Shona Stories 002🇿🇼
June 18, 2025 at 07:23 PM
*HIGH SCHOOL HEARTBEAT*
Season 2
https://whatsapp.com/channel/0029VaGW1h9BPzjepVaTQI2V
*_Written by •𝙆𝙞𝙣𝙜 𝙇𝙚𝙚•_*
~LeeMarzy~
+26377⁸⁶³⁴221
_Edited by Ruruwashe_
*[Season 2]*
Chapter 24
*Kalindi*
I was surprised pandakanzi mom naNora ndanga ndisina kuzvitarisira from her.Later i discovered kuti Livia ndiye aimudzidzisa kuti adaro.I tried kuzviramba but the more yaunoramba ndipo pavanowedzera.Ndakagumisira ndasiyana nazvo.Kwandiri chero zvidii ndaiziva handife ndakadanana naJericho.Yes he is a hot dude but kwandiri it's a no kuti tidanane nekuda kwema reasons akawandisa.Ndakazoona phone yangu ichiringer ndikaona vari sis vangu.
Shylet : Kubva wandikanganwa kudaro
Me : Aaah sis
Shylet : Ehe ukupihwa chiiko naJericho
Me : Muriko here ndiuye ndogara ndakasvikako ndichikushayai
Shylet : Ndaiva kuTanzania ndakadzoka last week
Ndakabva ndaoneka kuna Livia ndichibuda.Ndakaona Nora akunditevera.Ndakazobuda naye i was surprised kuona Jericho ariko ndakanyara zvakaita sendamutevera.Ndakapinda mumba masis vangu tikagara pasofa.
“Long time mwana wamai" she said
“Yes long time“ i said
“Ndafara ndakuona nekuti ndine mazinyaya newe“ she said achiuya kugara pedyo neni apa angazvitakura
“Mazinyaya eyi"
“Ndiudze asi Jericho ndiye bamunini vangu here“ she asked
“Sis matanga“
“Ndikukuziva Kalindi“ she said
“No he is my man.Currently i'm single“
“Usandinyepera“
“I'm serious hamusi mega matanga kubvunza izvi.Vanhu vakawanda vakufunga tikudanana.Nyaya iripo ndiri kushanda pamba paJericho uye haana kubvirawo andipfimba he respect me.Anondiona sesister yake ndomuona samukoma“
“Our little princess Nora hesi kani“ said Shylet
“Ndiri bhoo ini“
“Kalindi guess ndakakuvigira chiii“ she said achisimuka
Ndakaona aenda kune imwe room.Akauya nemabag maviri airatidza akazara.
“This one nderako mune zvinhu zvako.This one ndera Lyra rine zvinhu zvake nevana.Ndamufonera ari kuuya manje manje.Ndikuda aite zvemabhero nekuti zvaari kuita i could see zviri kumuremera“
“Anoramba uyo ndakambozama kumuudza“ i said
“Haarambe ndichazama kutaura naye.Ndine link remabhero from Tanzania kana achida hazvinetsi“ said Shylet
“Ndiri kumadawo“ i said
“Mira nditange ndapedza naLyra first kana aramba tozoona toita sei“
Takazotanga kutaura dzimwe nyaya.Jericho naDr Kiddo vakabva vabuda.Ndakashaya ko Jericho haana kundionekawo sei.Lyra akazosvika kwakuda kusviba akafara achiona sis Shylet vakatanga kutaura.Pavakamuka bag raiva nehembe dzake nedzemwana akafara akachema.
“But Lyra ndoda kuti uite zvemabhero“
“No zvandiri kuita zviri kundifambira zvisingaite sis.Ukaona ndakuzvisiya ndinenge ndakushoora Mwari nekuti zvinhu zvangu zvikutengwa.I'm really happy ipapa ndikuchengeta kamari kangu kana Mwari vazotenderawo rimwe gore ndichavhurawo kashop kangu“ said Lyra
“NaMwari hapana chinoramba Lyra.Ndafara kunzwa zvemusika zviri kukufambira dai Mwari varamba vachikurangarira" said Shylet
Shylet akazobika tikabva tatodya.Ndipo pakasvika Dr Kiddo naJericho uyo akauya kugara pedyo neni tikabva tatarisana.Vakatanga kutaura naLyra.Dr Kiddo vakati vanoda kutsvagira Lyra basa riri stable asi akaramba achiti haadi mafavours from anyone.
“But why Lyra unoda kuramba uchienda kumapurazi here“ i asked
“Kune vanhu vakawanda vakarerwa nevabereki vaimukira kuenda kumapurazi kunohodha.Vazhinji vedu takarerwa nemari dzemusika.I'm proud nebasa rangu randiri kuita.Mwari vanokomborera munhu wese anozvishandira.Ukaona uri munhu anorarama nemafavours evanhu hausati wakuziva chinonzi life.Ko zuva raunozoshaya iwo mafavours unorarama sei.In life don't depent too much on anyone.Dzidza kuzvimirira i want to be a good example to my kids.Pavanokura ndoda vakure vachiziva about life“ said Lyra
“Maturity yako haina zera newe.I salute you.May God Bless You vazadzise zvishuwo zvemoyo wako“ said Dr Kiddo
Hatina kuzogarisa takapinda mumota maJericho ndakagara kuback seat naLyra.Nora akagara kumberi nadad vake.Jericho akaperekedza Lyra kumba kwake akamusiya pagate.
“Mangwana ndoda uzotarisa ane chikafu here“ said Jericho
“Ehe anacho akabva kutenga nezuro" i said
“Okay chiuya ugare apa“
“Handidi ndoda kuno“i said
“Ok"
"Mom huyai apa“ said Nora
Ndakazosimuka ndikagara kumberi.Akamutsa mota ndikaona taenda kumba kwaMai Joto.I was not feeling comfortable pamba ipapo.Ndakavakwazisa ndakaona vakafara vachindiona.Floria akandimbundira achifara.Randon haana kundimhoresa akangonditarisa.Ndakagara paside naFloria.
“Jericho ndoshaya ndokutenda sei.Wagona wakataura naRandon now akuona akakanganisa“ said Mai Joto
Ndakaona Randon akanditarisa ndakabva ndatoita excuse yekubuda.Ndakaenda kunomira pamota ndichinyepera kunga ndiri pacall.Ndakazofonera Lyra ndikatanga kutaura naye
“Wakakwana here iwewe"
Ndakacheuka ndikaona ari Randon.Ndakashaya airevei pakataura mashoko aya.
“Kalindi stay away from my brother.Ndiri kukuona ukuzviswededza kwaari nekuti akasimba homwe.Vasikana hamudi kuona panonhuwira mari ipapa hazvishamisi kunzwa wakararwa"
“Wakundituma ndizodanana naye zvemachokwadi manje.Iwewe ukutaura wakamira saani.Saka uri kufunga uri ex wangu here.Life yangu handisati ndamboita mukomana iwewe hausi ex wangu ziva izvozvo hapana zvawakaita neni“
“Unofunga ndichiri kukuda here.Uri kurwadziwa my Gynah is better than you and Lyra combined.Wakaita lucky iwewe dai ndakakudambura tsinga idzo mhani“
“Kudambura ani kuti wakambodanana neni here.So do you think takambodanana right ukwane.Musoro unenge chisharo chebhasikoro“ i said
Akabva asimudza ruoko achida kundirova ndikanzvenga.Ndipo pakabuda Floria akamira paside pangu.
“Ko inoise yei yandiri kunzwa“ asked Floria
“This girl hamumuzive mushe.Kana uri umwe udza mkoma vatambire kure.She don't love mukoma but anoda mari.Akamunyepera kuti akanaka akakanganisa.Your siste r Lyra is more beautiful than you.Ari kuzvishandira nemari yeziya rake iwe busy kubatiswa madziro ndomusiyano wako naLyra.Now ndakupa Lyra more respect kwete mahure akaita sewe" said Randon ndakamupa mbama iri strong ruoko rwukasara rwuchirwadza.
“Randon wakufarisa manje“
"Kufarisei ihure aidanana neni achiziva ndodanana naLyra wani saka chii chaunochiva pana Kalindi.Kanomirira kurarwa naJericho dai zvisizvo kasina chinhu aka.Lyra anoshanda nesimba“
Mashoko ake akandirwadza misodzi yakatanga kubuda.Ndipo pakasvika Jericho haana zvakataura akapinda mumota make.Akabva andimirira ndipinde ndakaenda kunogara kuback seat.Takaenda tichisvika ndakaenda kuroom kwangu i cried.Ndakazoona Nora ava kuchemawo.
“Ndiani akutukai" asked Nora
“Nora i'm okay"
“Ndoda kuudza dad“ said Nora
Ndakaona akuda kubuda ndikamubata.Ndipo pandakazoona Jericho akagara pasofa.
“Ndaona kuti manetsana naRandon.Handina kupindira nyaya yenyu sezvo makambodanana.But moyo wangu haufari kukuona uchichema kudai.I hope mogadzirisa maissues enyu"
"Handina kumbodanana naye.Handisati ndamboita mukomana but Randon anoda kusvibisa image yangu.Handichadi hangu basa ndakudzokera kumba kwedu“ i said
Jericho akasimuka akabva andibata ruoko akaenda neni mudinning.Akandigarisa pasofa akagara pedyo neni.
“So giving up is the solution here.Handizive manetsana nekuda kwei.But what i know uri munhu asina problem nevanhu.Kubva zvandagara newe pano ndakaona une respect uye une pure heart.Tarisa now Nora atova addicted newe akutokuona samai ukaenda anonzwa sei.Who will take care of her.Kalindi i respect you ndoda ugare pa enviroment yaunowana peace“
Handizive ndakamumbundira sei.I hugged her and he hugged me back.Ndipo pakasvika Livia ndikaona akunyemwerera.Ndakatanga kunyara iye Jace akatanga kundiudza nyaya kusvika ndatonzwa zviri nani......
Watch Out For Chapter 25
❤️
🙏
😂
👍
😮
❤
😢
👌
✌️
❤🔥
613