SORA NEMITI ZVINORAPA
June 19, 2025 at 08:35 AM
Makadii henyu gogo ini ndirkunzwa kufara gogo hupenyu hwangu hwainga hwakaoma zvainzwisa tsitsi zvichikonzerwa nekurerwa mushure mekunge vaberek vashaya asi izvozvi ayiwa handichadyiwo muriwo usina mafuta kunyanya yekugeza newiwi yekusen nesalt ayiwa komborerwai gogo zvinhu zviri kuvhura zvazvo.
🙏
4