SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 19, 2025 at 05:55 AM
MABASA EMUNHUNDURWA 👉Midzi yacho inorapa zino unochera woboiler uchifunda mvura yacho uchisipa. 👉Inorapa maacids kutsenga midzi yacho. 👉Kurapa zvisasa unosvinira muto wenhundurwa pane chisasa zvinovava bt within 6hrs chenge chaoma 👉Mashizha unogeza nawo kudzinga mhepo. 👉Midzi ukaikacha kacha ukaisa mumvura ukageza nayo inodzinga bvuri. 👉Unochera midzi woomesa wokuyainorapa mudumbu , constipation bt pliz unonanzva a pinch ukawanza unoswera ugorara mutoilet uchipazha so musawanza 👉Midzi yawo ukasanganisa negavakava nemudzi wenhengeni zvinorapa siki. 👉Mushonga wenyoka ...kana munhu arumwa nenyoka unotora midzi yacho woisa mugango woipisa kusvika yava kupfupfunyuka kuita dota wotemera nyora wezora Share
👍 ❤️ 🙏 7

Comments