Zim Jokes And Comedy Hub
June 16, 2025 at 05:56 AM
*Ambuya vangu vakarumwa nenyoka husiku apa tanga tisina chikochikari kuti timhanye navo kuHospital🏨*
*Ndakavabereka ndikaenda navo vakarapwa vakapora🤗👏🏻*
*Izvezvi vapora vave kuti daidzai👳🏾♀️🧑🏻🦰👴🏿🧒🏼👨🏼🦱 hama dzangu dziuye tigare dare rekuti mukwasha akandibata magaro, kana asingadi kuti dziuye ndoda mombe nhatu🥹😭😭😭💔*
*Batsirai vanhuweee, inganzi imhosva here😭😭*
Yaaa, imhosva hombe🙏🏻
Aewa kukara mari uku❤️
Hakuna zvakadaro 😂
*Tashaya zano kuno, miyedzo pamuChristu🥹😭😭🙌🏻🙌🏻*
😂
❤️
❤
🙏
🍆
👍
😮
🥹
😑
😢
123