
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 19, 2025 at 06:00 AM
KUTI UGARE UCHIWANA MARI PACHESE CHAUNOTENGESA
OR KUBASA
Tora rice rakati wandei woisa muglass rine chivharo
Tora ma cloves akati wandei isa
imomo zvakare
Chitora mari yaunoshandisa kunzvimbo yauri woisa muglass muya worivhara
Bata glass riya nemaoko ose
Namata uchiri shaker
Udza Mwari zvauri kuda pamusoro pemari
Chiisa glass riya panzvimbo yakachengetedzeka
Chitangàwo kushanda nesimba
Zvipe nguva
🙏
❤️
😂
👍
8