Zim Jokes And Comedy Hub
June 22, 2025 at 06:05 AM
*Handina Kuba musikana wako no no no*😜, ndakamutora kubva kwauri Uchiri kurangarira here Paya pawaipedza zuva rese without checking on her 😭?guess what ?I was checking up on her every minute to make sure 😊 she is fine 😭 Uchiri kurangarira here the time ⌚ u neglected her and didn't give her attention 😥..akandiudza 😋 Ndikamupa nguva yangu and shoulder rekuchemera Ndikamupa nzeve👂 dzangu when she needed someone wekutaura naye .. Ipapo iwewe waifunga Kuti she is gonna chase 🏃 after you , We where busy kunakirwa hedu ..ooohhh did u know the more u tried to hurt her 😥, was more yawaimuswededza pedyo neni 👫..pawaifunga Kuti arikushaya hope 🤣🤣..,ndai maker shuwa Kuti she doesn't go to bed 🛏️ with broken 💔 heart ..nemisodzi mumasizo 👀 Pawaifunga Kuti arikukuchemera 😭 oooooh no ndaiva busy kumuitira nyambo and things that make laugh 😂🤣😂 Guys never treat your woman sezvinonzi other man won't fall for her If u don't appreciate Rudo rwake ,and her respect another man will Vakadzi vanongoda Rudo ❤️chete 🤞 *Women and girls do you agree with me ❤️❤️like this💃💃💃🔥* *react & share* 🇿🇼
❤️ 😂 25

Comments