MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
June 21, 2025 at 03:49 AM
*📰Mudzimba With HOT TALK confessions* FOLLOW THIS CHANNEL https://whatsapp.com/channel/0029VaIOdIS7DAWypOdzjd3z Mukoma ndine confession yangu yakamira yakadai Ndakavhura bar nefriend yangu kumazoe isusu Tinogara hedu muharare saka bar redu rainge risinga nyatso uya macustomers akawanda friend yangu yakabva yanditi ngati fambei titsvage munhu anogona kutibatsira kuti business redu rifambe macu awande zvino inini zvekufamba Ndainge ndisati ndakambozviita nekuti kumba kwedu takakurira muchurch yeroma saka shamwari yangu yakabva yanditi handei kuchiweshe kuna gogo vaanoziva vanobatsira zvisingaite ndiko kwaanomboenda achinobatsirwa saka takazoenda kwagogo ava Ndiri mumashure me friend yangu mukoma Nashey zvesure gogo vakasota vakatipa mushonga vakati titsvage mbiya toisa mushonga tono cherera pamusiwo webar redu mukoma Nashey zvinhu izvi takazviita 2019 and zvesure mushonga wagogo ava unoshanda bar redu rinotengwa zvisingaite saka zvakazoitika this year muna February ndizvo zvaita kuti ndireurure zvakaitika ndezvekuti mukadzi wangu akangotanga kurwara zvisinga nzwisisike zve 1 week achifunuka muviri wake akabva afa ndakangoti maybe kuroyiwa handina hangu kuzvifambira saka last week takabva kuviga mukadzi we friend yangu futi akafa same kamufiro kakaita mukadzi wangu mukoma Nashey ndipo pandakabva ndatoona kuti something is wrong nekuti kubva zvafa mukadzi wangu tachinja vasikana 2 vebasa vese varikubva vari mapofu kuratidza kuti pane zvavari kuona mukoma Nashey inini handina kuromba ndichida kuromba but nekuda kweshamwari yangu ndiyo isina kujekesa kuti zvatakaita kwaiva kuri kuromba vedare Ndava kutsvaga rubatsiro ndakazvimiririra nekuti kwagogo kunobvunzira handichade zven'anga futi Ndava kutodawo madzibaba kana Pastor vandibatsire
Image from MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES: *📰Mudzimba With HOT TALK confessions*  FOLLOW THIS CHANNEL  https://w...
😂 🙏 ❤️ 😢 🖕 😮 12

Comments