SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 17, 2025 at 02:34 PM
Nhasi ndauya nenhau yekuramba disappointment Tora garlic yako usabvunza kuti ngani Tora cenamon powder yako Tora coarse salt yako Enda panze pamemvuri wako Tora ivhu retsoka dzako neremumvuri wako handitika namatira zvese izvi wakazvibata namata uchiudza Mwari namata nemoyo wese uchikumbira kuroorwa ,kuroora,muchato,mbinga,mwana chaiye namata ichidzinga mhepo dzakaipa dzekwawakaberekwa wapedza Chigeza muteuro uyo zvese zvakasangana asi semuteuro ndorevei ndoreva kuti wapedza kugeza nesipo wozogeza nemuteuro uyo uschiisa tushoma tushoma for 9Days Ehe 9days. Try it vamwe varikuuya nema testimonies koiwe ungatadza nei kumbira chaunoda Mwari vanokupa.
❤️ 🙏 😢 😮 👍 18

Comments