MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
June 18, 2025 at 05:16 PM
tchadzokorora *----------------------------------------------------* Relationship 👩‍❤️‍👨👫ndochimwe chezvinhu chinogona kukanganisa hupenyu hwako zvachose 💔😭be careful, Pray 🙏and be sensible kana woda kupinda murudo ❤️, Love can turn bright 🌞 future into miserable life , Zvinorwadza 💔kuziva kuti munhu waunoda❤️ is actually in love 😍with someone else Zvinozonyanya kurwadza to fall in love ❤️nemunhu anenge achito Funga dzakewo 👿,every relationship is a game of risk 😳,hapana anogona kuziva kuti ndiri kusarudza munhu kwaye /or kuti zvichashanda here 🙄,some relationship Mistakes 😓can cause life tym regret Search for a good moyo ❤️,kwete chiso chakanaka 👩‍💼and big Shure , Beautiful things are not always good ,asi rangarira izvi good things are always beautiful 😍❤️💯✌️, Kukura or pressure ngaisava reason yako yekuroorwa or kuroora ,kana uri single sometimes means GOD is putting u in reserve for munhu Aribho 🤞 Don't allow the rate of vanhu Ari kuchata 💒 makes u feel left alone 😥,ayisi yese muchato 💍💍iri Normal mamwe mabhomba akamirira kuputika , While some marriages are motivated nekuda Lula Lula 🍑🍆,and money 💸 greed pasina kana rudo ❤️mukati Becare ful nemunhu wauchadanana naye ,the heart ❤️ of a human being inozivikanwa chete na MWARI 🤔🤔🤔 Forget face ,magaro ,fame ,shape , qualifications and money 💸,all things become irrelevant ne nguva Shoma wava mu marriage.. May we not choose wrongly 🙏🙏🙏🙏
❤️ 🙏 👍 👏 😢 25

Comments