MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
June 17, 2025 at 03:30 PM
*Rimwe zuva ndakabva kuchikoro ndanaiwa nemvura.⛈️*
*💁🏽♂️ Sisi vangu vakati stupid brother sei usina kumira mvura ipere kunaya wozouya*
*Sekuru vangu vakati stupid muzaya sei usina kuenda kuchikoro be umbrella.☔*
*Baba vangu vakati stupid son sei usina kukumbira kuhwanda mvura Kumba kweshamwari yako wozouya yapera kunaya*
*Amai vangu vakati nenzwi nyoro stupid rain sei usina kumirira mwana wangu atange asvika yozonaya vachindiomesa mvura kumeso musoro nemumaoko.*
Chidzidzo chatinowana ndechekuti hapana munhu anokuda pasi pano kudarika amai vako!
*Luv yu mom❤️*
*No one can love you as your mom🥹😍🥰❤️👏🙏🏽*
Drop one emoji for your loving mom😊🥰❤️🔥
❤️
❤
🙏
👍
💜
🔥
💔
💞
😢
143