MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
June 20, 2025 at 01:59 PM
Tinoonazve kuti bhinzi zveshuwa haina rimwe basa. Mboro yemurume ine mabasa rakawanda, kunoti kana achida kuita weti, anoita nemboro yake. Kana achida kupa mukadzi hurume anomupa nemboro. Zvino bhinzi yemukadzi yakangozvimiririra iyo chete pabasa iroro rimwe chete rekunakirwa kwemuridzi wayo chete chete.
Saka mubvunzo ndewekuti: Zvinobhowa zvakadii kuva nemurume asingatombozivi kuti bhinzi yacho iri papi chaipo uye asina kana kumboiwona kana kuva nehanya nayo kana kuikwazisa kana kutamba nayo? ” Kana waita murume akadai, wana mukana wekumurondedzera nyaya yebhinzi nekumuratidza zvairi. Muratidze imire uye isina kumira anzwisise kuti maitiro ayo akangofanana neemboro yake. Pakuzonakirwa chero ukamurondedzera sei haanzwisisi nekuti bhinzi inonaka kumukadzi kupfuura kunaka kunoita mboro kumurume.
📌kana waverenga siya reaction 🫶

😂
😁
🙏
❤️
😢
14