
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 17, 2025 at 02:35 PM
*MHIRIPIRI*
Kukosha kweMhiripiri : mhiripiri inoshanda chaizvo kufumura ruoko rowkaipa runobata mulyf yako,inorwisa jambwa/ munyama ,kusemwa,ktarisirwa pasi,maSpiritual husbands/ wifes,zvokwambo,zvipotswa zvese zvnotiza kudzokera kmuridzi ukaita nokutenda apa panoshanda mhiripiri ykaoma mhonzi dzacho dzobetsera zvkanyanya;
1, urikufamba rwendo wakubuda isa mhonzi dzemhiripiri muhomwe uye kwauri kuenda usiri kkuchenesa isa mhonzi muhomwe paunodzoka tora mhonzi dziya rasira mubin remarara wapedza.
2,uchitadza kurara mumba mako nokuda kwemadzikirira,kurota zvotyisa uye kushandswa nezvikwambo kuitwa murume/ mkadzi tora mhonzi dzemhiripiri isa mumacorner eimba yako yose mnorara mushe kana ktora marasha woisa mumba iwe nemhuri mobuda panze nokuti utsi hwacho hunokatyidza nokukuvadza iyi ndyo back to sender🔥🔥 mzopinda henyu morara.
3,vane Low Blood pressure tora mhonzi udye or kuisa mufood zvnobooster bloodpressure yosimuka.
4,munhu wako asngachanzwisisiki mira padoor wkatarisa kunobuda zuva tsenga mhonzi uchitaura zvido zvako uchipfira wkatarisa kmabvazuva even ari hubby atorwa namarwei ita da same fr 7dayz uchitsenga nokupfira wkatarisa mabvazuva uchitaura zvauri Kuda.
5,mhepo dzasimuka kubasa or kurikuda kumiswa vanhu basa ita zvimwechete zviri pa#4 unokunda chete.
5.paine munhu arikunetsa nechikwereti pisa mhonzi dzako uchitaura zvauri Kuda wapedza muvinge or kufona waita madayz uchizviita .
NB paunoita zvekutsenga usatukane nevanhu or ktuka vana nokuti mhiripiri inesimba.
6, munhu arohwa nemamhepo or kuvhumuka,kurwara kusnganzwisisike pisa mhonzi.
Usazoshamisike woona vamwe vanhu vawaifara navo vokuAvoider vavengi vako vanobuda pachena....
🙏
😢
❤️
👍
😮
😂
19