Shona Stories 002🇿🇼
June 18, 2025 at 07:23 PM
*HIGH SCHOOL HEARTBEAT* Season 2 https://whatsapp.com/channel/0029VaGW1h9BPzjepVaTQI2V *_Written by •𝙆𝙞𝙣𝙜 𝙇𝙚𝙚•_* ~LeeMarzy~ +26377⁸⁶³⁴221 _Edited by Ruruwashe_ *[Season 2]* Chapter 23 *Jericho* Kalindi ndakamufarira pandakaona hunhu hwake.But after ndazoudzwa naRandon kuti vakambodanana ndakabva ndatosvotwa. “Ndini ndakamubvisa humhandara Kalindi uyu" said Randon “Saka ukundiudza waidanana nemasisters ukarara navo“ i asked “Yes ndakadanana navo vese.Munhu wandaida mazuva acho ndiKalindi but ndaisaziva masisters ndaifunga masahwira chete.Pana Kalindi ndini ndakavhura.Uyo Lyra ndakamuona ari gaba ndosaka ndakambotanga kuramba vana“ said Randon Moyo wangu wakarwadza pandakanzwa kuti akambodanana naKalindi kusvika pakurara naye. “Saka Kalindi aizviziva unodanana naLyra here“ “Vese vaizviziva ndopandakazoona kuti mahure ayo.Ndiri kuona muri kusejuswa naye Kalindi ngwarirai“ said Randon “I don't love Kalindi handina kubvira ndamuda.Ndomuona sesister yako but anoita seari innocent wani.Maybe vanga vachiri vadiki pawakaita zvawakaita now vakurawo.So stop saying zviri about them.Be a man Randon.Kalindi is a sister to me chero tisiri that close“ i said “Ndangotaurawo you deserve someone ari loyal to you uye ari innocent.Lyra naKalindi havasi ma innocent avo vanzwa nadzo.Hongu Lyra ane vana vangu but i don't love her.Apa chandikuda kuwirirana naye for the sake of vana.Dai zvaiita ndaitora vana ivavo tovachengeta naGynah wangu“ “Randon unokundwa kufunga naNora mwana mudiki.Enda unoita vana naGyna mochengeta ivavo.Kana usiri serious about vana vako ava siyana nekuda kupa Lyra stress.Randon hauchinje handizive hunhu hwako hwakazombohuwana kupi.Tarisa your friend Miller is a gentleman.Uchida vana 2 respect mai vacho first pasina izvozvo uchaona unogona kuruza vana ava zvehupenyu hwose“ i said “But mukoma are you forcing me kuti ndidanane naLyra here“ “Handina kuti danana naLyra.Ndiri kuti respect Lyra first kana uchida vana vako.Inini ndakasiyana naChanna mwana achigara naye.I respected her nekuti ndimai vemwana wangu but hazvirevi ndomuda.You have to respect mai vevana vako first nekuti ndiye anoswera nevana ivavo.Anoona varara sei vageza here everything.Kuva mai chinhu chisiri easy kungoti varume vanozviona atleast iwewe wakaona how mom struggled kuti muende kuchikoro musashaya chikafu madays afa baba“ i said "Saka are you happy kuona Lyra achitambawo nhamo yakadaro.Do you know anomukira kuenda kumapurazi makuseni achinohodha.Lyra is a gem ndinoti dai Mwari vamurangarira munhu anoda kuzvishandira.And Kalindi waunoti ihure kwandiri handisati ndamboona choratidza kuti ihure ane respect ukamuudza chinhu anoita nemazvo and she is honest.We can't judge vanhu nekuda kwepast yavo.Zvekurara navo wakazviita but they can't define zvavari now“ ndakadaro ndakamutarisa “Ndanzwisisa zvawataura Jericho.I will respect Lyra thanks nekutaura neni" “Zvimwe hazvidi kutaurwa newe shandisawo pfungwa.Ivawo nemoyo ungada kushungurudza nherera iyo.Unoziva Our own sekuru ndivo nyakubata Lyra chibharo haana kusarudza kusava virgin“ i said “Whatt!!!! Our Own Sekuru ndevapi“ “Iye Cephas Machongwe anga ari step father vaLyra" Ndakamuudza everything ndikaona Randon agara pasofa akatsikitsira. “Saka vakasungwa here Sekuru“ “Hapana evidence but nekufamba kwenguva vachaiswa mukati zvavo mhosva hairovi.Dai mai Lyra vasina kufa nyaya yaigona kuita easy“ “Handina kubvira ndaziva ndizvo zvakasangana nazvo.Sekuru Machongwe ndoda kudealer navo iyi nyaya haisi kuzopera yakadaro“ “Nyaya iyi haidi kushandiswa hasha.Nekuti tikadaro topata ngozi.You must protect Lyra nevana.If you don't love her please usatora advantage yesituation yaari“ “Nyaya yekuti ndakamuwana asiri mhandara ndiyo yaindinetsa.Now ndakuziva chokwadi i will support her but issue iripo ndoda kutanga kutaura nemusikana wangu Gynah“ “Nyaya dzaLyra you can't your girlfriend unoona zvichiita here“i said Ndakataura naRandon akanzwisisa hake.Then mangwana ndakamukira kuenda kuchikoro kwana Nora naKalindi.Apa Kalie wacho ngaafitwe nezvaanga akapfeka.Chero ndakambopindwa nekapfungwa kekumuda ndanga ndakabvisa.Takadzika mumota tikaenda kuclass kwaNora.Ndakaona madam vacho vauya kutikwazisa. “This my mom and my dad“ said Nora Ndakapererwa achitaura izvi akuti chii mwana.Kalindi will never be her mother hazviite.Ndichazotaura naye hangu tava tega. “Mr and Mrs Joto ndafara mauya" said madam vacho Takavakwazisa tikaenda ku office kwavo vakabva vatiratidza mabooks aNora. “Nora mwana anogona asi ndakaona ane problem yekuti kulinka nevamwe anozvi isolater.Even akaita problem haataure but hazvifani kudaro mwana anofana kuva open uye owiriranawo nevamwe vana“ said madam “Okay ndichazotaura naye nekuti hazviite kuti azvi isolater anofana kutambawo nevamwe“ said Kalindi “Anogona ane zvinomunetsa semwana.I tried kugara naye pasi anongoti ari bhoo“ "tapanzwa Madam" “Next week Nora ari kumhanya mouya kusapotawo anofara.Anogara akandiudza kuti mai vanomuda.Hanzi vanondibikira vanondigezera hembe everyday vanorara neni vachindiudza nyaya.I love bond yenyu nemwana wenyu“ said madam vakatarisa Kalindi I didn't know Nora anoudza vanhu kuti Kalindi ndimai vake.But ari kumba anomuti ishamwari yake.I smiled zvangu ndakagara pachair.Takanonoka kubva pachikoro.Takazobva masikati tichipinda mutown. “Nora why usina kundiudza kuti next week kune masports“ i asked “Ndakaudza mom vangu“ “Saka ini sei usina kundiudza" i asked “Sorry dad munoswera musipo.Mazuvano hamuchandide munongotamba nana 2 muchindisiya.Kalindi ndiye anondida“ “Ukwane wanzwa“ i said “Baba Nora don't say that to her please" said Kalie “No she is stubborn.Kana achiti handimude anorevei.Anoda kuswerwa naye kuti achiri mwana mudiki.Don't spoil her anofana kuziva haasisiri mwana mudiki“ “She is still young.Anenge achidawo time nababa vake.She loves you.You are the best father ever unowana time nemwana.Nora don't say zviri bad about your father ndizvo ka.Bible rinoti chii“ said Kalie “Remekedza baba namai vako kuti uzowedzerwa makore ekurarama panyika“ said Nora "Good girl“ said Kalie Ndakabva ndamisa mota paChicken Inn.Ndakadzika ndikatenga ndichipinda mumota ndakatambidza Nora naKalie.But Kalindi akaramba ndakashaya ndohunhu hwacho here. “Kalindi why ukuramba“ i asked “Ndakaguta" Ndakatanga kutodya zvangu naNora.Ndakazoona Nora akudyisa Kalindi.To be honest ndakafarira bond ravanga vanaro.Asi ndaisada risanyanye kuva deep.Nora ngaone Kalie sefriend or sister not mai vake.Takazoenda kumba ndikasvika mabuilders atova busy kushanda.Miller anga ari part yevanhu vaivaka durahall.Kalindi pakangoona Miller akatanga kutaura naye.Livia aivapo saka aivabikira achivapa chikafu since anga ari pa off.Ndakazotora Nora ndikaenda naye kubedroom kwangu. “Nora unoziva handidi zvekuti uti mhamha kuna Kalindi.She is not your mother“ "I want her to be my mother.She is like a mother to me dad.I love her“ said Nora “Haasi mai vako and haafi akaita mai vako.Just call her sis chete“ i said “Jericho wakuita kunga Randon manje.Kamweya kekwaJoto kanenge kasvika pauri.Kana Nora achida kuti mom kuna Kalindi musiye aite.Hapana kumbonzi unobva wamanikidzws kuroora Kalie“ said Livia “Ko wakatanga rini kuterera nyaya dzisinei newe" “Ndanga ndiri kupfuura papassage ndikanzwa makakwidzira mwana voice.Siyai Nora aite zvinomuitira" “Why do i feel like ndiwe ukudzidzisa Nora izvi“ “Ehe ndini ndakamuudzira ko Kalindi wacho hamumudi here.I want her to be my makoti.Ndiye Mai Nora“ said Livia Ndakabva ndatoziva Livia ndiye ane chekuita nezviri kuita Nora. “Kalindi akambodanana naRandon uye vakarara vese.Beside zvekurara vese or kudanana handina mafeelings naye.Plus hazvingoite ndidanane nemunhu akambodanana nemupfana wangu ndinenge ndadzikisira grade rangu uye hazvina chimiro chakanaka“ “You love Kalindi ndazviona but fact yekuti akambodanana naRandon ndiyo ikuita musvibe moyo.Zvisinei mati hamumude hapana chakaipa asi isu takutoziva ndiye mai vepano“ said Livia “Ehe she is my mom“ said Nora Vakabva vabuda ndakatozvishayawo.Ndakazobuda kuenda kunosangana naDr Kiddo.Ndakasvika pamba pake mukadzi wake Shylet anga atova nenhumbu.Takatanga kutaura zvedu nyaya ndikashamisika kuona Nora naKalindi vasvika.Ko vanditevera why ndakasvotwa handidi kunyepa.Shylet akabva ambundiran naKalindi ndikazoziva masisters.Vakauya patiri vakakwazisa Dr Kiddo neni wacho.Vakabva vapinda mumba tikasara tagara panze. “Ko kusandiudza kuti ukuda kuita bamunini wangu“ asked Dr Kiddo “Bamunini wako pachii“ “Uri kudya mainini vangu ava“ he asked “No zvauri kufunga hazvisizvo.Zvakutondibhowa i don't love her“ “Matarisiro amaitana apa.Plus combination yaNora naKalindi handina kutanga kuona nhasi.Almost everyday ndinoona mastatus aMainini Kalindi vaina Nora“ “Kuwirirana kwavo hakuna chekuita neni.Ndiri bhachura kusvika Jesu adzoka.Kana ndada zvema party time ndocheka vanondida kunze uko“ i said Dr Kiddo laughed takazochinja nyaya takutaura dzimwe.Dr Kiddo akabva afonerwa kuchipatara.Takabva tabuda tichienda tese.Takasvika ndakaona Gynah achipinda mu office maDr Kiddo.Vakaita nguva akazobuda. “This girl ane nhumbu aida kuibvisa ndamurambira saka apa akuda kupa mukomana wake“ “Asi nhumbu haisi yemukomana wake" i asked “She said ane mukomana waanoda but akarara neumwe mukomana kuparty nhumbu ikabata.Saka ndamuti aende kune chimwe chipatara akati akuda kutopomera her current boyfriend“ said Dr Kiddo “Unoziva anonzi here“ “Kanonzi Gynah ako kanogara kuMorning side“ said Dr Kiddo Ndakatoona ndaifana kuudza Randon nyaya iyi agare aziva.Asi ndakaona type yaRandon ukamuudza aizofunga ndiri kumunyepera kuti asiyane naGynah...... Watch Out For Chapter 25
❤️ 🙏 😂 👍 😢 😮 🇿🇼 🍃 💃 214

Comments