Zim Jokes And Comedy Hub
June 20, 2025 at 04:50 PM
*Ndeupi munhu ari worse apo*👇👇
*😂munhu wekuti munodanana asi asingakuudze kuti ane mwana*
*💛munhu wekuti unodanana naye asingakuudze kuti ane chirwere*
*💙Munhu wekuti munodanana asingakuudze kuti ari mumarriage*
*😭Munhu wekuti anokuudza zuva remarooro day okuti fano gadzirirai obva anoroora zvake kumwe*
*❤️Munhu wekuti anokupa mari yabva kuchikomba kana kusmall house achiti ndiye aishanda.*
💔 *munhu wekuti munoroorana mugogara mese asi usingazvibate kut ari mune inwe marriage*
*Kana waverenga usaende usina kusiya reaction or emoji❤️💖💗‼️*
💛
😭
❤️
😂
💔
😢
👍
😮
🙏
❤
336