Find WhatsApp Channels
Discover the best WhatsApp channels for news, entertainment, education and more. Our powerful search helps you find exactly what you're looking for.
Channels & Posts for #titende
Posts
Tsumo Today👇🏾 *Kurumwa netsikidzi rambira mumb...
Tsumo Today👇🏾 *Kurumwa netsikidzi rambira mumba, chitete chinopinza mune chikobvu* Kupokana ne...
Tsumo Today👇🏾 *Gunguo kuseka zizi, iwo muromo ...
Tsumo Today👇🏾 *Gunguo kuseka zizi, iwo muromo waro uchinge dende.* Itsika yavo vanhu kuseka va...
Tsumo Today👇🏾 *Rombe rinosekwa richaenda, kana...
Tsumo Today👇🏾 *Rombe rinosekwa richaenda, kana rodzoka hedzo nhureture* Munhu anongosvorwa che...
Tsumo Today👇🏾 *Chakata iri pasi ndeye munhu wo...
Tsumo Today👇🏾 *Chakata iri pasi ndeye munhu wose asi iri mumuti ndeye wagona kukwira* Zviwanik...
Tsumo Today👇🏾 *Badza harinyepi* Kutsungirira...
Tsumo Today👇🏾 *Badza harinyepi* Kutsungirira pane zvose kunounza budiriro asi nungo dzinounza ...
*PaTrabablas paya* _As written by John T. Guma_ ...
*PaTrabablas paya* _As written by John T. Guma_ Akanamirana mabwe eDzimbabwe pasina dhaka. Umhare ...
*PaTrabablas paya* _As written by John T. Guma_ ...
*PaTrabablas paya* _As written by John T. Guma_ Akanamirana mabwe eDzimbabwe pasina dhaka. Umhare ...
Tsumo Today👇🏾 *Gore Musandu* Zvinhu zvinosha...
Tsumo Today👇🏾 *Gore Musandu* Zvinhu zvinoshanduka, hazvirambi zvakadaro. Mangwanani akanaka. ...
*_nyabango🔜↪️* > Ehwoi Soko Murehwa zvaitwa Matar...
*_nyabango🔜↪️* > Ehwoi Soko Murehwa zvaitwa Matarira, Soko yangu iyiyi🦧 > Maita Marovahombe Chiron...
So vayera Moyo vazere muno nhai regai tigoona kuti...
So vayera Moyo vazere muno nhai regai tigoona kuti muri vana moyo upi. Titende 👏🏽
Tsumo Today👇🏾 *Dzvinyu kuzamba zuva huona bako...
Tsumo Today👇🏾 *Dzvinyu kuzamba zuva huona bako* Munhu kuzama pane zvinogona kukupinza panjodzi ...
Tsumo Today👇🏾 *Pachapwa madziva miramba tichan...
Tsumo Today👇🏾 *Pachapwa madziva miramba tichanyurura* Nguva yakaoma kunevamwe inozvara mikana ...