Atipa & Thando Novels 📖📚🖋
Atipa & Thando Novels 📖📚🖋
June 13, 2025 at 09:22 AM
BURDEN OF HISTORY ❤‍🩹💉❤‍🩹💉❤‍🩹💉❤‍🩹 Follow channel usarasikirwe ne book https://whatsapp.com/channel/0029VaekmSx2f3EJ0A0tfF03 Group link https://chat.whatsapp.com/GEdOTb8hTux2Wv6iBuG2PK BY : ATIPA & THANDO CHAPTER 15 CHERYL Life yainakidza ndichidiwa na bamkuru. Ndainatsonzwa kuti now zvakuendeka and pavari ndakawana soulmate yangu chaiyo. The chemistry, the bond , the feelings everything was a pure match. Sanike tete vasipo ndini ndaitove Mai vemba, muridzi wemurume. Bamkuru vaishanda local asi taisasana day and night. Chandaida ndechekuti vaisandibata semwana uye vaindipa rudo rwaindigutsa. Ku chikoro ndaisatove nenguva nema friends nekuti bamkuru vari one was enough for me. He was my friend and partner. Besides I didn't want to expose my relationship and private life to the world. I liked it private , I didn't wanna show off. It's not because I was ashamed of the man I was dating, maybe I would say I was scared of getting caught by our family members. I didn't want us to end at all. I was willing to sacrifice everything just for him. Even if it comes to a point were the truth gets out and he asked me to be his second wife , I was ready coz to me it was him I wanted. I didn't care about the position and everything else. It was only him, his love , care , affection, attention , body and soul nothing else. Around the time auntie gave birth I couldn't travel to go and see the baby coz of the exams I had. But I did video call everyday just to check up on her. Ndanga ndisisa feeler guilty about taking her man behind her back because at the end of the day she was Jason's wife to the world. She was loved and got everything she wanted except the trust and loyalty that was broken. I felt like I didn't do any harm to her marriage coz things stayed the same like before I was in the picture. Ours was just a private thing that didn't disrupt any life. Ne one day rakaenda Bamkuru kunoona mwana ndanga ndatovasuwa zvekuti. Ndakatoona kwadoka ndikaziva kuti munhu haasi kudzoka. Ndakazvinzwisisa hangu kuti munhu ane mhuri so I can't always be the first priority. Pavakazodzoka taitosasanirana svoto chaiyo nekuti ndaiziva tete vava pedyo kudzoka. After two weeks vakabva vauya na gogo. I was happy to see her back but gogo manje vaitombondi vhiringa mutambo wangu na bamkuru since vairara neni. Handina kurara manheru acho ndiri busy nenyaya na gogo vangu ndichiudzwa zvese zvakasara zvikaitika kumusha. Mangwana acho ndaive ne lecture kuseni kuma 8. Ndakabva ndamuka ndichigadzirira kubuda. Ndakanogeza mu bathroom then came back ndakuda kuchinja. Gogo : ko iwe watomuka husiku huno Me : ehe gogo mamuka sei. Gogo : ndamuka zvangu ini muzukuru wangu. Yowe saka kuchikoro kwacho munotanga nguvai Me : na 7 Gogo : aaah vanozonyanyawo kudzidzisa husiku. Asi kure zvakanyanya kani Me : haa kwete zvakanyanya asi mota ndidzo dzinozowandisa muroad umu munenge musingafambike ndosaka ndamukira kudai. Ndakatonyepera gogo kuti 7 nekuti mbuya vangu vaiwanza ma calculations. Ini ndaizvizivira kuti kubva na 7 kusvika kuma 8 inguva ya bamkuru Saka ndaibva pamba kuma to 6 kuti zvi balance. Ndaizongoda ten minutes dzekuzomhanya kuchikoro kubva pamba pataisasanirana hedu. Even tete vaiziva zva 7 ko ne form four yavo vaizivirepi zviri muma technical college nekuma university. Ndaitotaura nagogo ndichitsvaga hembe yekupfeka mu wardrobe zvangu. Mazuva aya hembe zhinji dzinge dzisisakwane. Ndaive ndasimba kani ndava memagaro nema hips zvekuti gogo pavakasvika vakatorumbidzawo muviri wangu kana tete chaivo. Ma bra chaiwo aive asisakwane ma zamo ati kurei. Ndakabva ndatora rimwe track bottom rangu since kwaitonhora. Ndakapfeka neka crop top ndichibva ndabata jacket mumaoko. Ndaizopfeka ndakubuda. Me : gogo tell me how do I look Ndakadaro ndaichito ndenderera mativi ose kuti vandione Gogo : mazuvano wasimba Cheryl kuita gadzi chairo. Wabva wazadza mutirauzi iyoyo kuita kunge uchapaduka haiwa haikona kuzoshaishira vanhu vanokuda vachikuvhangeta kudai. Vashoma varume vanoendesa hama dzemukadzi kuchikoro. Chengeteka muzukuru usarasa hunhu nezvaunoona kunze uku. Dzidza upase ugozoshanda basa rakanaka Me : ehoi gogo ndiri kudzidza nesimba Zveshuwawo kupenga ndaipenga hangu na bamkuru asi handina kubvira ndakatamba nedzidzo yangu. I had dreams , and I was busy working towards those dreams. Ndakabva ndatomira ndakatarisa gogo ndakasumudza maoko mudenga ndichivabvunza kuti ndosunga sei bvudzi rangu. Gogo : Cheryl swedera pano tione Ndakaenda padhuze navo kwava kumira vachibva vandibata top yaive yakakwira mudenga yakasiya dumbu panze. Vakaivhura ndokuita nguva vakatarisa dumbu rangu zvekuti ndakashaiwa chirevo chazvo. Vakabva vamuka ndokugara pamubhedha vakaisa makumbo pasi semunhu apererwa. Me : gogo chii paneiko padumbu pangu. Ndakatonomirawo pa glass ndokusimudza top ndichizvitarisa tarisa asi hapana chandakaona kunze kwekungoti ranga risisiri flat ndakangoti kusimba. Gogo : Cheryl une chokwadi kuita mimba munhu akatanga kuenda kuchikoro zuro uno wanga watofarisa kukanganwa chazuro nehope. Me : mimba haa gogo itai serious imi mimba ipi ipapa Gogo : iwe handipenge wanzwa. Zera rangu rino mdingatadza kuona munhu ane nhumbu. Une nhumbu iwe ndanga ndichitoti wasimba izvo inhumbu Me : handina nhumbu Ndakarohwa mbama ndichibva ndadonhera pasi nemagaro. Ndakasumuka paya kahana kasisina kugadzikana. Ndaive ndakufunga kuti maybe ichokwadi nekuti ndaingorara na bamkuru pasina kudzivirira. Gogo : wakaguma kuteera rinhi Me : kuteera?? Gogo : handisi padambe newe wanzwa ndati wakaguma kuenda ku period rinhi Me : period aaa handichazive. Gogo : inhumbu iyi Cheryl asi chii nhai. Wanga watofarisa zvekumitiswa nguvai ipapa Vakadaro vachindibaya baya dumbu nechigunwe zvehasha chaizvo. Ndakabva ndapusa two minutes idzodzo. Gogo : bvisa mutirauzi wako Me : gogo Gogo : usandipedzera nguva ndati kumura kumura tiono Vakataura vachindirova rova maoko. Ndakabva ndabvisa bottom riye Gogo : kumura pant Me : aaah gogo kuti zvadii Gogo : kumura ndoda kuona hanty wati hauna mimba rega nditarise kana uri mhandara Me : aiwa Gogo : uri kuramba Me : ehe aah nhai handichazi mwana mudiki ini. Eeeh ndakazvitikitwa nambuya vangu ka pant kakadamburwa. Vakandisundira pamubhedha ndokunzi ndivhure makumbo asi ndakaramba vagotanga kunditswinya vachindirova rova kusvikira ndavhura. Ndakapinzwa chigunwe bvachanatonyura smart. Gogo : Cheryl chokwadi naMwari nhasi ndinokuuraya wanzwa. Ndoda undiudze kagora kawakatakura ndekani. Ndakarohwa nepush ndichingo kunguruka ndichiedza kuvhara. Vakandiriva kusvika moyo wamira ndkuchigara pasi vachichema. Vakachema kani mbuya vangu vachindidembera zvekuti ndega ndakakuma ndorwadziwawo moyo. Taichema tese ini ndichingotiwo sorry gogo neku side. Kudonzi muridzi ndiani haa ipapo pakaramba kutaurika. Vakandirova, vakanditswinya asi handina kutaura. Kana vakarwadziwa nemimba yangu ko vakazonzwa kuti ndakatorera mwanasikana wavo one murume vanotii nazvo. Nemudiro wavanoita mukwasha wavo ndakatoona kuti hazvitaurike better vandiuraye zvavo asi handimbofa ndakataura. Gogo : izvezvi nhasi chaiye ndiri kuenda newe kumusha. Ukambonorohwa nababa Charity unotaura. Kana wakabatwa chibharo wotiudzatizivi asi pano hausari. Wandirwadzisa Cheryl handina kumbotarisira zvakadai kwauri. Ndiwe mwana wandaiti ane hunhu, ndakatora nguva yangu kukuraira asi ndaiudza matsi asinganzwe. Ndinonyarira pai wandinyadzisa so pamberi pemukuwasha hee. Ndanga ndava kungochema nekudemba mumoyo asi zvanga zvichabatsirei. Kana kuchikoro handina kuzombokuenda. Gogo vakabuda vakandisiya ndakagara ndichizvibaya nekufunga. Ndaisava kana ne plan imwe chete zvayo. Me : God how did I end up pregnant. Ndaiita kutaura ndega chaiko. Pakadai kana prayer yaisashanda. Apa kuti ndiudze bamkuru haa ndakatotya worse. Ndakafunga kuti ndava kudzokera kumusha, kwatova kusiya chikoro ndisati kana ndambopedza semester imwe chete zvayo. Ko ivo bamkuru vakatadza kufungawo zvekudzivirira mimba seiko. Tete ndivo vakazouya kuzondidana kuti ndidye. Ndaisave ne appetite asi kuti ndirambe kuenda kunevamwe ndakatya. Ndakatoziva kuti kuuya kwavo kuzondidana vaive vatoudzwa nagogo kuti ndirimo. Besides kana ndava kubuda ndaisiya ndaoneka manje apa vakangoona iri zii zii Tete : ukati rega ndirovhe ndimboona mbuya vangu. Weekend yatokuitira kure kaa Me : ehe mamukasei tete Tete : ndiriboe hande unodya ko nhasi hindava kuita low kudai waitwei na mbuya vako Me : hapana hangu kutongoneta chete ndakanonoka kurara. Tete : ko zijuzi nderei kuri kupisa uku apa bvawati zi hat mumusoro. Me : ndiri kutonhorwa Tete : yowe handei Takabuda takateverana ndokunogara pa table. Handina kana kusimudza musoro wangu ndakamhoresa bamkuru ndakatsikitsira. Vamwe vaidya ini ndichingobaya baya chikafu chacho. Ndakatoona kuti ndikaisa spoon mukanwa hachitsengeke kana kumedza chaiko ndaidzipwa. Gogo ndipo pavakabva vataurawo zvekuti ndine nhumbu. Dai makaona muvhurirwo wakaitwa ziso na bamkuru apa vaive nechikafu mukanwa vakabva vakachidzwa tete ndokumhanya kuvabhabhadzira vachivapa mvura. Ndakangoti dai vaiziva havo vaitovasiya vanatsodzipwe. Sharon : mhamha mati Cheryl ane nhumbu. Aaah imi nhumbu ipi , yani nekudzikama ikoko. Haana kwaanoenda she is always here. Kuchikoro anoenda ne cab achidzoka pano Saka muri kutii... Gogo : ndamutarisa uyu anayo mimba asi aramba kutaura muridzi Sharon : aiwa ndazviramba ini let's go kwa doctor. Hande pa mbuya Dorcas padhuze apo. Matadza kuona chete mhamha Cheryl haamboite zvakadaro. She is intelligent anoda chikoro, she doesn't have a boyfriend not even a friend. Bamkuru vaive zii zvavo kana kudya vakabva vamira. Vaingove nekagubhu kemvura mumaoko vachingotura befu nekunwa padiki padiki. Tete vakabva vatosimuka ndokutora ma car keys vakati tiende. Tete : babe nditarisire mwana ndiri kudzoka. Mhamha varikuda kundivhara vakuda kungoenda na Cheryl kumusha chete I'm sure haana nhumbu uyu. Takasvika kwa doctor Mai nemwana vachingoitisana nharo ini ndiri zii zvangu. Kunotariswa kudai wanike ndatova 3 months pregnant haa ndakanzwa kutsva chaiko. Tete vakafenda haa raitove drama. Pavakamuka vakanditarisa misodzi ichiyerera. Vakatadza kana kutaura for some time kusvika vazoti... Tete : who is responsible Cheryl Handina kudaira kunze kwekueredza misodzi.. Tete : did someone force himself on you. Why usiri kutaura pliz tell me my baby inhumbu yaniko iyi Ndakaramba ndiri zii tikadzokera kumba. Gogo vakabva vatoti tirongedze tipinde munzira that very day. Tete vakabvuma but ivo vaisara coz Mai va Jason vaiuya kuzoona muzukuru wavo. Ndakatoti better tibve vasati vasvika zvavo. Zuva rakanodoka ndava kwaSeke ndakakombwa nemusha wese vachida kuziva muridzi wenhumbu. End of Chapter
❤️ 😂 🙏 👍 😮 😢 🥹 🌹 💙 702

Comments