SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 19, 2025 at 05:52 AM
*ZVINORATIDZA KUTI UNE NYONGO* 1 kugara mudumbu muchingorira ,muchirwadza, muchipisa pamwe nekufufutirwa. 2 Kutemwa nemusoro uchinzwa mate achizara mukanwa. 3 Kunzwa kunge urikuda kuita Tsvina asi wakaenda kuchimbuzi hapana chinobuda. 4 Kuita Tsvina yakaomarara ,kuita katsvina kadiki, kuita Tsvina inenge nhoko dzembudzi wakaona ava pa stage iyi anenge anyanyisa kukwira. Nyon'o yakanyanya mumuviri mako unopedzisira wavakuita Tsvina inenge nhoko dzembudzi inobuda iine ropa chinoitika Tsvina yakaomarara inomara matumbu painenge ichibuda kana zvadaro patomuka chirwere cheronda mumatumbu ,wakariregerera ratova *ULCER.* ulcer ,wakanonka kuwana treatment Ronda riye roenderera ndopaye pamunozonzwa zvonzi ane cancer mumatumbu zvatangira panyon'o *Acids, Nyongo, Gerd, Reflux.* _A burning sensation in the stomach or chest (ii) *_What causes acids...?_* -Mainly eating and drinking foods that contains too much acids like fizz drinks alcohol citrus fruits, some even tomato and tomato based foods -Eating to much or too much food at the same time or eating when you are hungry. -coffee -spicy foods -beans -too much chocolates -too much sugary foods -red meat -too much fatty foods -dairy products -over the counter medication and antibiotics -poor eating habits eating and drinking same time or hot and cold same time. -excess bubble gum chewing -insufficient water intake -stress and lack of (iv) *_What are the signs and symptoms...?_* *Acids, Gerd, reflex (Nyongo)* _just like what acid does_ _It causes_ - big tummy may be due to a lot of acids and gases usually seen in men and people who drink too much alcohol and scuds - Green or brown or yellow or black / red coloured stool - may fail to visit toilet at regular times. - sharp chest pains. - mild headaches. - fatigued body. - heartburn. - vomiting - hiccups - bloated (v) *_Which are other diseases associated with acids...?_* Other diseases associated with acids includes hernia, allergies, stress, gallbladder problems and enzyme deficiencies. (vi) *_What are the consequences of acids...?_* -Stomach Cancers and helps all other Cancers to multiply -Arthritis. -Alzheimer's disease caused by anti acids. -gall stones -liver disease (yellow) -hiccups -headaches -anemia -blood pressure (blood viscosity) -dizziness and fatigue
🙏 👍 😂 😢 😮 6

Comments