Shona Stories 002🇿🇼
June 21, 2025 at 07:19 PM
*HIGH SCHOOL HEARTBEAT* Season 2 https://whatsapp.com/channel/0029VaGW1h9BPzjepVaTQI2V *_Written by •𝙆𝙞𝙣𝙜 𝙇𝙚𝙚•_* ~LeeMarzy~ +26377⁸⁶³⁴221 _Edited by Ruruwashe_ *[Season 2]* Chapter 30 *Lyra* Randon akasiya atenga everything akadzokera SA.Chandakafarira anga akusapotawo vana chero hake asina kumbotaura zvekuda kudzokerana neni.Airatidza kuti ava kundipawo respect zvinova zvandaida.Apa vana vacho vaikura zvakanaka asi Alisha ndiye aingova neproblem yekurwara rwara.Like ipapa aitopisa muviri wake ndaitoshaya chii chomboitika paari. Everyone was supporting me kufamily kwana Randon.Vaiva vanhu vari free kwandiri even kuna Kalindi.Rimwe zuva ndichibva kunotenga fish dzangu ndakasangana naTitan aine kahonda fit hameno ndekake here. “Lyra ndiwe here “ “Ehe ndini mukuti ndianiko“ i replied Akadzika mumota akauya kundikwazisa. “Long time uri sei“ “Ndiri bhoo“ i said “Ndaikutsvaga hangu“ “Maida kundidii" i asked “Ndakanzwa ukutengesa kumusika saka ndaida kukutsvagira basa semunhu wandaiwirirana naye.Unoziva nekunaka kwako hauna kufitwa nekutengesa“ he said akanditarisa “I'm okay ndakadai“ “I'm sorry ndakanzwa everything zvakaitika kwauri.Lyra you are still young and wakanaka.I'm willing kuchengeta iwewe nevana vako.Now ndakura ndoda munhu ari mature like you.Tokwanisa kutoita kasmall family kedu unozviwana sei“ he said “Titan unoziva ndaikupa respect ndichiti uri mukoma vangu naKalindi.Ko zvawakutaura zvauya sei.Ndakaroorwa ini handisi pakutsvaga“ “Lyra ndaikuda kubva kudhara but zvaisaita kuti ndikuudze nekuti ndaidanana naJulia.I never loved Julia ndochokwadi plus yaiva love yekuchikoro.I can give you time yekufunga about us“ “Ndakaroorwa siyana neni“ i said Ndakafamba kudzokera kumba.Titan handina kufungira kuti ane hunhu hwakadai.Ndakabika fish dzangu ndaitoda dzekukwatisa.Ndakupedza kubika ndakaona Aunt Floria vatosvika. “Mai 2 maswera sei“ “Ndaswera bhoo zvangu ko imi“ “Ndiri bhoo vari sei vana vedu ava“ she asked achivasimudza “Vari bhoo but Alisha ari kupisa muviri“ “Maenda naye kuchipatara here" “Handina“ “Mangwana toenda naye opihwa mishonga“ said Aunt Floria Takatanga kuzotaura nyaya zvedu.Most of the time vaiuya vachirara neni pamba.Takadya tese tikabva tarara.Makuseni ndakabata phone ndikaona mamessages aRandon achibvunza ndiri sei pamwe chete nevana.Ndakamupindura ndikazoona mamessages enew number ndikazoona ari Titan ndakashaya akapihwa number dzangu nani.Handina kuenda kunotengesa sezvo mwana aisanzwa bhoo.Ndakaenda nako kuchipatara titi pamwe chete naAunt Floria.Takaenda nekumba kwaGogo vana 2.Ndakazonzwa hasha ndichiona vaMachongwe varipo.Pavakandiona vakasimuka vakafamba kuuya kwandiri zvakaita makore apfuura zvikadzoka mupfungwa dzangu.Ndakatanga kutya ndakaona Aunt Floria vamira pamberi. “Ibvapo iwe ndoda kubvunza kahure aka kuti zvakanoudza vanhu kakazviona kupi Izvozvi zita rangu rasviba nekuda kwenhema dzake“ said VaMachongwe Misodzi yakatanga kuyerera pamatama angu.Kutaura chokwadi ndingafara sei but ndikafunga zvakaitika kwandiri mufaro unobva waenda. “Cephas Machongwe ndakati handidi kuona tsoka yako but issue yandakudanira pano haisi yekuti utuke muroora vangu.Unoziva wakauraya munhu ndozvandiri kuda zvigadziriswe kufamily kwedu ngozi isati yashata“ “Magrett handina munhu wandakauraya.Do you believe zvawakaudza naProphetess venhema avo.Zvisinei ndoda kudealer naLyra first" “Get out“ said Mai Joto “Lyra Kasupu I want to take you to court for defamation of character.You have accused me of things I didn't do and damaged my reputation.Everyone shouldn't be pointing fingers at me without evidence.If you can't provide proof to support your claims, you will be in trouble“ he said vakandinongedza nechigunwe vakabva vabuda Ndakagara pasofa i cried ndaishaya ndakapara mhosva yei.Apa my own aunt havachadi kana kutaurawo neni kubva pandakamitiswa naRandon.Havana kana kumbouya vana or to check ndiri sei. “Usachema Mai 2.Nyaya yaita ndidane murume uyu tozvarwa tese of which kumusha kuri kunzi kune ngozi iye akauraya munhu mhepo dzimwe dzacho ndidzo dziri kuuya kutambudza vana vangu.Handitodi kutaura naye but ndikuzama kuda kugadzirisa iye akutodai“ “Mhamha ndakazvitambira not everyone akasikirwa kufara mulife.Tinogona kusimbisana nemastatement ekuti everything will be okay.Unogona kusvika pakufa usina kumbowana chinonzi mufaro as for me ndakazvitambira" i said Ndakaona maziso avo ajenga misodzi.Handina kugarisa ndakadzokera kumba kwangu.Aunt Floria vakauyawo havana kundisiya.Manheru ndakaona Alisha akutadza kufema.I tried kuda kumufena zvikaramba ndikada kufuridza mhino.Ndakafonera Kalindi pakati pehusiku.Akabva atouya naJericho vakasvika kamwana kachichema kachitadza kubudisa sound. “What's going on zvawakuchema" asked Jericho “Mwana wangu ndapererwawo ini“ Ndakatarisa Kalindi ndikaona akutochema.Ari Floria anga atobata shaya. “Saka mese mukachema ndosolution here.Kalindi i don't like this wawira nedambudziko tsvaga solution not kuchema“ said Jericho “I can't see my sister achichema and this innocent child“ said Kalindi “Lets pray“ said Jericho “Handina power racho“ i said “Mai 2 ngatinamate after than we will see toita sei.Nekuti condition ine mwana haidi chipatara.Izvi zvakamboitikawo kuna Nora aiita kunga akadzipwa“ said Jericho We prayed but hapana chakachinja takaona maziso aAlisha atsvuka.Jericho akasimudza mwana tikaenda kumota.Ndakatevera tikapinda akadriver ndakashaya kuti akuenda kupi.I was surprised kuona tichisvika pamba pana Samma.Gate rakavhurwa tikapinda.Prophetess Mada vakabata mwana vakatanga kuimba vakamubata.Vatora bible vakanamata vakariisa pahuma paAlisha.Kakatanga kukosora kachirutsa.Kachipedza kurutsa kakaridza mhere kanga kakufema zvakanaka. “Vana venyu vari kurwiswa zvotoda kusimba pakunamata.Kana imi amai vacho ndakati muuye ku 1 on 1 asi hamuna kuuya“ “Very sorry munhu waMwari ndaishaya time.Ko ndiani ari kukonzeresa izvi“ i said “Pachiporofita changu handikwanise kudoma zita remunhu ari kuzviita nekuti ndikadaro muchanzwa hasha mukaenda kunomutema nedemo.Zvisinei ndoda kukuudzai kuti mugare muchinamata nguva dzose.Musaratidza muvengi kuti munomutya be strong“ she said “Amen" “Mazuva ari kutevera aya ndaona mune nyaya dzichanetsa kumapurisa muchipomerwa mhosva yamusina kupara.Ndimi makatadzirwa asi nyakutadza ava kunochinja kuti imi muitwe senge makaipa“ she said “Musatya nekuti Mwari vanemi yava nguva yekuti mufarewo.Asi kuti mufare garai makapfugama.Zvipeiwo nguva yekuverenga bible kwete kutsvaga Mwari mawirwa nedambudziko.Kana kwachena muuye kundiona muri mega ndine zvandinoda kutaura nemi“ said Prophetess Takazodzokera kumba Alisha katova bhoo.Kanga katorara zvako wanga uchamboziva ndiye airwara here.Ndakatenda Kalindi naJericho nerudo rwavo.Kunyanya aunt Floria vanga vaneni.Ndakarara ndikanzwa Mr Machongwe vakatoendesa nyaya kumatare edzimhosva.Ndakamukira kuenda kunoona Prophetess Rosalia Mada ndakasvika varipo vakatanga kutaura neni... Watch Out For Chapter 31
❤️ 🙏 👍 😂 😢 😮 👌 💃 🔥 508

Comments