumoyo apa ndaitarisa zvangu ndakabva ndaibata ndokupuruzira musoro wayo ndichiita kakushinyirira hangu ndichiyibaisa paguvhu pangu,ukuwo Hilton nguva yaakabata matinji akabva amapuruzira soft soft achibzoka kubean nokunopinza chigunwe mukati zvishoma muromo wake ndokuruma kamunyatso zvishoma,ndakanzwa moyo wangu kuenda kure kure chaiko, ndakamerera apa kupinda kwaiita chigunwe chake chepakati achibudisa ndaitonzwa sekunge ndiri kutosvirwa chaiko,ndakanakirwa zvekusvika pakukanganwa kuti taive mubathroom ndokuchemerera,""chingoyi nhanzvisa hako pamusoro bedzi ndinzwe zviri nani ndakufa ini"""ndakadaro kuna Hilton,pandakadaro ndakabva ndagara zvakanaka pachamber makumbo angu ndakavhura rimwe uko rimwe uko iye achibva agwadama ndokukwiza beche nemboro yake,aiwa zveee ndakanakirwa zvekutadza kuziva zvandaiita ndakatanga ndichinyara kuchemerera zvekubudisa voice asi apa ndakatibudisa,ndakazongoitora nechigunwe ndichiisa mukati ichibva yatosvava zvayo, hapana akataura nemumwe asi Hilton akabva atanga kundidya kuzasi kusvika ndatunda,Ndakatombonzwa zvirinani ndokugeza hedu,""tiri kudzokera izvozvi ndoda kunokusiya kumba kwana mhamha ndozoenda kubasa vana gogo vakauya""adaro Hilton tave kuzora mafuta, kureva kuti takange tave kutogadzirira kudzokera kuharare""hoo gogo vakauya,but babe ndanga ndichida kumbo swera newe I miss you honey, plus uri kutodzokera usina kuona sekuru"ndakadaro ndichimuzora mafuta pachest iye akabva andikisa pa forehead ""babe tinenge tiriko tese ikoko ndokusirei wega,sekuru ndinovaona mazuva mazhinji"" paakadaro ndakabva ndambundirwa ndaitonzwa kuti apa ndinodiwa apa asi wotoshaya kuti satan wacho ayida kuti ndizofarawo zvaita sei chaizvo,tapedza takabva tabuda tese hedu ndokuenda panze gogo ndokutorana naHilton ndokutanga kumuratidza chimiro chemusha wedu. ""Vimbai wamukasei"" ndakaita kakuvhundukira apa ayive maid wagogo akange adaro apa ayitove munhu wechikuru umwe wake achiita hake washen,""sorry ndavhunduka handina kunge ndaona kuti ndoo pamuri mamukasei antie"" pandakadaro vakabva vaswedera pedyo neni"'sorry nekubvunza zvandinoda kubvunza kaa asi hana yatorova ndichiona murume uyo ari pano ndianai uyu"" vakadaro anti iniwo ndakatonetsekawo ndichibva ndatarisa kwaive nagogo naHilton apa vakange achimubatira huku vachisunga makumbo,ndakasekerera ndichibva ndavatarisa""bvunzai henyu asi mamuziva kani mune kwamakambomuona here,ndoo murume wangu anti""ndakadaro ndakatarisa anti apa vairatidza kusasununguka pachiso chavo""aah zvinoshamisa unoziva,murume wako handimuzive uye nhasi ndoo kekutanga kangu kumuona pano,asi ndakamurota manheru apfuura zvichiita sekunge anga ari kudanana newe iwe wagara wakaroorwa kare muchiita kunge chihure, zvino wasvikirwa nemurume wako anga akakuroora uchizama kuita bonde nemurume uyu handizive kuti zvafamba sei asi ndazongoona murume uyu ave kubuda ropa mukanwa nemumhino ari pamusoro pako,handina kutoona kuti zviyi zvaitika asi chandazoona murume anga achizviti murume wako wacho anga ari murefu zvekuti handina kuona face yake asi maoko ake anga azara neropa kuratidza kuti ndiye anga akuvadza murume uyu,ini ndapepuka iwe wave kuti Busi wazviitirei ndavhunduka mwanangu, ndangoti ihope panguva yandamuka asi ndatozoshamiswa ndichiona muchibuda mese mumba umu une chokwadi kuti ndiye murume wako, unongonamatawo nezvazvo dzingoriwo hope""vachipedza kudaro vakabva vashevedzwa nagogo kuti vauye kutora huku vaise mumota asi kubva kwavakaita pandiri ndakasara ndikagumira nokuti hope dzavo dzakaita sechokwadi apa vakange vataura nezva Busi,ndakamedza mate asi ndaive nekugumirwa chaiko, ndakatarisa Hilton ndokuona achioma nekusena vaina gogo""ndianiko anonzi Busi""ndakazvibvunza mumoyo mangu ndokufunga kuti sekuru ndakavaona ne necklace yaive yakaita sekunge yandaigara ndichiona ina Busi ""aaah hazvingave chokwadi""ndine zvandaive ndafunga asi nguva iyoyo ndakato siyana nazvo ndokuita zvekugadzirira kunwa tea,takadya ini nemurume wangu ndokuoneka gogo tichibva tadzokera kuHarare,sekuru takango siya vasati vadzoka.Nyaya dzese dzaitaurwa naHilton ini handina kana chaipinda munzeve dzangu nokuti ndaitambudzika pamusoro pehope dza anti,ndakasvika pakunzwa hope ndokurara iye achi driver""ukaramba uchindipikisa ndinomuuraya uyu ndakakuudza kare kuti handisanganiswe ini""ndakaita kunzwa voice ndokutarisa kuti munhu wacho ayive papi ndokuona sekuru vangu vagara pakati pangu naHilton nguva iyoyo vakabva vachinja ndokuita Busi,ndakaridza mhere ndokuvhunduka ndichibva ndamuka"'ko chiii""akadaro Hilton achitura mafemo ndokutsika ma brack achimira pakati petara""'ndakatanga kudedera ndokushaya kuti ndomupindurei""ndarota watsika munhu ndosaka ndavhunduka""pandakadaro akabva atura mafemo ini ndokuramba ndakamutarisa,akandibata kumeso ndokunditarisa""sorry""ndoo zvega zvaakaita achibva amutsa mota""saka kureva kuti ndini ndine dambudziko nhai""ndakazvifunga panguva iyi ndokuzvibatanidza zvose ndokuona chiri chokwadi, kubva panguva iyi handina kuve nemufaro mumoyo mangu kusvika tasvika kumba kwavo,hope dzaantie nezvandaive ndarota ini ndakabatanidza zvose ndokuona ndichiuraisa mwana wevanhu,handina kuve nemufaro hana yangu yairova uye ndaive ndisina kugadzikana mumoyo mangu maive makaremererwa chaiko,ndakaita two days ndiri kwavamwene vangu ndichiona kudiwa kwese nehama uye vanhu vaishaya zvekuita neni asi ini ndaive ndakaremerwa zvokuti ndakasvika pakusendera Mona message ndaida kumuudza zvaive pamoyo wangu uye ndainzwa kuremerwa chaiko. Stay tuned. Mhamha vaIshe💜
❤️ 👍 🙏 😢 😂 😮 😭 🔥 🎉 558

Comments