MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
June 22, 2025 at 06:20 AM
PbBhinzi ndipo panobva kunakirwa kwemukadzi panyaya dzese dzekusvirana mumba menyu. Bhinzi zvese nenyama dzakaipoteredza zvinozvimbirira kana zemo rawanda. Bhinzi yomira sezvinongoitawo mboro. Kana zemo rapera kuzvimba kuya kunopera. Asi chinoitika kuvakadzi kazhinji ndechokuti kusvirwa nemurume hakupedzi zemo, nekuti murume anokasirisa kudiridzira mukadzi. Murume adaro mboro inobva yarara, mukadzi achine zemo. Zvadaro vakadzi vakawandisa mudzimba umu vanoita nguva yakareba zemo riya riripo. Zvino kana achida kurara, hope dzonetsa kuuya. Kazhinji anozoti murume abatwa nehope iye ozvibatabata kusvika aguta, zemo rapera orarawo hope. Ndosaka tichiti varume dzidzai kuita nguva uchikoira mukadzi wako kusvika atanga iye kuguta iwe wozodiridzira hako mese moita hope dzakanaka.
📌 *kana waverenga siya reaction* 💃

🙏
❤️
👍
😂
7