
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 17, 2025 at 02:33 PM
*CLOVES AND ITS USES*
Ma cloves anoita zvekare kushandisa kana pari panyaya dze baking kugadzira ma sweet dishes akaita se pastries, cakes and cookies
Inoshandiswa zvekare kuwedzera ma flavours kuma savory dishes se stews and curries
*CLOVES*
ma cloves kubva nekubvira anoshandiswa kupedza marwadzo amazino ( tooth pain )
Kufema mweya wakanaka ( freshen breath)
Cloves anoshanda zvekare kupedza kunetseka kufema kune matambudzik akaita se ASMA ,COUGHS AND BRONCHITIS
Ma cloves anodzikisa stress and anxiety
Uyezve achi support immune function
Ma cloves anoita zvekare kushandisa kudzinga mosquito ants nezvimwewo
Cloves anoshanda zvekare kuti munhu asapute fodya anopedza inonz nicotine cravings munhu anoputa fodya kushandisa cloves haafe akaputa fodya
Ma cloves anoshanda zvekare paku attract vanhu kugeza nawo anobvisa munyama anoita kuti jambwa ribve pauri uonekwe
🙏
❤️
😢
10