SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 19, 2025 at 05:57 AM
Mvura yemumhango Wanga uchizviziva here kuti Inorapira vana kuti vasazoita mapundu kumeso(mburwa)unomugeza kumeso achiri mudiki Inodzinga mhepo ukageza nayo miviri wako Inounza chakanaka kudiwa(luck) Inokwezva vatengi kunevanoita zvekutengesa unomwaya pazvitengeswa Ukagara nayo mumba wakaiisa pachena haupindirwe neveusiaku Sanganisa mvura nezviyo uwane macustomer Inodzosa mudiwa kana kuti udiwe zvemandiriri Inoita pamusha pagare nemufaro Inoita utererwe Inoita udiwe
🙏 👍 4

Comments