
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 20, 2025 at 02:16 PM
Gogo makadii, ndakatanga kufollower channel manje manje asi ndauya ne testimony. Ndakaita yekugeza neOnion Kuma 3am. Ndakatevedzera zvese zvaiva zvakanyorwa ndikaita sa izvozvo. After a week ndakarota baba vangu vakashaika havo 2017 . Vakauya varimukomana like in his early thirties ndikatovamhanyira and hugged him then ndakatanga kuchema ndichiita narrate my life troubles. Ndakavaudza zvese zvandakasangana nazvo kubva 2017 upto date vakabva vasimuka ini ndikasara ndakagara pasi ndichingochema. Vakabva vati "Get up zvinhu zvichatanga kunaka from now going forward" ndakaramba ndichichema ndakagara pasi vakadzokorodza futi "Get up, get up" ndakabva ndatomuka nekuti ndainzwa sekuti izwi iri ririkuita command mumba . Kwaive kuma 4am .
🙏
❤️
😢
😂
13